Kana mazogara don't include bond panyaya dzenyu idzi please bond anoita zvinhu zvake one one I witnessed him doing great things that you cannot do yourself self nxaaa
@shingiraikambarami1274
27 күн бұрын
Kkkkkkkk same same na Bond hama kkkkkkkk one day wanoendako wachabata chokwadi
Arikuda mbiri Elias uyo plus vana Madzobaba ava vanoguma vopenga tarisai bond akazoguma asvika pakudhunya njere
@ZindiTembo-gd7zf
28 күн бұрын
Bond ainge asiri madzibaba ndosaka aita zvese zvese
@lloydmahlareni190
28 күн бұрын
Elias uyu imbavha anobira vanhu mari nefeja feja
@user-oe9rw8os6w
28 күн бұрын
Eriyasi ukawana ka chance mbichana ukwane ,dai wambonorara pakanaka
@user-rx8vg7ob7z
28 күн бұрын
Amen mutoriro
@prettychimutengo9538
28 күн бұрын
Thank you sekuru tinemi
@user-yk7ne8xc3s
15 күн бұрын
Madzibaba vanopenga ava tateguru kanengo vakuru
@taffytafadzwa1426
28 күн бұрын
Thank you sekuru nekujekesa
@tendaimakoni9918
27 күн бұрын
Madzibaba Elias vanototaridza kuti zitsotsi haanyari kurwadziwa chete. Nebasa guru rinobatwa naSekuru Kanengoni Yu a the best Kule Chakanaka Chakanaka mukaka Haurungwe munogona Keep the fire burning siyana nezvimbwa mupengo izvo
@tapiwamukungura8287
10 күн бұрын
Mai fanirwa kutora hama dzemunhu uyu aibatsirwa nasekuru dzanga dziripo monzwa divi radzo nekuti uyu haambobvume
Sekuru kanengo is correct and organized and then the guy who was seeking for a help was not supposed to tel him everything from kanengo munzwi akapiwa ngoni dzedenga haafaniri kubvunza murwere kuti wachema nei vanotanga vavheneka murwere
Sekuru Kanengo tinemi chero zvidii hatidi na sekuru Kanengo.... Ndafara sekuru mpostori ndiye batwa ne mhosva
@Massiquinguimario
7 күн бұрын
Madzibhabha Elias vane nyaia.
@shingiraikambarami1274
27 күн бұрын
Elias haasi muporofita ndakazviramba ini apa ,muporofita munhu ane unyoro kwete zva Elias uyoooo,haaaaaaa chokwadi chichabuda one day Elias tichadzinzwa dzakooooo one day
Пікірлер: 261