Tasvu & Sly media 🤔🤔🤔kukhona okutshaya amanzi shame 🤔 Drewmas media you is doing a good job 👏 keep up the good work 👏 🙌
@precioustafirei7394
Жыл бұрын
Ngama Sela
@gracekhoza5289
Жыл бұрын
@@precioustafirei7394kkkk
@kayceedate4527
Жыл бұрын
We are behind you Drewmas,,Imi itai basa chete bcz pa5 minutes dzamakanzi mundifonere ndipo pavaiita matalks neSly saka Sly yakabva yati no ,Ndiyo analysis yangu but tinokurudzira kuti mufambe pamwechete
@FlorenceGurure-mk8cd
Жыл бұрын
Zvinogona zviri chokwadi ichocho but zvaida kuti vasatarisa zvakaitika kare vatanga vabatsira mwana awanika then sekuru Tasvu vozodaidza Andrew nedremas media team kuti vaonesane kana pane chavakavakanganisira vaone kushandidzana navo vese ana sekuru nemapostori hapana anofanira kunzi sekuru ndeva sly or drewmas ndevemunhu wese ari in need of help ndoona nyika yedu inoita zvakanaka tikadaro . Ndinoona basa rasekuru Tasvu , shumba , bunzamukombe ,achapola, kanenge and others saka vese vanoda kuti vabatwe kana vachinobatsirana matambudziko ekushaikwa kwevana irikutonyanya iwo masvikiro ne n’anga dzirimo munyika .
Nothing bad mukoma Andrew, itai saizvozvo or ngavazviendere vega, kuti padiwe camera 📷 vanenge vasingabhadhare, welldone mese Sly media welldone Dreamas media zvikomo zvinopanana mhute
@annamercytigere3038
Жыл бұрын
Sly aibudisa vanhu achiziva kuti ndezvekunyepa xaaa thank you Drewmas nekubatsira mhuri iyi
@cdechirume2979
Жыл бұрын
Let's all boycott slymedia. Um unsubscribing him straight away. Anehudyira obviously he pays some rights to tasvu. Give me a like if you agree with me
@mellanyaningwe878
Жыл бұрын
Ibvapo wakamboendako hre kwa Sekuru Tasvu ukaona kuti ndezve kunyepa usango humana kutaura zvaisingazivi
@ellenrufux9831
Жыл бұрын
Sure madrama hobho kuya tskabvako
@lisamupfugami5022
Жыл бұрын
Drewmas muchiri kuziva here muchibhadharisa vanhu kupa number dzevanobatsira ini chaiye makati mari pamberi apa ndiine dambudziko rairwadza mari yamaida ndeyei chaizvo ini ndichitodawo rubatsiro siyanai naTateguru Tasvu ne Sly
@tineyidombodzvuku067
Жыл бұрын
Well done murume ndatozvitaurawo ndopakafira nhawu dzake
@momoza2985
Жыл бұрын
Ini vakatombodaro vachiti vanoda $20 kupa number
@lisamupfugami5022
Жыл бұрын
Kutaura chokwadi ini ndakanzi 30us tichida number dzambuya vekugara nezuju vaye ndakatambura vachiomesa musoro ndikatsvaga Mari yekuwapa ndakaishaya ndikagara nehurwere hwangu kusvika ndabatsirwa natateguru Tasvu nesly media saka ini hangu handigone nawo
@douglasdeekatsande70
Жыл бұрын
Makungoshayawo zvekutaura imi😢
@Akim-o6l
5 ай бұрын
@@douglasdeekatsande70siya vanhu vataure zviri mumoyo iwe ndiwe satana une utsinye
@lillysham3395
Жыл бұрын
Ndlovukazi you are so brilliant keep up the good work. We love you. Drewmas media taking us to another level.
@greenpeace7380
Жыл бұрын
I love you both Drewmas and Sly, and pray you work glove in hand to assist Zimbabweans. Siyabonga
@nyarie_m
Жыл бұрын
I love you both Drewmas and Sly media. Handione hangu sekuru Tasvu chavakatadza inga vati ndine contract ne Sly. Caption yenyu mabva maita kunge makatandaniswa kkkkk. Zvakafanana wani maibhadharisa vanhu kupa number dzevanhu vanobatsira. Mutsvene wacho ndiani🤷♀️
Taurai henyu. Vanondisvota sterek vanhu vanongouya vachiti Tasvu Tasvu mu comment section as if ndiye ega anobatsira mu Zimbabwe
@berthymbidzo350
Жыл бұрын
We love you Dremas media taking you to another level.
@SRJ419
Жыл бұрын
I sense Robert's brains behind banning drewmas.But unity of purpose is a must in such situations.
@princessmamthe
Жыл бұрын
Well said 👏 👌
@mataxyjoe6082
Жыл бұрын
Wy wadari
@cleofay9346
Жыл бұрын
haunyepi dear
@AsaMuchenjekwa
Жыл бұрын
Vanhu musakanganwe chazueo nehope. Sekuru Tasvu havasi bharanzi. Andrew akambo wanza achishora matare asekuru Tasva ne Sly Media. Apa vakuda kumbo mupedza dzungu. He needs to apologise to sekuru Tasvu. Vanomuregerera
@monalisakaetano8083
Жыл бұрын
@@AsaMuchenjekwazvakaitika kupi izvi
@MaryMucheka
Жыл бұрын
But Drewmas is tgeconly channel that takes us to another level...❤
@willchimms1591
Жыл бұрын
Drewmas media you handled the case well. Your audience is now aware.
@aidynkwakwa6768
Жыл бұрын
Well spoken Andrew. Choice choice
@beehrsolutions9315
Жыл бұрын
Maybe most of Tasvu's cases are choreographed and rehearsed dramas and he is avoiding humiliation. Because in all honesty, he is a healer, he should just assist mwana thats all. This contract this and that is just unnecessary drama really. Sad, sad, sad
@hazelkasinamunda-sb1zl
Жыл бұрын
Yes yes
@makanakamaenzanise3602
Жыл бұрын
Not MAYBE. Open your eyes.
@douglasdeekatsande70
Жыл бұрын
Damn right wapedza
@shinelikestars2759
Жыл бұрын
Staging too much
@juniorfreedom8775
Жыл бұрын
True matsotsi awo,madrama too much
@mavischikonyora1194
Жыл бұрын
Thanks for the update vaNeshamba Don't loose heart 😊
@yeukaimundonda7275
Жыл бұрын
Nhasi nderimwe zuva.. Haa Ko sei nhai
@ruthmakwara1974
Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level ❤❤❤
@desdazdb
Жыл бұрын
You didn't need to ask for the number yasekuru Tasvu as you could have got it off Sly Media videos - they show numbers dzevanobatsira pascreen, it's not a secret! Yes, vabatsirwi ndivo vanotsvaga/kukumbira kurapwa pachavo not kukumbirwa nemunhu. On the issue ye Recording, it's business, and if Sly Media is contracted to do so, there are no qualms there. Musatsvage huroyi husipo nekudongora zvisina basa. Itai basa murunyararo.
@gracechikwekwete586
Жыл бұрын
Ngazviitwe fast bcz now vakutoziva vachauraya mwana akanoraswa kwekuti havazombomuone why zvirikunonoka veduwee
@Amarie077
Жыл бұрын
Andrew you are so funny my brother. Thank you nekubudisa nyaya iyi. Aiwa shandai zvakanaka we love you both.
@killianahchikwekwe6539
Жыл бұрын
Neshamba, you are taking us to another level thanks
@JosephChaguma-rw4dy
Жыл бұрын
Andrew rega ndikuudze chokwadi zvimwe zvaunoita zvinozvinoita kuti zvinhu zvako zvisafamba zvakanaka iwe ukawana munhu anobatsira unoda kuti tikubhadhare hazvisi bhoo izvozvo ..... Saka kana Uchida kuwirirana nevanhu siyana nenyaya yekubhadharisa varapwa kana vachida number dzevanobatsira
@JLambDr
Жыл бұрын
Sekuru Tasvu is correct. He's protecting his integrity. He's loyal. Drewmas should have handed over the request to SlyMedia instead of asking for a number. Respect to Sekuru Tasvu. Mamwe matare ane varidzi vawo.
@lovenessmasango7535
Жыл бұрын
I think sekuru Tasvu was right bcoz vane contract neSly and we thank God kuti vakabatsirwa. Chikuru kuwanikwa kwemwana chete
@patrickmuzondo5166
Жыл бұрын
Hondo yema media houses. Im not sure whether Im wright or wrong but it appears like Robert na Andrew vanozivana mukutapa nhau. Ndinoona sevanhu vari ku saizana. Anyway panyaya yeSly media na Sekuru Tasvu ndiri mumwewo ane ma Question marks ne the way they do their things kunyanya panyaya yekupindira pabasa rasekuru Tasvu. Mimwe mibvunzo inobvunzwa neve Sly kuvanhu vanenge vachida kubatsirwa handioni sezvakakodzera because vanhu vanouya kuzobatsirwa mushure mekunge vaudzwa zviri kukonzera dambudziko na Sekuru. Zvino kana ukatanga wabvunzwa dambudziko hakuzi kuda kubatsira sekuru here ikoko. Ini zvangu I follow most of these media houses but relationship ye Sly na Sekuru Tasvu inenge yave kupfuuridza. Sly is not part of Sekuru Tasvu's team pakurapa vanhu kwavo so they should stick to their mandate yekutipa zviri kuitika. Pa daka ririkunzi ravepo between Sly and Drewmas ndinoona sekuti riri kubva pamafungiro ekuti ve Sly varikufungira kuti ve Drewmas vari kuda kufumura kusagona kwa Sekuru Tasvu. The fact that they are thinking like that ndizvo zviri kuita kuti vanhu vafungidzire kuti Sekuru Tasvu vanogona kunge vachibhaizawo futi. Anyway let me end by saying we love you all guys. Keep up the good work but musa tsikana zvigunwe kkkkkkk
@barbragawaneni3363
Жыл бұрын
Ndiwe munhu akutotaura chokwadi iwe ...i business iri
@Gonawapotera1
Жыл бұрын
Serves you right mukoma wangu Shumba. Patinokumbira number dzaana sekuru unoti unoda kubhadharisa but sly media inonyora number dzevarikubatsira pachena I think you should learn and understand you're already making money from our views simple and straight forward 😂
@sharontangirai1262
Жыл бұрын
Aiwa Shumba kana nyaya yatangwa neDrewmas ngaiperere ikoko
@mavismasunda7681
Жыл бұрын
Zvaazvekutsvaga Mwana ka izvi ndopatakuona kugona kwavo vakawana Mwana uyu
@Ethananoona
Жыл бұрын
Such things are bound to happen in the line of duty, I hope you resolve your issues behind the scenes in order to protect both brands , Well done Shumba and team , best of luck to both teams.
@chihelele5242
Жыл бұрын
Sly is buyers. I told them kuti zvangu became bad to worse by going kwa Tasvu, and the answer I got was hamheno ikoko. They only come with positive from Tasvu and no feedback like Drewmas
@tinotendaroyiyoutube
Жыл бұрын
Iweww Andrew hawuone kuti wakanga wamhanya bani here paunoziva panodyira umwe iwe woda kuyenda ipapo. Its not about what you want to pupport.its about protocols,respect and being genuine
@chihelele5242
Жыл бұрын
@tinotendaroyi7848 " anyone can take people to Victoria falls", Ma bus anoenda bhuruwayo aka siyana siyana, not same company If you know you know unless if Sly is being paid by Tasvu. Isu takambo vharwa na Tasvu, would like to see drewmas ikoko because they do follow ups.
@TawandaMataranyika-lu1by
Жыл бұрын
Thanx Dremas media u a taking us to another revheru
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
Жыл бұрын
Moziva hr kuti sekuru tasvu vanoda mari Zvakanyanya .ndakakuudza kut mwana anemunh wehukama endesekuru tasvu vane pride
@l.a.t.dm.d.w5582
Жыл бұрын
Haiwavo hondo yeiko drewmas started these programs vana sly kudirwa mazimari nen'anga I ❤ and support drewmas media all the way❤❤❤❤
@WilliamMaidei-vz3td
Жыл бұрын
Ayewa mogona ku blaimer sekuru Tasvu ivo ve drewmas modyidzana hr neve sly ini ndine nyaya yangu yakamboitwa ne drewmas media asi ndakazoda kuenda ku sly kt ndibatsirwe vakanditi tangai mataura nava neshamba kt panyaya yedu iya takumbosheedza sly ndakaisira vaneshamba masage asi avana kupindura kuratidza kt avadyidzane dai vaidyidzana vangadai vakandipa go ahead
@portiamzezewa216
Жыл бұрын
Nzou munogona Presenter of the year
@godwinchiutsi9183
Жыл бұрын
Pamwe sly media yakafonera sekuru Tasvu kuti don't deal ne Drewmas media, you never know.
Thanks Dremas for explaining. Big up to you for picking up the phone and dialing Slymedia. Thanks to Slymedia for giving Dremas Sekuru Tasvu phone number. Yes Dremas you phoned sekuru vakati phone after 5 min, and l suspect just as you do, that sekuru phoned Slymedia before he came back to you. I respect sekuru Tasvu for being open to you that panyaya dzesocial he deals with Slymedia only. I could forsee mess/chaos yaizovepo if sekuru would entertain every social media platform. So Dremas phoning back to Slymedia and that tsanangulation given by Slymedia was top notch, because its not everyone who goes to sekuru Tasvu is covered by Slymedia. If they choose kuti iyi ngatiiswe pasocial media it's between them two. So does this mean Dremas has lost out in terms of content, no! Dremas can still talk with Sly vopiwawo tuma highlights twenyaya and from there they can still build a case to give to their followers... Or Dremas can still go back to the family yekushaya mwana for interviews then they can have some feedback for their followers. Can l just say to Andrew that the followers of Dremas media are the same followers of Slymedia and others. Pano neapo tine maonero edu wanikwe topedzesera totaurawo
@RueRue839
Жыл бұрын
Well said
@sqrd3536
Жыл бұрын
People can choose who they want. Tasvu is not the only one I'm sure. The people affected can choose what convinient for them. Slymedia it's looking more like a tv series.
@sifundilemhlanga1755
Жыл бұрын
no probl. drewmas,we follow both of you sly media and drewmas
@bennymapfumo2986
Жыл бұрын
Tasvu z rt anoda slymedia bcoz akabvao nayo kure kubva vanhu vachivati vanotengana neSMTV pluz zvakangonakavo kva nemunhu wako 1 kuitra pazvoipa unoziva kwekunanga anyway Drewmas u ar taking us to another level
@lisamupfugami5022
Жыл бұрын
Plus drewmas yaiti ukafona uchikumbirawo number yaikubhadharisa nd zvairwadza kna uine dambudziko chawaida kubhadharwa chii chaizvo
@nomandydoreka5169
Жыл бұрын
Haaaaa dzimwe n'anga ifake chaiyo😂😂😂😂😂
@pemncube9049
Жыл бұрын
You are right. Izvozvi he is getting updates of the case from Sly. That's a lethal syndicate. Vanhu can't see that. People are paying thousands to be hallucinated and seeing rubbish on the mirror. Tasvu, Kanenge. Sly et Al matsotsi
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
Жыл бұрын
@@pemncube9049 taura hako musi uchaziva vanhu chokwadi lets hope it wont be too late. Vamwe vacharombeswa nana Tasvu na Kanonga vachiti varikubatsirwa.
@lisamupfugami5022
Жыл бұрын
Regai tirimboswe ndizvo zvatinenge tichida
@auxilliahmaramidzi9016
Жыл бұрын
@@pemncube9049😂😂😂😂😂
@lisamupfugami5022
Жыл бұрын
Ini chaiye ndakafonera drewmas last year but 1 ndichirwara zvisingaite vakati vanobhadharisa aaaaah ndakavaedza kuvanyengerera varamba kusvika sly atibatsira nenumber for free saka izvo zvekuti ticharombeswa ndezvenyu izvo drewmas yainyina vanhu number icho ndochokwadi nyaya iyi vanoiziva
@tafadzwagotora7184
Жыл бұрын
Aiwa mukoma Andrew sekuru Tasvu havana mhosva vakarambidzwa na mukoma Robert ve sly the reason is clear mukabvuta sekuru Tasvu matorera sly media basa nekuti mabasa avo mazhinji anobva kuna sekuru saka imi Tsvaga yenyu n,anga inogona muitewo mabasa chokwadi chakanaka mose muripakutsvaga mari zvekubatsira vanhu I secondary issue
@ChipoMunyayi
Жыл бұрын
Endai kuna Kanengo tasvu akuwanza pride
@zvazvazva1270
Жыл бұрын
Drewmas you are right. It's about the comments people do at the end plus careful about some of the people you engage. Mamwe matsotsi ari pachena.
@NhereraYenyika
Жыл бұрын
Mwana akatoyenda.ndofunga ndoo pakataurwa namadzimai vaya kuti pairira radio plus musikana uya akazotsikatsika kutaura apa ndoo painzi pakagumira mwana
Drewmas must also sign contract yacho na Tasvu or Nengo for transparency sake,chikuru kubatsira vana vezimbabwe ma media house achipakurira vanhu keep it up guys❤
@wallacemapiye383
Жыл бұрын
Prophet Miracle is the man
@Jack-rd3rt
Жыл бұрын
Andrew na Sly batanai. Mamwe ma situation munogona kutoaisa pa camera mese but apa it’s either Sly is being greedy /& selfish or Sekuru is 🧢 and vanozivana na Sly. Handina kunanga munhu,kungotaurawo
@linomsadube
Жыл бұрын
Asi hazvina kunaka
@talentgwatidzo
Жыл бұрын
wakamboona tasvu ari paneimwe channel here......probably they have a contract
@wamz8477
Жыл бұрын
Ndochokwadi sly is greedy but zvekufilma ari kudzin'anga akatoteedzera Drewmas. Ndabhowekana ini
@cleofay9346
Жыл бұрын
Drewmas inotoshandidzana naye asi iye Robert ndiye asingade kushandidzana nevamwe ane hundyire sterek
@abigailsaunyama5060
Жыл бұрын
Sly mm yatadza it's emergency
@sifundilemhlanga1755
Жыл бұрын
working together as a tem is all wat matters well done
@lydiakhumbula7359
Жыл бұрын
Drewmass makarongeka dai matsvagawo vana sekuru venyu mega , ingazvinenharo
@MandieMunetsi
Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level ❤❤
@godfreymapuranga4070
Жыл бұрын
Matisiira pasingaite vaSeshamba dai makumbira sekuru Tasvu maendawo pamwechete neve Sly monotitorera mifananidzo inga wani panoitika zvimwe zviitiko zvenyika panoenda vatori venhau vakawanda saka tokujumbirai kuti muendewo
@Racheldavids571
Жыл бұрын
I love you Drewmas media munogona basa
@pokellokingz
Жыл бұрын
Sly media and Tasvu pane kachitsotsi apa ko drewmas media ikangotora nhau zvine basa rei nhy kkkki sly itora mari united
@precioustafirei7394
Жыл бұрын
Ndakakuudzai kuti Idrama Rega Rega
@tamiranashemupinda-ls7yd
Жыл бұрын
My thoughts exactly.. i dont believe these dramaz
@dasilva8081
Жыл бұрын
Tassvu wenu uyu. Wz there he's jst a tough guy in terms of kubatsira. We had to pay mari yematare only , n achibva ati kubatsira Imari yakati; bvaa atoti dzokerai henyu pasina rubatsiro rwaakatiudza apa taive nehalf of the amnt yaida bvaa ati i nd ful amnt😢🤔☹️
Vanhu havazvizivi izvozvo kuti mutsauko uripo sterek pamabatsiriro anoita vadzimu vedu veDzimbahwe neavo mabvakure. Midzimu yemuno ine mishonga yaisingatode kunzwa nezvayo, yevamwe vabvakure avo inongoita yonke yonke. Ukasarasa vadzimun vako paunoita dambudziko nyaya yako inobatsirika fast because midzimu yako inenge ichikuringa. Manje kana wakarasa nekutuka vadzimu haaa uri pama1. Process inoita slow wozonhanya kuavo vanopedzisira vakurombesa hako.
@tamiranashemupinda-ls7yd
Жыл бұрын
But is camera shoot is contracted kusly tasvu is right.
@Mai2Mutambarika
Жыл бұрын
Ndakambozvitaura izvi panyaya yeku Hwedza kut basa re Dreams media haripindirwe ne team sly media 😊 Sarudzo inenge yave kumhuri ine dambudziko kut yibatsirwa kup
@alphahavadi4711
Жыл бұрын
Pashota camera zvisinei tinotenda update drewmas taking you to another level
@fungaimurasiki4989
Жыл бұрын
Respect Drewmas Media, we love you ❤❤❤❤
@vivianmugowa3918
Жыл бұрын
Maita henyu ne update dai zvaibvira tangoti vose vanoshaiwa vana vongoendeswa kwasekuru tasvu kuda dambudziko rekubiwa kwevana ringapere uye sekuru Tasvu ngavarege kusarura vabatsirwi handiti kwese kuyamura nyika here
@Petronellah-l2f
Жыл бұрын
Shumba vafambài bebhora ini ndiripo kukusapotai ndini masibanda
@kudakwasherembo3067
Жыл бұрын
Vanhu tisu tinopesanisa vanhu ngatibvei mutsika dzedu dzekurwisanisa vanhu. zvakangofanana nepolitics chaidzo tinourayana but hapana zuva kana rimwe mapoliticians ravanozombotiunzira upfu. ngatibatanei vanhu machoices anosiyana lets have unit pazvinhu zvese zvatinoita and promote each other
@sharontangirai1262
Жыл бұрын
Sly media yakatonhora mani its too ice cold
@iressemerson7468
Жыл бұрын
Sekuru Tasvu vanofambidzana neSly Media l think that’s why vadaro but maingovaudza kuti ndimi mavazivisawo nezvavo
@sifundilemhlanga1755
Жыл бұрын
thanks for the update about hwedza isue
@tova4700
Жыл бұрын
Vanobatsira havadi kubata ne Drewmas nokuti it is counter productive to the sangomas. Drewmas would charge 20bucks for a common number then matare ozonzi 20 or 50, vamwewo vanopenga vacho vanoita 100 yuwesi. Zvinoodza moyo wevabatsirwi vasati vatosvika kumubatsiri wacho. Apa Robert or Baba Taps, vanongodziti waya, zvauchaita nadzo, zvave zvako, ukuwo maviewers anowanda sangoma oitawo more clients. Izvi idololo. Tasvu can not risk his good rapport with sly for chikin change (in Nigerian accent).
@maimapanda
Жыл бұрын
Chihera arikupi nhasi Shumba.. i miss her
@mataxyjoe6082
Жыл бұрын
Twuchambo renyuwa ma contracts
@aidynkwakwa6768
Жыл бұрын
Hmmm kufamba kwacho
@evemudungwe168
Жыл бұрын
Robert akaita hwenyoka inorumira muvhu akapa #we drewmas achibva amhanya kufonera Tasvu kuti asavatambire ndoo chokwadi Robert wy kuita greed pa situation yakadai ykutsvagwa kwemwana saka zvinhu zvenyu zvamunoita ndezve manyepo chete nekuda mbiri
@PaloSant
Жыл бұрын
Ndakazvimaka zvima comments zvekuti go kwaTasvu. People can be so ignorant because vane maziso but havaone. Drewmas garai henyu makasiyana nezva Tasvu izvo. Ariko matare hobho emasvikiro anoitwa matare nemo nemo not n'anga dzemapipi.
@lovemoretafirenyika6038
Жыл бұрын
Pamwe maizoburitsa zvisizvo. Pamwe ve SMTV vanonzi mirai titange Tawonga musati aburitsa. Vanzi izvi dzimai izvi buritsai. Kutsvaga mari ka uku. Munozofumura gure revanhu.
@mapster2104
Жыл бұрын
Its wise to look for vamwe anasekuru vasina kumboburitswa naSly. Munogona kutozowana vamwe sekuru vari palevel 2030.
@eunicechipuriro2497
Жыл бұрын
Gogo chihoro,pastor Muchefa havana nhongwa
@ediasblue905
Жыл бұрын
Zimbabwe ndosaka isingasimukiri kuvengana kwacho kuri pese pese
@tafte
Жыл бұрын
Hàa ini handinyanyofarire zvangu zvana sekuru tasvu ...but Andrew's honest is something wc u can't avoid here
@simbamoyo9400
Жыл бұрын
Gombwe ndaisa zvanza 👏🏾 mataura zvanzwikwa
@frankieman1611
Жыл бұрын
Talk discuss behind the scenes..thats how business is done. Now you got ppl here cheerleading each side like its a match. Tasvu has always worked with sly..so you can approach both differently.
@lyrical1270
Жыл бұрын
Pamakasangana na sly kurushunga ipapo ndopamaka nokorwa tsoka
Vakawanda vano batsira kuna Kanengo na Sekuru Chapola tisango mhanya kuti munhu akundikana tisati taona zvavashanda
@hildamatambanadzo5521
Жыл бұрын
Chapola anogona manje
@givelashlychaluka4665
Жыл бұрын
Inclusive inonetsa iyo 😂😂😂😂😂. Drew yega slay yega
@donaldnkomodonaldnkomo9714
Жыл бұрын
Ma problems amuinawo Neshamba ka munyanya kungotaura.chete kana masvika panedzimwe nyaya inngoregerai vanenyaya vataure vega,zvekaer makadzingwa kwasekuru Tasvuu nokuti imwi.pachenyu hamugone kuzvitsvakira vanhu vanogona basa,kutipedzera time muchingotaura siyai tsika yokutengesera vanhu number dzevanhu vanobatsira nokuti zvimwe zvacho.vanhu vanotambisa mari vachitenga number vozoona kuti vanhu.venyu havana zvavanoona
@kumbulanimudubi4956
Жыл бұрын
Ingopai Robert vanhu ayende Navo kwaTasvu kwacho. Zvasiyana hanty Drewmas media muno bhadarisa kuwana number dzevanoshandira sly media vanongoisa number pachena. Zvatosiyana. Drewmas media munogona but apa Ingopai Robert arikudiwa na Tasvu mwana abatsirwe
@freedomchitake5552
Жыл бұрын
Dreams Media you can't just come calling sekuru Tasvu from nowhere yes yes he did a good respond why just because he trust his first media appoched him and slymedia helped and they are still helping pple to get hold of him I support his decision by referring you to Slymedia
@abigailcharakupa8490
Жыл бұрын
I agree with you 💯 %
@gloriamapokotera1940
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 kutya kuzofumurwa uko
@tadyjayjuju3886
Жыл бұрын
@gloriamapokotera1940 taura hako what they did takutovhurawo maziso
@lisamupfugami5022
Жыл бұрын
Yes dear drewmas hanti ine mapositori Ayo here ngawaende kuvanhu vavo ngawasiye sly wedu
Пікірлер: 653