Please, ngatisatukei vanhu vari kuputsirwa misha, vakatovhotawo zvakanaka vanhu ivava,asi vivhundutsirwa hama dzangu, Ko inga kuharare takavhota pakati pehusiku wani, ndizvo here zvatakavhotera zvakazobuda musarudzo
@MavhimaMugova
8 ай бұрын
Hòngu varikudzinga vangu pamisha yavanga vachigara kwemakore akawanda, vadini kuchivapavo pokugara mumapurazi ane vamwe Vanhu vane mapurazi akawanda iye ari munhu mumwe. Please let's share with others. Those affected people are now desperate in their life. Kunzi uri squatter munyika mako na madziteteguru ako.
Ndinehurombo kune vose varikusangana nezvakadai ..
@Nope35788
8 ай бұрын
Chibakera ndecharinhiko
@PatsonChamakura
8 ай бұрын
Munangagwa hughie ndoo zvamaitaraka so huchi
@LillianChoto
8 ай бұрын
Zanu chiororo ndeeropa havasati 😅
@thandompofu3503
8 ай бұрын
Aitazwakanaka mnangawga some of people they think zanu is good for them.zanu yakahwora
@gracezijena2598
8 ай бұрын
Munhu we zanu ari one they will find him a place ivo target yavo ma CCC chete Kwese kwavari kupaza vanoziva kuti they lost asi kuti vaka rigger ndosaka vachiita utsinye soo Zanu inozviziva kuti they voted for Chamisa and that vamwe vacho vanhu vari ku diaspora utsinye chete Mdhara uyu Muroyi
@TrustMubata-z3g
8 ай бұрын
amama
@grendamugadza160
8 ай бұрын
Mnangarwa huchi baba kkkk 😂
@MiriamMudondo-w8s
8 ай бұрын
Kupenga uko vanoda kuti vanhu vaendepi
@AlekMugu
8 ай бұрын
Kuzoda kutsvaga ma vhoti
@grendamugadza160
8 ай бұрын
Garwe rabuda mumvura rinehukasha
@dionemubaiwa9017
8 ай бұрын
Tanga tagara tichiziva nezvekuti charumbira Akambotokonya chikunwe chake ziso rababa saka hasari
Пікірлер: 46