Visionless....humble face, beautiful soul!!!If he chooses anything other than music personally will help him! Mumuudze izvozvo....music is all about versatility, mangoma izvozvi being replaced ne hip hop, I don't see this boy being flex enough. I meant the first guy....ngaaimbe gospel
@MichaelJoph
19 күн бұрын
Pela wakugona kubvunza manje.😊😊 Well done. Tinenge tichida kunyatsoziva zvese zvakaitika uchibvunzurudza munhu.
@Natty-ou3gs
20 күн бұрын
Vamwe unonzwa achiti ndikupomherwa as of asikuziva zvaakaita gentleman vabuda pachena
@tanyalebo5591
19 күн бұрын
Heavy tune🐐🔥🔥💃💃💃🕺🕺🕺
@JimmyChidawa
10 күн бұрын
This guy his talented ma lyrics akadzama aarova ane ma bars
@markgamanya3084
19 күн бұрын
No one is immune to change, don't give up?
@whatmoreLegend
12 күн бұрын
People who can't afford lawyer are slepted with jail term for nothing. Telephone line worth nothing, was supposed to be minor for vandalism state property.
@williamjoe5539
20 күн бұрын
Ehe akaba but he looks genuine...nhamo inokutuma kuita zvese dzimwe nguva
@JohnMarimbire-me4do
20 күн бұрын
Vakurundovarikuguta ...e.d
@PrimlowTapera
13 күн бұрын
But uyu haana kuba nekuti vaitambura .ataura wani kuti kumba he never lacked anything.ndoona sekuti inyaya yemisikanzwa chete
@markgamanya3084
19 күн бұрын
Good advice bamnini, advice you can get it from anyone regardless of their stature.
@dionnakembo5368
20 күн бұрын
mbanje nedoro hazvina kumboshata,ndimi munofunga zvisina basa madhakwa
@chingombedaries
19 күн бұрын
Point yake ati zvoda uchisanda
@user-eq6zh6uh4m
15 күн бұрын
Nhai
@MiriamSibanda-v7f
19 күн бұрын
Talented music
@NgonieGotore-ls2zv
19 күн бұрын
Abel muwedzerei dzimwe 6 months how can he say SOUL JAH LOVE akafa nemadrugs aaaa kushora dare kaaa ikoko
@chingombedaries
19 күн бұрын
Ataura chokwadi airova ngomha nemutoriro
@JimmyChidawa
10 күн бұрын
Ipapo pa Chibaba ashora dare chokwadi
@FPLNEEGA
20 күн бұрын
mbanje adzina basa
@ssam1430
20 күн бұрын
Zodzo zorai kusvika ndave nemhazha 😢
@TrishyMutovoni
18 күн бұрын
Mbanje iherb not drug
@lovemoremuverengwi1268
20 күн бұрын
Talented musician
@Moniquechiqous8052
20 күн бұрын
Shame sry neh. Ehe mhosva akapara it's wrong zvakaita asi ngatitarisei hutano hwake veduwe nemakore ese ayo aarikumhanya mujeri
Пікірлер: 55