Aaaaaaaaa😂😂😂😂 saka vanhu vaikweshera or vaizviviwa pasaga😂😂😂😂 aaaaaa ndanakirwa nhasi
@ronaldshumba4860
Жыл бұрын
Ndanzxa achitaura zvemakomo eVhugwi ndokwandobva andinambozvinzwa , maybe it's long back sati ndazvarwa
@moreblessinghove7063
Жыл бұрын
😂😂😂this person haazi kunyeba , i once experienced this same thing chienda ku ingezi station kumberengwa but hatina hedu kuzokwira train yacho . It happens ku Mberengwa but hameno kana zvichiriko .
@makanakamaenzanise3602
Жыл бұрын
Handina kunzwa kuti chitima chaicho chakazouya here? Chikaenda nenjanji ipi? Sei musina kutsikwa nechitima chaicho? Apa murikuti makatevera muchinhonga mabhegi ...what distance was that from where you boarded the jealous Train? Anyway, this the best mode of transport mazuva ekushaikwa kwemari sanhasi kudai. Chichiriko here chitima chaJealous nditoendavo rwendo rwangu nekuti handina mari?
Пікірлер: 26