Ah this woman is painful to watch and yet I can't hate her, you can see that she is broken, the world hasn't been kind to her and she also hasn't been kind to herself either, she needs help, unconditional love and prayer
@monnietaah9583
Жыл бұрын
I feel sorry for her hangu 😢😢. She has suffered enough kubva pakusiwa nemurume now the public humiliation. But everything happens for a reason. Some will be humiliated to be lifted from poverty. I pray she meets her destiny helpers. It is well Madhuve mwana wa baba vangu ❤
@mymotherschild8918
Жыл бұрын
Who caused it? Dai akataura chokwadi from word go dai pasina zvese izvi.
@monnietaah9583
Жыл бұрын
@@mymotherschild8918I am not supporting what she did. Don’t get me wrong here. I am just saying may she meet her destiny helpers through this.
@munyasons80
Жыл бұрын
Nothing to ve sorry for,haana kutanga kusiwa asi akangoita gumbo mumba gumbo panze kwakutoita mimba hake that's crazy
@kirimugwagwa2866
Жыл бұрын
In African culture, naming and shaming helps to heal both the accused and the perpetrator to heal and bring closure
@kudziedaga2848
Жыл бұрын
Sorry ft haa iwe ndiani akakonzera mai avo is the problem
@AmayaRue2360
Жыл бұрын
Let he who is without sin cast the first stone. I don't support mai ava asi at the same time l know it is hunger that drove her . I pray she tells her self the truth and gets support
@lightlight9861
Жыл бұрын
vakadzi hamushaye ma excuses pachihure chenyu, murume is always the problem🤣🤣🤣🤣🤣hamugone kubvuma zvamunenge matadza musina kublamer murume🤣🤣🤣🤣gender yanamai vangu ndakutadzai
@MwoyoWangu
Жыл бұрын
Hoyo vaMugabe vitaura zvemombe DNA testing. ⚒ dzenyu market that business bro
@AmayaRue2360
Жыл бұрын
@lightlight9861 as l said l am not supporting mai ava asi l now see why verse iroro rakaiswa mubhaibheri nekuti panotaurwa chihure zvinoita se akahura ega. Dai varume vaisiya vakadzi votakura vana vavo ka , payishayawo murume anouyawo achinhilivhisa . Kana nevarume vanoda kuti vanhukadzi varemekedze mumvuri wababa asi habvumewo kuvapamhene kwomunhukadzi pasin mvuri iwowo. Apa abiavo ndoo vanouya vachivhima pakare po. Pa show yekutanga amwene vakada kuuya kuzomira nemuroora kureva kuti pane nyaya . Chihure chiri pavanhu two kana dare razviona kuti vakapomera mai ava mhosva vari vega hapana chinobuda.
@tobiasmangoma9566
Жыл бұрын
Ngavaripe. Hapana zhara apa
@AmayaRue2360
Жыл бұрын
@@tobiasmangoma9566 dare rarega kivaripisa nokiziva. Kana amwene vaida kuvapupurira first DNA test.
@cellahra1535
Жыл бұрын
tosangana mangwana na 9pm tichiona winston kajani ,musanonoke kuuya bota family...pachabqka fire 🔥
@chiyenyumba7135
Жыл бұрын
Kikkkk
@MavisChifumuro-w3o
Жыл бұрын
Kkkkkkkkk has svondo rino tanakirwa wangu
@cal007ish
Жыл бұрын
This week ah VaMugabe marigonera maloyal subscribers and followers. Truly a classic series but very educational to these communities. Pleasant surprise this week. Keep up the good work.
@theclosurednashow
Жыл бұрын
Big up
@mecee16
Жыл бұрын
I can't imagine how this woman is feeling right now. When all this is over, she should relocate to a place far away
There is no crucifixion here. The court is so lenient. It is trying to present a condition favourable for the woman to just tell the truth but again the woman is adamant. Remember we are way past the belief that the 2 children do not belong to the alleged father. If it was only 1 then we were going to be left with doubts not 2? Try to get into the shoes of the wrongly alleged father as well.The female gender should try to tell the truth please. We can not go fund someone who does not want to be helped. I salute this noble chief. He virtually need nothing from this lady but requires that the lady tells the truth and make Winston Kajani liable to the extent of paying the wrongly alleged father for the upkeep of his children.
@tongaichikuvire
Жыл бұрын
Best Chief I have ever listened to so far.
@fungaishoko237
Жыл бұрын
Chief manyama
@beholdjesusiscomingsoon8238
Жыл бұрын
VaMugabe is the best host there can be for this show He blended in and respectfully sat there listening ari mumwe he could be un interested or even on his phone .He really does his job well
@goldenceemwanawamaijoze2592
Жыл бұрын
Yes, she was so so wrong but i feel sad for her. Zvinorwadza we all make mistakes. We all sin before God and man but the vengeance is for the Lord. I also feel sad for the kids. May God strengthen them as they grow, mhamha simbai henyu muchengete vana venyu zviwiravanhu mufunge
@kumbiraichibika4431
Жыл бұрын
Ka1 it's a mistake but kuita vana 2 uchinyepa haa rava shavi iroo
@delightchinosengwa1431
Жыл бұрын
Ye2 haisisiri mistake kwatove kuzviitisa manje kwairi uko kuna Mambo chikomba chiri kuripa, iyee woripa kutambisira dare nguvaa
@goldenceemwanawamaijoze2592
Жыл бұрын
@@kumbiraichibika4431 ehee ndakungonzwawo hangu tsitsi especially pavanawo
@PhillipZaranyika
7 ай бұрын
Haaa imi munhu chingotaura baba vevana kwete kuchengetesa vana vasivake be open taura chokwadi kana usingachazivi zvorwadza sei kubhadhara maintenance vana vasivake taura chokwadi
@shamiechiku130
Жыл бұрын
Haa this DNA series is lit 🔥 👌 tamirira futi. What a week😂
@TracyMakaya-z4j
Жыл бұрын
Everyone was against her. She needs counselling. I dnt think she is right in her mind
@monicaasefa3810
Жыл бұрын
Me too I think she has lost her mind and her grieving process is being disturbed by the court which is at times abusive.
@OsmanBanga-y6u
Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣 dzakasarira mbijana kk
@fungaishoko237
Жыл бұрын
Ya something is not right upstairs 😊
@molinebahle6984
Жыл бұрын
Amunyepimunyori kuita ropa rekiti isingadiwi nemunhuwese asi zvanditibateyi hngu
This woman is stubborn, kungobvuma zvotopera but eish kuramba uchinyadziswa so
@stephen-vj9pm
Жыл бұрын
Very sad situation.Imagine paying maintenance for two children which are not your blood.And they just cancel the maintenance just like that,that woman going scot free.Truly to say, some women are hard hearted,by the laws are linient on them too much.Why Winston has to pay,maybe that lady lied wo to him,so don,t trust these women at all
@tongogarapmu3418
Жыл бұрын
well said
@Codza2581
Жыл бұрын
Everyone has his/her skeleton, yes she made big mistakes, I think all kind of help she needs from us bota family
@rejoicechishoka524
Жыл бұрын
ngaachirega nharo
@ckhuejanedube7239
Жыл бұрын
She should have just apologized and stop denying
@MwoyoWangu
Жыл бұрын
Vamwe varume murikungo crucifaya mai ava how do you know kuti venyu vana ndevenyu. Imi mai imi garai pasi imi makachena here. Vanenge vane personal namai ava.
@LaizaZiwaya-i6h
Жыл бұрын
Yes she's wrong but the way yavarikutaura naye haiite iyi mukati imomu umu vatorimo vatori nenyaya dzavo sevakadzi we need to console each other than kushora umwe, she needs help from us bota family this lady
@lucymashinge
Жыл бұрын
Problem inotangira pakusataura chokwadi dai vangotaura maybe inini hangu ndakazvimirira ndaizvinzwisisa
@LodzaMuzembe
4 ай бұрын
Kokungotaura chokwadi asanetswe chii koimi asi nemio mukuchengetesa vanhu vana vasiri vavo
@rumbimm
Жыл бұрын
I don't agree with publicly shaming her. If the whole community wasn't judging her, she would've confessed. Musadaro!
@simbarashechikwandani9930
Жыл бұрын
She made it to that extent herself.sge should have said the truth once and for all.all these pple were not going to be asked to say anything in the court.why was she keeping on saying he is the father of the children yet DNA results are saying the father is excluded
@Nyati-bf4gt
Жыл бұрын
She was shamed because she wasted everybody's time . Iwe usadaro , Yu think it's fair to pay maintenance on kids that are not yours , why don't you feel sorry for the man if yu care or any different from this woman .
@tongogarapmu3418
Жыл бұрын
@@Nyati-bf4gt this show us that most women varikuchengetesa vana varume vasiri vavo, women are evil by nature surrender, to all men take your kids to DNA
@artisticlife5567
Жыл бұрын
A court is an open space, hence any expression can come out. She should have said the truth before being dragged there because there, there is nothing to hide anymore, it's more like walking pants down and you say don't shame me. What was your expectation walking naked?
@nomsanyika151
Жыл бұрын
Haiwa ihure mkadzi uyo chii chakadaro chinenge ngozi yemuchawa ngaakwane mukadzi uyo vana 2 vechikomba anozviitisa and ndiye azvikonzeresa ega kuti anyadziswe instead of telling the truth once and for all,it's not easy baba kuchengeteswa vana vasiri vako usingazive,kushanda kunorwadza veduwe nzwirai varume ava tsitsi.
@thelmarukovo2284
Жыл бұрын
Though she's wrong 😢I feel so sorry for her 😢 no one deserves zvaitwa😢😢😢
Vakanyadzisa zvekuti plus life yemukomboni chihure chanyanya mhani.
@MrKumbi89
Жыл бұрын
Haiwa Mambo tiregei zvedu,siyanai namai avo,she will end up killing her self nezvinyaya zvisina basa,murume arikuhurawo saka square
@ethelsawadye4023
Жыл бұрын
😂😂😂😂 murume kana akahura habvunzwe kuhura kwemukadzi ndokwakashata hanzika varume vanobvumirwa kuita vakadzi hobho asi vakadzi havabvumirwe pakaipa kkkk
@chiyenyumba7135
Жыл бұрын
@@ethelsawadye4023 hazvibvumirwe nani???? Vanapombi vaiti ndivo vane yese.... Ngavagare vahurirwa a lot of women mental health chaiyo nekuhurirwa nevarume.... Your approval of male philandering like you are a small house....and that's OK..
@stnsml1
Жыл бұрын
Testing DNA can be wrong as people can also make mistakes. I am also a biomedical scientist. If swabs are not taken properly or the process can go wrong, samples can be contaminated. If results are hugely contested like this, they can reswab to come up with a retest
@babava2263
Жыл бұрын
Ibvapo iwe.
@tafadzwadzatsunga2518
Жыл бұрын
Wangu there is no room for mistakes. They will retest but results will come the same. Analysing by facial expression she is avoiding eye contact
@afronews7034
Жыл бұрын
Scientist dhololo if they wer his children some where some how kumbakwemurumehaushaye vemumhuri
@kundaichisango6888
Жыл бұрын
A standard test uses multiple samples and not one. And it's not just one genetic marker that's tested. As a bio med lab scientist you should know this
@monicaasefa3810
Жыл бұрын
Yes I understand what you are saying but apa manje pane munhu who claimed that the 2 kids are his and the DNA proved him right.
@makonomohale4774
Жыл бұрын
Yes she was wrong, but the crucification is too much. She needs help. Bota fam in mzansi lets gather and assist, for the sake of the kids!
@samuelngirazi9636
Жыл бұрын
Help yeyi nayo munhu anoita vana vaviri ari pane mumwe murume, at least dai ari mwana wekutanga chete taiti pamwe akauya nenhumbu asingazive
That guy next to Mambo in maroon shirt, does he realize that its rude chewing a gum in front of everyone and worse off in such a scenario whilst he is talking to the people .
@alicesmit7403
Жыл бұрын
It's totally unacceptable
@sharonfosho493
Жыл бұрын
Maybe he's got bad breath so Mambo allowed him 😂😂😂😂mukwanwa mune chidembo
@vimbaiingwani-ts7bi
Жыл бұрын
Kkkk kuita kunge arikutsenga guru chairo
@panashenyikadzawanda6114
Жыл бұрын
He is actually someone's pillar of strength
@account2548
Жыл бұрын
Taura hako .it’s disrespect and irritating
@leahfauconier9275
Жыл бұрын
Mr Mugabe please please sir help that lady😭😭😭😭 am so broken
@TheChekas
Жыл бұрын
Mugabe anozvigona zvekubatsira njapisi
@teclachapwanya1720
Жыл бұрын
Very true she is traumatized 😮
@shamisomatora1248
Жыл бұрын
@@TheChekas 🤣🤣🤣
@yeukaimurondatsimba1111
5 ай бұрын
Kubatsira mahure vangatowandaka vachiti chero ndikahura DNA will help me .l don't feel for hure ini
@ethelsawadye4023
Жыл бұрын
Vazotaura chokwadi amai ava nekutya kunovharirwa kuJail.vanodherera mai ava kutemesa vanhu musoro ivo vachiziva chokwadi kuzopika kani vachiramba kuti handina wandakarara naye iye achiziva zvake ( kwana mwanasikana)in Doctor Choga’s voice.
@OsmanBanga-y6u
Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 aaah ndokwawatove kwa Doctor choga kwana mwanasikana haa uyo anotozvipengerawo hakes
@fortunatezovovo7480
Жыл бұрын
Kkkkkkkk Dco😂😂😂
@fortunatezovovo7480
Жыл бұрын
Chihure chakanaka chisati chabatwa apa mai vapata zvirokwazvo varegrereiwo vanotambura ava
@OsmanBanga-y6u
Жыл бұрын
@@fortunatezovovo7480 🤣🤣🤣🤣🤣 pavakanyatsobhowa vanhu pekupikisana nema results but iiii vanhu ngavqchimusiya anozopedzsra azviuraya veduwe zvanyanya kani ngavachimurega kkkk
@rojamillerover
Жыл бұрын
Nhai kutipedzera time
@amandafish3022
Жыл бұрын
Kwakushungurudza munhu uku veduwe 😢mnhu wese anotadza but zvakunyanya
This woman is a disgrace,why should you continue lying in the court...so disappointed in her
@Nancy22-mc6pw
Жыл бұрын
Chokwadi manhu wese anotadza
@madamdelicious3183
Жыл бұрын
@@LynahChatsamandabva ndaona kut mainini vaitaura chokwadi pavaiti mai ava vanonyepa zvekuti....mainini said it multiple times kut amai ava vanonyepa zvekuti dhuuu😂
@IsabelChaniwa
Жыл бұрын
This lady was nailed on the cross almost lyk Jesus.I feel for her bt she must learn to b honest😢
@nellyville234
Жыл бұрын
The other first 2 children should be tested also
@violanyika3860
Жыл бұрын
Please have mercy on this woman.
@Chaonegudo2
Жыл бұрын
@@violanyika3860 she must first have mercy on herself zvatofumuka kare why anga achitemesa vanhu musoro zvinhu zviri pachena
@tanakamuchemwa4719
Жыл бұрын
Guns don't kill people.....Dads with pretty daughters 😂😂😂 Tshirt ya baba ma1 DNA show 😅😅😅😅😅
@tiraa8944
Жыл бұрын
Even the second wife's kids
@samukelisiwenedra
Жыл бұрын
@@tanakamuchemwa4719😂😂😂😂
@KyleNashley-x2l
Жыл бұрын
This mambo I don't know bt I think upstairs hadzinyatofunga how come to humiliate someone like that.... 1 .. he was supposed kutonga vanhu vakagara pasi 2.. pama situations akadai aifanirwa kutora vanhu ava pa side votaura privately 3.. he was not supposed to let vanhu vakagara pasi avo kutaura zvavanoda coz varikutoshora and to blame Mai avo ..... THAT WOMAN NEEDS SUPPORT NOT TO BE JUDGED LIKE THAT ... HAASI KANA KUPIHWA CHANCE ... kushaya support chaiko zvinogona kutokonzera kuti atozviuraya chaiko 😢 ... ma chief endai munodzidziswa how to rule not to just jump into conclusion... ngavadzidze kutonga without judging or take any side .... thank you
@blessedchibaya378
Жыл бұрын
Very true. She might commit suicide coz everyone is against her....
@berthatakunda4805
Жыл бұрын
True l felt for her kutonga rudzii ko ikoko
@hlonipanikatayi5995
Жыл бұрын
Chokwadi vanhu ngavatongwe vakagara pasi kwete kumira
@rojamillerover
Жыл бұрын
Wakamboenda kudare? If not nyarara pls
@munhumutema8970
Жыл бұрын
Jump into conclusions paneDNA evidence?😂
@eustinahzimbende2394
Жыл бұрын
Winston kajani pfee can't wait ndabata nzvimbo ye Saturday
@simbarashechikwandani9930
Жыл бұрын
Is it saturday?hapana kunzi 21h00 here meaning friday?
@leonmanjeese3488
Жыл бұрын
The level of sympathy this woman is getting after what she did and how arrogant she is, tells me that its good to be a woman
@fortunatemakapevere6605
Жыл бұрын
I level re illiteracy variko vanhu vakadaro ...nyaya yekusaenda kuxool.😢
@SiphoMncube-b3z
Жыл бұрын
men neglet their wives pushing them to look for attention out. they will be busy with small houses . im willing tohelp maiguru
@thamarychiodza
Жыл бұрын
Right from the start ,she should have been honest dai zvisina kutombosvika kwese uku
@lovenessjacob262
Жыл бұрын
Hapana program inonakidza kudarika Closure DNA Show ...ndoo chega chinhu chikunakidza my Zimbabwe so far....Thank you Mr Mugabe
@lynglobal
Жыл бұрын
Not considering that lady's well-being is just something else, there is a lot of stress written all over her face. You can tell she has never been happy much of her life. That's why she is always confiding in someone to be accepted. It's sad that she has wounds written all over her, but she has learnt to live as a reject in life. Whatever made her into doing what she did, may God increase grace upon her. She needs to be loved not to be crucified. Such cases need people trained in areas that make this case come clean. Not all those civilians.
@jethrokatora5993
Жыл бұрын
Am sure the court has been linient , respectful towards the lady,but the lady ane kakudheerera,n somehow possessed
@chipochoga
Жыл бұрын
AMEN
@sihlemarongwe-nkosi723
Жыл бұрын
I agree with you totally! so sad really
@ricadohwasheni3954
Жыл бұрын
The most sober chief court pane ese atinoona. In as far as the chief and makurukota ake are concerned u run the court well. Hapana kuzhandukira zhandukira. Vanhu vakanyarara manhu anopuhwa nguva yekutaura kwete kumwe kwese kwatinoona. Well done Court
@MwoyoWangu
Жыл бұрын
Mambo be kind & gentle muchamu charger don't be so aggressive yoo! Do they have a right kutaura kudaro kuti dai kari kare kangu ndaisumuka ndokurovai. That's women abuse. Zim needs education on mental health weduwe. Ma threats & chisimba hachishande. You have already humiliated her. Don't be surprised that she will kill herself.
@chitaurofortu9559
Жыл бұрын
True mazuva ano mweya we suicide wakasimuka
@muchenashumirai6984
Жыл бұрын
Ende anogona kuzviuraya sure coz haana kwekutizira,nharaunda ichamuramba,chief vamuramba
@OsmanBanga-y6u
Жыл бұрын
It's true she will endup commit suicide coz iiii vamunyadzisa but iye ndiye arikuzvinyadzsa dai akangobvuma kare azvaisambosvika pese apa
@lovenessjeche3761
Жыл бұрын
Bba vane ndebvu chena mkufunga kuti mashamisira asi mahumana plus kushaya hunhu chaiko morova mai ava makamira sanity kwanai zivai zvkutong nyya chte
@LencyAlicia-zk7fp
Жыл бұрын
Haiwa vakusaiza dare amai avo ,,zvakubhowa
@manyenyawapovimbai
11 ай бұрын
The court members love this woman very much from the beginning stay blessed VEDARE you have done such a great job to this two
@valeriemashoko808
Жыл бұрын
Vanhu vekumusha kwangu kuBindura why shaming this lady like this , ofcourse she was wrong hake but I think mazomunyanyira . No one is perfect
@WinWin-x6m
Жыл бұрын
Dare iri rine ma dzimai anobatsirawo here panyaya yekubatwa kwemadzimai? Thank you amai vataura kuti mukadzi uyu avanenyadzi mambo gavadzose tswimbo
@charitychikwanda9472
Жыл бұрын
My heart breaks for that woman...akamira pakati peholier than thou people. I wonder how many of those men have side chicks? Just thinking out loud. And those wome...I wonder how many of you in that court have cheated or neen cheated on? Mhai, the Lord loves you, rin to Him. Budai munyika yamuri muende kumwe. Sorry my sister. I cannot throw the first stone. You standing there...alone...with those Sadduccees. Sanhedrin, Pontius Pilate and the lot...heartbreaking
@shamisomatora1248
Жыл бұрын
Munofunga kuti pabuda maresults achiti 0% Mai ava vakanzi vataure murudzi wevana, dai vangotaura ipapo ipapo vangadai vaitwa zvavaitwa here izvo? Kuda kunyepera kudzungaira ikoku vachiramba zviri pachena ndokwavasvitsa ipapa.hapana kana tsitsi dzavanoda kunzwirwa apo
@dzie101
Жыл бұрын
Kutipedzera nguva yese iyi Imi muchiziva chokwadi Amai munonyadzisa
@perpeeverlastingbizeki4831
Жыл бұрын
Chivaregai amai avo zvakwana nyadzi dzakukunda rufu .. dont be too harsh pls
@rosemusembwa1988
9 ай бұрын
Yooooooo unopera strong mai ava vanoda kupiwa rudo chairwo vakwanise kuita open up vane zvakawanda zviri muhana mavo mune zvizere i feel like crying😢😢
@moreentendai4425
Жыл бұрын
The children need counselling. The trauma madzimai yatinopa vana hatiizive zveshuwa.
@forogonya-howcometoyou5727
Жыл бұрын
Chief tokumbirawo pave nemaBenches anogara varikutongwa. Vanhu tirikufamba hedu asi tinenge tichigwara, plus mumwe anenge amukira asina kana chaaadya, anokudonherayi pamberi penyu. Pliz
@winniekashoma6056
Жыл бұрын
Mai iyi ishwindi chaiyo😂
@josphinematemera5913
Жыл бұрын
Mai imi mataura chokwadi thank you vamwe ngavanoitwa
@rejoiceshereni6449
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
@cmusarurwa6309
Жыл бұрын
MaBishu forED
@PreciousChaibva
Жыл бұрын
Hahaha siyai mai avo hapana kana mutsvene pamuri mese
@kuzivabaila9880
7 ай бұрын
Sakaaa Chihure chekuchengetesa vanhu vana vasirii vavo choenderera zvacho mberii?
@rumbimm
Жыл бұрын
The same men that are calling her a prostitute are the same men that have multiple wives
@artisticlife5567
Жыл бұрын
A thief only becomes a thief once caught. You don't question the ones who have caught you because it's your day, other thieves can actually beat you up. If you played your cards badly you lose, don't say, ''but these were playing badly too", because your cards are enough proof on the table, theirs are not. I mean you can't bring speculation, why can't you talk about what has been proven in this court that this woman cheated on this man, made him pay maintenance for years, for what he was not responsible for, lied before God, the court and you. I mean there is no need to go out of context when all this is questionable and hurting.
@gtmugadza
Жыл бұрын
@@artisticlife5567 well said
@nomah132
Жыл бұрын
Dai ndirini handaizomboenda kudare uko after the results,kutodemba kuti dai pasi pavhurika ndipinde hangu. Vane zvivindi mai ava,ndatenda hangu
@ethelsawadye4023
Жыл бұрын
Dai akangonyepa zvake kuti handizive kuti akandiitisa nhumbu ndeupi nekuti ndaive nechikomba dai zvayopera manje mai ava vakuita nharo vakufunga kuti zvichachinja kkkkkkk
@HazvineiKode
Жыл бұрын
She might not even be understanding what's going on.
@chiherachashe4332
Жыл бұрын
Dai ndiri ini hangu ndaifenda nhema kuvhara nyadzi 😂😂😂😂😂😂😂😂
@nomah132
Жыл бұрын
@@HazvineiKode how?
@TymRecords
Жыл бұрын
Ko nhai Mr DNA why musina kutester newamaini pamwe hasi wababa futi who knows , my thought 🤔🤔
@kombomutswiri-ns9qg
Жыл бұрын
Mainini havana mwana nababa ava
@alvinachimedza2964
Жыл бұрын
Havana mwana nababa ava vane vana vavo from previous marriage
Ok pane pandakanzwa senge vakati vane 1 mwana nababa besides kwavaimbova vakaroorwa
@sithulisiwemangisi8762
Жыл бұрын
Vanaye 1 wavakaita nababa ava ne2 from previous marriage
@PanasheChilimanzi
Жыл бұрын
Aaah hayaas vakadzi soo chokwadi anenge achichiziva kti vana havasi vemurume..kumhanyisa kwavo mese kuri kundiudza zvizhinji🙌🙌
@munyasons80
Жыл бұрын
For me it's the gurukota drinking water with a calabash😂
@KyleNashley-x2l
Жыл бұрын
Haa inini zvedare izvi I wish dai ndaigara kune ma chief iyaya haa ndaiwaganzira mambo awo havagone kutonga .
@samanthacandy1466
Жыл бұрын
Kutadza kunowanikwa mukurarama ,they should forgive her
@perpeeverlastingbizeki4831
Жыл бұрын
Wise words kunana amai Musapote muchicjinjira vana vana baba vavo
@patiencemapfumo4669
Жыл бұрын
😂
@lilianmagaya8815
Жыл бұрын
Women should not be allowed to judge another woman like that. Madzishe ngaasadaro!
@kinduvabigdeal100
Жыл бұрын
I agree. What do we care if this man was exposed to HIV/AIDS, and has had many sleepless nights trying to figure out ways to bear the burden of taking care of another man's children all these years? No, her single day of reckoning for years of unchecked iniquity is too much, and she must be pampered and mollycoddled. After all, she's a queen.
@yeukaimurondatsimba1111
5 ай бұрын
Asi dai vawanikwa vana ava vari 99,9% murume aiti jajwa kutukwa kuti ano abuser iye achiziva vana ndevake now zvakasauti zvakuvava ngatidzidzei kutaura justice kuitira vadiki vedu varikuonawo chirongwa vadziidze
@rue5548
10 ай бұрын
One thing chakashotq padare apa. Murume wekuti vana ndevake aripi. He was supposed to summoned kudare kwete mahumbwe aya kutonga nyaya akaita asipo
@simbadexterganyo5722
Жыл бұрын
voice iro mambo anenge amwa Tea tea tea chete😁
@nyashadzashehlanga103
Жыл бұрын
Amugabe tinokudai senyika haaa sando dzenyu maimbovepiko nhaiii..thank you soo much for this program, the way you do zvinhu zvenyu zvese zvakarongeka, keep pushing these standards ...Well done
This time it's 2 /2.Amai ava dai vari umwe munhu akanyatso kuti kwesere vaingo fanira kukumbora ruregerero.Manje vari kuti ramba vakaoma musoro kunge damba
@tenduchess5865
Жыл бұрын
Bringing Part 2 Episodes is a real deal 😅😅😅
@noreentatendamuzadzi5254
Жыл бұрын
When was episode 1 released
@tenduchess5865
Жыл бұрын
@@noreentatendamuzadzi5254 1 day ago check yakanzi mukadzi airara akapfeka hembe ndoyekutanga
@Dalailama3674
Жыл бұрын
Ndipeiwo song iyo inorira pekutanga VaMugabe, l love that song, inonakidza
@patiencechideudhliwayo8089
Жыл бұрын
Women can be dubious yoooo. Dare iro rachief should also have women representation. I adore dare raChief Chigodora rene madzimai. Its important especially when hearing such cases
@eng_tfkaraza
Жыл бұрын
🤣🤣
@delightchinosengwa1431
Жыл бұрын
Chigodora hachisina madzimai uyooo 😂😂😂😂
@ComfortNyaradzo
Жыл бұрын
Haaa pakaipa keep the fire burning Tinashe Mugabe 💯💪 watching from Brits SA
@cricket694
Жыл бұрын
if 'thats my story and im sticking to it' was a person
@vimbaimahiya229
Жыл бұрын
Imagine yoo
@previledgepasipamire3279
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
@sindisomoyo6026
Жыл бұрын
Kkkķkk u better believe it!!
@jade4054
Жыл бұрын
😅
@peengoni2653
Жыл бұрын
Ini ndamirira remusi wa4 inenge ineka vibe iyoyo im patiently waiting 😊
@rutendosopa4318
Жыл бұрын
Mai vabatwa nemhosva, yes! Ko uyo murume arikutsenga bubble gum matii naye 😅😅😅
@AfroWisdomVault
Жыл бұрын
Nhai askana! Kana kunyara pamberi pevanhu nxaka nxaka bubble gum😠
@netsayikanengoni7818
Жыл бұрын
Yhaaaaaa zvakaoma amai matinyadzisa is vazukuru vaNehanda. Yohwweeeeeee!!! Pakaipa.
@ngulubeprincess5009
Жыл бұрын
This is unacceptable guys. Vanamambo varikutoseka zvavo. The results confirm the truth ngavabude mucourt vosiira mai vana vavo
famba thank you Mr Mugabe nema follow up ayaa hatidi kusara tine curiosity isu
@apoloniamachona7055
Жыл бұрын
Mai ava vano bhohwera kunyepera kupusa
@tambudzaimuzhuzha6917
Жыл бұрын
Maiguru dai maifunga pamberi pamambo handizive manga monyeperei iro result ranga rakabuda kare. Munodirei kuramba mozvinyadzisa. Hunzai baba vevana furustop vatestwe
@lilianmagaya8815
Жыл бұрын
I feel she has been traumatized a lot. This could have been done in privacy. Hapana asingatadze. Too painful to watch. 😭😭😭🙆🏾♂️🙆🏻♀️
@nisher999
Жыл бұрын
Closure DNA show imbwa chaidzo. They just proved they are concerned with shaming this woman than helping the kids.
@ngonichiwara7507
Жыл бұрын
Yaaa zvakaoma veduwe🤦♂️🙇♂️Thanks Team tiri kudzidza.....👏👏
@primrosemarimirashiry8460
Жыл бұрын
Nhai vamugabe takumbodzoka kwamuru 😂😂😂are you sure kuti baba ava is not the real father bcz nharo dzinamai ava ndakutonzwa kuvanyarira shuwa pamberi pevanhu vese ava varikungoramba 😅😅😅😅😅pamwe vakahura nemunhu weukama
@NosleenKamwendo-k3c
Жыл бұрын
Kana kuti wakahura nechirema
@nyashagoneso863
Жыл бұрын
Maybe she was drugged and rapped vasingaziye or it means vamugabe ma machine avo anonyepa coz haaaa kuramba kwacho ndanzwa kutya. But also tingati vaka repwa ka 2 here agh zvinhu zvacho kkkkk
@Naniso
Жыл бұрын
I have never see zvinoitika kwamambo. Great moment to learn
@patienceveenkani9716
Жыл бұрын
Haaaa kuzoita semunhu ari mentally disturbed kkkkkkkkkkkkkkk vanovhura hombe mai ava kkkkkkkkkkkk
@hannahdaki4117
Жыл бұрын
He who without sin cast the first stone. I feel for this woman. People’s court mhomho inotyisa.
@tendaidube-yw2qu
Жыл бұрын
Atanga maKritsu
@kudakwashemvinjelwa9840
Жыл бұрын
I feel sorry for her hancu...who are we to judge onether human being like us we are all humans and tese tiri vatadzi
@angelahusika1900
Жыл бұрын
Ko arikuitireiko nharo nhai
@tinashemaodzeka4862
Жыл бұрын
Thank you for update now waiting for Winston's results
@tauraidube
Жыл бұрын
Next time sabhuku nemakorokota ..mutore munhu paside instead yekubvunza akamira pamberi peruzhinji ....dako remu..u need to respect....hongu ari wrong akahura
@tainzanamgobheri5029
Жыл бұрын
Dare haridi secret
@kudzaisamukange3447
Жыл бұрын
Its unfortunate but ndozvinoitwa even ku court yechirungu haina secret yu are judged by the people
@rudomotsi6620
Жыл бұрын
Mwana wa mainini must also be tested......ne 2 vasara. Ko murandarume kana asingazvarisi
@Tiarra-og8nt
Жыл бұрын
Sorry but Dhonorodhi got me laughing 😂😂😂
@wawiwowewe2764
Жыл бұрын
Same here 🤣🤣🤣😂👐
@samy7453
Жыл бұрын
Kkkkkk. Dhonorodhi. AKA Dono😅😅😅😅😅😅😅
@Tiarra-og8nt
Жыл бұрын
@@wawiwowewe2764 😄😄😄😄
@Tiarra-og8nt
Жыл бұрын
@@samy7453 😆😆😆 haa unopera power
@faithdongo2987
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 dhonorodhi dhono dhono
@pterrymugabe3816
Жыл бұрын
chero ukahura hako...its not a problem ye Ruzevha rwese ....but pakuzotongwa neruzevha rwese..kwakutombunyikidza kodzero kauku . .
@ADMIRETINASHEMakandwa-vb3sf
Жыл бұрын
Best episode ever
@tongogarapmu3418
Жыл бұрын
the best
@lindsaykaridozo9811
Жыл бұрын
We all makes mistake i fill her pain even through she's wrong hugs sis zvinoonekwa
@ronniechakanyuka8037
Жыл бұрын
Mistake😂😅! Very convenient
@munyaradzimuzulu2260
Жыл бұрын
I know what this lady did was wrong but I just feel sorry for. She had to search for love somewhere because of what she was facing at home.
@ThembieTemie-yb6wz
Жыл бұрын
But to lie about the DNA of the kids, it's something else ropa harizi bvura, and the truth will always come in open.
@EvangelistMharidzoTauyaV-he8fe
Жыл бұрын
Its true 100%
@claraallgold2816
Жыл бұрын
Kune vanhu vari stubborn ndatenda hangu🙌🙌🙌. Even maResults arikuti havasi baba vevana still she adamant say he is the father🤭🤭
@thelmaanesumwatha7992
Жыл бұрын
😂A true example yekuti haikona kungobvuma mhosva seplate yesadza😅
@boitshokonengu7306
Жыл бұрын
No need to insult and abuse her like that ao!
@nicemanchigwaza6558
Жыл бұрын
Ndiye akatanga musindo
@sitokodzilechewura5567
Жыл бұрын
Everyday pa bota ipapo...all thanks to gulez manyama
@sheillasiboli7697
Жыл бұрын
This is real problem to make things easier for her now she is making her life miserable for no reason just say yes and everything will be sorted nkazana life is so difficult like now everyone is going to drink tea with your name and going to be the talk of the village so come clean than westing time for nothing be brave ntombi and you are grown up lady just pray to God and asking for forgiveness
@josphinemandangu-ps6dc
Жыл бұрын
Government you need to reform the legal system as far as Traditional Courts are courts. Women/ Human Rights are being deprived of their rights of privacy, dignity. Kutadza kutadza kuripa but not kubvisa munhu pamberi pechaunga cgeVillage. Ndosaka tisinga budirire
@WinWin-x6m
Жыл бұрын
The woman was bashed and intimidated right from when the results were revealed. This is wrong!
@providencenyoni1531
Жыл бұрын
I agree. Yes akakanganisa but the attack is something else. If it was me I would not go to be judged by these self righteous people vanoita kunge vasingakanganise.
@@providencenyoni1531u are missing something , there was nothing wrong here , do u think she was going to say the truth if this wasn’t handled this way . She is not straight and she deserved it
@fungaishoko237
Жыл бұрын
Asi ndomuitirwo wedare rakwaChief hapana chinyowani apa
@cricket694
Жыл бұрын
hapana bashing apa. DNA clearly says kuti wakahura yet you keep insisting kuti handina kuhura. moda kunyengerera and kubhabhadzira munhu ari so stubborn and deceitful
@lungelwajames4257
Жыл бұрын
😂😂 umosha imizi yabantu Tinashe ngale DNA, khulisa wena baba lamabhatshi awakho, akuqali mos ngawe lokhu
Пікірлер: 1,2 М.