But TINASHE DNA yemukadzi uya wetumagirazi chii chikuitika, urkumbotinyimirei??
@chrismurisa6467
2 жыл бұрын
Takatoimirira yema piece job
@princemakumbirofa1376
2 жыл бұрын
@@chrismurisa6467 Ehe iyoyo chaiyo
@josephlupiya6626
2 жыл бұрын
Can't wait Mr poriji
@naumezacharia1561
2 жыл бұрын
Can't wait bota family
@anywaykumbulamwaedza6515
2 жыл бұрын
Ndaona ta recorder a 0% apa kkkk pane kaku tensa kari kuitwa na moms avo kkk
@Olcool
2 жыл бұрын
yea. ndikupaonawo.
@mamospecial2080
2 жыл бұрын
She looks beautiful though ... pamberi neClosure DNAShow
@masibandamasi9733
2 жыл бұрын
She is but inenge zero percent iyi, sei vari kutaura wakatarisa kuside
@NozzyN
2 жыл бұрын
😂😂😂😂😂 haya
@wilmarmarara2448
2 жыл бұрын
Kkkk kunaka kwake hakushandi kana tasvika pa DNA kkk.tiri kubira varume vakadzi saka ini izvi ndozvida.zvibude pachena mwana asatiakura
@tariroshonhe2268
2 жыл бұрын
Make up yake yatondiudza maresults kuti baba havasi muridzi wemwana. Akafita kuti before result presentation akanzi ko mwana akabuda asiri wababa oti ndinozvitambira
@NozzyN
2 жыл бұрын
@@tariroshonhe2268 Yo ur prophecy was accurate 😂😂😂😂🤣
@faraidenhere1095
2 жыл бұрын
Nemadhara anotodyawo porridge
@propro9957
2 жыл бұрын
Vaidya bota up and down lol makwikwi mu industry ye bota !!!!!
@tinamakasa7493
2 жыл бұрын
Bota family 👪 ❤
@abigailcharakupa8490
2 жыл бұрын
Bota ranetsa shuwa, can't wait
@pukie6762
2 жыл бұрын
Waiting for the magogorosi episode or ndini ndakajambwa
Пікірлер: 97