Ndafara kuti mambo wangu ndimambo chaiye fearless like Chingaira we will support you Nyati.
@lillycee5054
Жыл бұрын
This is beautiful. Oral history on record. Thanks so much Slymedia for this exceptional work. I love ur mixed content. Tadzidza zvakawanda. Please guys let's share this on our timelines. This is good content. Mazvita!👏🏾👏🏾👏🏾
@jacobchikwena8437
Жыл бұрын
Well balanced history. Keep it up and we are prepared to die for our land.
@amonmatuka6455
5 ай бұрын
Yaaa thumps up to you Chief Makoni you are a renowned Historian .God bless you
@anthonymusarurwa9068
Жыл бұрын
Really enjoyed it Nyati Havarovi vakaviga mupinyi. Very intelligent Mamba . Nice to be under such a leader . Makuma Nyati.
@godwinchiutsi9183
Жыл бұрын
I respect you Chief. You have a rich history. Ndapa kutenda hangu. Nyaya yenyu iri straight foward and clear. You are probing leadership. Piwai dunhu renyu.
@candid1265
Жыл бұрын
Yaa chief I Makoni must remain strong because nyika yenyu irikuda kutorwa nehukopokopo.
@sylvestermupanduki304
8 ай бұрын
This is great Nyati. But vaRozvi vane History yakajeka kubva kuMwenemutapa panaChangamire Dombo panova ndipo panobva Zita remadzishe avo naNhasi rekuti "Changamire Chiduku". Zvakare Nyati munokwanisa kutevedza nhoroondo yavo kusvika pana Dyembeu naChirisamhuru akavaka nhururura mwedzi achida kutora mwedzi panova ipo pakabva the idea yekuzogadzira half moon yamunopfeka mudare menyu. Chirisamhuru akauraiwa naNyamazana gandangagadzi rakazopinda muna Muzilikazi. Mushure maizvozvo vana nemachinda vaChirisamhuru vechirozvi vakatiza vakapararira. Tohwechipi mwana waChirisamhuru akazogara muBuhera umu ndokuuya kwevana vaChuduku kuno vachitiza Nyamazana kuManyanga. Munhoroondo imomo hapana Nyati pavakatonga nevaRozvi. Makoni akatora nyika kunaMadziva vaenda kunovhima. Tinoiziva nhoroondo yacho nemawaniro amakaita Simba muchizoitwa Paramount Chief. Nyoroondo yaNyati inotangira pana Muswati in 1635 not 1500, yevaROzvi inotangira paHondo yaChangamire Dombo, the first Rozvi King to rule the northern part of limpopo stretching into Manica Mozambique in 1480. We demand all that belongs to us Nyati and we will get what we deserve kwaChiduku. Hakuna nyika inoganhurwa neNjanji or Mutare road, nyika inoganhurwa nenzizi namakomo zvakare nyika haipihwe naPresident zvekuti vaMugabe, or zvekuitwa paramount chief nevarungu zviya iri nzira yekupamba mamwe madzimambo matunhu avo zvamakaita zviya, nyika ine vene vayo vanoitonga kubvira kumadzitateguru ayo. Njanji yakauya nevarungu. Nhoroondo yedu tinoiziva, Chiduku mwana waChirisamhuru not Chingaira saka musati Chiduku aiva ishe mudiki kuna Makoni. We know no-one by the name Makoni in our Rozvi History, hatina kumbotonga pamwe chete naye, not even once-- kana paine dare munhoorondo yevaRozvi yakadaidzwa Makoni kuti ataure ngaritaurwe tirinzwe nenzvimbo yacho.
@dimat5839
3 ай бұрын
Spot on pa marituals...vanoita witchraft yakaoma pa Buckingham palace apo
@blessingchakuma1152
Жыл бұрын
Tinokutsigirai Nyati mhenyu, nzvimbo yedu haitorwi never 👏👏👏
@kelvinmarwizi8769
Жыл бұрын
I stand with Mambo Makoni, Matikoniwa
@elphuselvisnyangombe383
2 ай бұрын
Mambo Makoni nyaya yedu inodadisa keep it up tinosvika chete pa history makapabatisisa
I like chief Makoni vanotaura sezvazviri no filtering
@lenso3757
Жыл бұрын
ZANU destroys everything
@paradzaimanjonjo9174
Жыл бұрын
This Chief should tell us the whole truth about Chipunza and Makoni, there are so many gray areas he deliberately left.history cannot just be changed willy nilly to suit certain narratives. I really challenge him on Chipunza and Makoni.
@tinashegarande3311
Жыл бұрын
He's one of the pan africanist i believe this man He knows what he is talking about
Nyati. NdiriMuswere imba yekwaZambe Chitsa. Chipunza uyu was disowned coz of inbreeding. Chingira Makoni was a fighter and he fought to defend the land.
@spcmercygrace
Жыл бұрын
murume arikunyepa anoti hushe hwamakoni hukuru panehweMurozvi Chiduku, he is good in distorting history. where is he puting Tikwiri for the Rozvi Pple which is 15km from Rusape towm varozvi vaizviitira munzvimbo yaMakoni here?
@kelvinmbiriri387
Жыл бұрын
we very sorry abt this zanu development. am 100% with you on our ancestral heritage and the denial of the bible Christianity. our tradition is the best. bible is a colonial tool. bt yr problem chief is people are crying foul on you u are taking pipol's beasts kudare kwenyu. mukuita vanhu warombo. maane mombe ngani since u assumed chieftainship post........ yr penults are so hugh than the constitutional courts.
@ronaldchiunda4271
Жыл бұрын
Yes mambo
@Fayrwa06
Жыл бұрын
What is the difference between a Heardman and Sabhuku?? Genuinely asking
@cleopaschariga3306
Жыл бұрын
Heardman is a Sadunhu who leads a number of Sabhukus(samusha)
@Fayrwa06
Жыл бұрын
@@cleopaschariga3306 thanks Cleopas l grew up in town hence my question 🙋♀️
@libertymasendeke1838
Жыл бұрын
@@cleopaschariga3306 saka sekwedu uko kuMakoni West Mupambawashe ndiye heardman?
@judithkwenda2841
10 ай бұрын
Cogen Gwasira mambo Makoni taurai nhoroondo yekuuya kwakaita Mambo Gunguwo nemwanakoma wake Sabarawara nevanakomana vake Chipunza nevanin'ina vake Makoni and others kwete zvenguva yevarungu nezve hurumende
Mashonaland East > Traveller’s tales from the Devil’s Pass Traveller’s tales from the Devil’s Pass Why Visit?: The Devil’s Pass is almost unknown to people living in Zimbabwe nowadays. The construction on the railway line from Fontesvilla, 56 kilometres from Beira began in September 1892. The 222 mile (355 kilometres) link to Umtali (now Mutare) was built with 2ft 0 inch track gauge using 20lb / yard rail and only completed in February 1898 after immense difficulties had been overcome and many lives lost. On 23rd May 1899 the 3ft 6 inch gauge railway link between Umtali and Salisbury (now Harare) was completed; the Umtali Beira line being converted to the same standard gauge by August 1900. For the period 1890 to 1899 all traffic between Umtali and Salisbury was by ox-wagon mostly through the Devil’s Pass. The altitude at the highest point of the Pass is 1,446 metres, at its base it is 1,286 metres; so the oxen had to haul up their wagons 160 metres over a distance of 2.4 KM. This is a formidable gradient for a span of sixteen oxen harnessed in pairs drawing a wagon load of 4 to 5 tons. A normal day’s travelling might be 16 KM, but this depended on the rivers and steep inclines that were encountered. At the bottom of the Devil’s Pass one or two teams would be detached from other wagons and each wagon would be double or triple-teamed in order to get to the top of the Pass. This meant that each team of oxen would make two or three trips and needed to be rested when all the wagons were finally up and meant only the 2.4 KM of the Devil’s Pass would be covered in a day. After overnight rain, the trail would be like grease and on these days there was nothing to do but wait for the road to dry. Returning to Umtali down the Devil’s Pass was usually with a lightly-loaded wagon. They had large wood blocks on the rear wheels which were the brakes and were operated by a handle attached to a large turn screw. In addition to the driver and voorlooper, someone had to walk behind the wagon ready to apply the brakes at a moment’s notice to prevent the wagon from rolling over the oxen pulling it. Sometimes twelve of the oxen were moved to the back of the wagon, leaving four to steer the wagon while the remaining twelve held it back, helping the brakes and in the event of a runaway, reduced the number of casualties among the precious oxen. The arrival of the railway which followed the watershed to the west was followed by the roads and so the old wagon route through the Devil’s Pass became abandoned and forgotten.
@kevyjoe
Жыл бұрын
Ndatenda Chirombowee ndaisa maoko Changamire
@CharlesNyagwambo
6 ай бұрын
Makoni was deafeted by Mutasa not Mutasa was deafeted by Makoni
@eviahgwasira788
Жыл бұрын
July musoro bhangu. Zanu ngaichibve. Lawlessness yanyanya. Munhu anongoita zvaanoda.
@spcmercygrace
Жыл бұрын
dai makamubvunza kuti Nyathi akatengesa Nyadzonya NeChimoiyo ndiani wake. Makoni akaitwa paramount Chief nekuda kwekuti aitamba nevarungu, all the same DA wechirungu akamupa nzvimbo yemamwe madzishe to weaken other chiefs who were uprising against white, Chingaira(and others who died with him) was a true hero but he left nobody to stand.
@adolphusdemadema
Жыл бұрын
Reference to devils pass has nothing whatsoever to do with the devil per se there are many places in many countries called by the same name.Remember these people were traveling on horseback and with horse drawn wagons which were usually disassembled at places like this
Are you saying Tandi is Nyati ? If you agree that he is not why ishe a custodian of culture in Makoni land? Don't be emotional sir be factual
@williamnshoriwa2269
Жыл бұрын
@@desiregadza7995 Baba I am being emotional. I am a Tandi by familyhood and can not stomach it when someone deliberately distort my history. For the record we are not from Mangwende and does not share any proved pinnacle history. For the record Mangwende muzukuru kuvaRozvi isu tiri vaRozvi. And for you to say we have custodian of Makoni Land you are deliberately distorting history. All this was confused nguva yaNaboth who had unholy alliance with the whites. Tandi was never a subject to Makoni and nyika yekwaTandi ChinyavaTandi had never been under Makoni. To say the truth we all took that area from Mutambara and the area under Makoni today was under Tsindi and Madondo and what is under Tandi today was under Mutambara sub chief Dangirwa. Makoni only took over from military conquest
@tinashemudondomashawa6202
Жыл бұрын
Mambo wedu nyati mhenyu
@eviahgwasira788
Жыл бұрын
Zanu minister anongofunga zvemumoyo make vatozviita. Hakuna mutemo. Ndokuita kwe zanu. Vakuzviona sa MWARI.
@maxwellguvava1709
Жыл бұрын
Problem yema chiefs ndeekuti makanyanya kushandiswa nezanu pf
@monnietaah9583
Жыл бұрын
Now vakurwadziwa.
@CharlesNyagwambo
6 ай бұрын
Makoni and chipunza contradicting statements
@godwinchiutsi9183
Жыл бұрын
Daidzai Nehoreka. He has the same vision neina mambo Makoni. I heard Nehoreka ndiye baba wana Makoni.
@sheriff4950
Жыл бұрын
Not true. Sabarawara aive baba VaJembere(Chipunza, Mhina) naMuswere(Makoni, Vasangano). Chipunza is the older brother whilst Makoni is the young brother. Mambo vakupa history iri less than 100 years yet the history is more than 450 years information is there kuArchives
@sheriff4950
Жыл бұрын
Nehoreka ndiSekuru
@godwinchiutsi9183
Жыл бұрын
@@sheriff4950 thank you so much for the information. I heard Mambo Nehoreka vachiti he knows everything and can be consulted.
@sheriff4950
Жыл бұрын
Munogona kuona machinda aMambo Chipunza vachitaura a on this channel munogona kubatsirika in terms of getting the context
@judithkwenda2841
10 ай бұрын
Mambo dont distort history to suit your paramount chieftainship imika
@elizabethmujuru2733
Жыл бұрын
Mambo vangu
@FranklinMuchochoma
Ай бұрын
Tiri kudawo Bingaguru redu kubva kuna Makoni
@chutneykachena7138
Жыл бұрын
Zvaonekwa dzimbahwe
@patiencechitura2738
Жыл бұрын
Ndaitoshaya kuti y Nyathi ichiroorana iiiii hambemo vana Nyathi mapurazi acho munongopanana mega isu hamumbotirangariri
@spcmercygrace
Жыл бұрын
Nyaya yaChiduku wanyepa iwe urikushata pakutaura you are distorting history, Murozvi haabvise bhuru kwauri.
@ralph1969ify
Жыл бұрын
This makoni should stop using the word Mboro on TV. Disgraceful behaviour, hachisi chivanhu chedu ichochi
@makonidanies7851
Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@Exodus1075
8 ай бұрын
Mboro imboro haina rimwe zita
@jobergemushayi6570
Жыл бұрын
The incest of Chipunza continues to even up to now.
The good chief is trying to re write history here...according to well documented fact Makoni welcomed the BSAP when they arrived and Manicaland was occupied without a shot being fired to the surprise of Forbes who was then emboldened to push the Portuguese right up to Beira prompting a protest by the Portuguese to London who then told Forbes to 'cool it' on PEA territory. Forbes was regarded a hero for saving the Manyika from Lobengulas taxes.Get it right chief and say it like it is.Revisionism is bad.
@cleopaschariga3306
Жыл бұрын
So why was Chingaira beheaded. His head is still in England
@adolphusdemadema
Жыл бұрын
@@cleopaschariga3306 Just as Majoni was two faced and duplicitous to the Brits as regards Lobengula,so too were his own headman and sub chiefs.He was playing a game that Albion was world champion at and he lost his head!Good old intelligence and playing one parties interests against the other.It works wonders even in today's world
@geekg3011
Жыл бұрын
The white man is known for documenting lies and passing them off as fact in history. The black man should be allowed to tell the story of his own people. Step aside
Пікірлер: 88