Naiza boom plizy ndoda something coz now ndadzima poto yesadza pamoto ichikwata kuty ndimboisa ma likes😂😂
@roselynchakanyuka2142
12 күн бұрын
❤❤😂 senzeni ingo taura chokwasi kuti ndaka nhonga bag kwete kuti ndere shamwari yangu akati haasi kuuya kuchikoro i am waiting for solo and blacky my winners 🎉🎉🎉❤❤
@misropah
12 күн бұрын
Akataura chokwadi anototukwa worse kana kutorohwa but zvakangofanana cz bag chava chinamira😂😂😂😂😂
@user-uq2vt1ci6t
12 күн бұрын
Kufa kana kufenda 😅
@user-dz3fp4bi9b
11 күн бұрын
Munondigonera team Naiza
@tanyamufanechiya
12 күн бұрын
I love the way how you arrange your things apa tikuona the magic bag at the same time that one rakanzi chandachikwirira this is so dope❤
@AshleighMashiri
12 күн бұрын
Cleo is a supportive sister😊
@Forgetsemwayo
12 күн бұрын
😂😂😂 dai black ari munin'ina wasenzeni dai rabviswa kare cleo arisoft 😂😂😂
Yaaaa apa senzeni akaigochera pahutsi😂😂😂 guys munoti gonera rambai makadaro😅😅😅
@NomsaHukuimwe-ch8ld
12 күн бұрын
Ko senzeni kuvhura bag racho munaye 😂😂😂 but guys munogona zvenyu Sando dzenyu
@glassworksandbics6403
11 күн бұрын
Handisi kurara guys thiss moves ndiri kurion when l close my maziso yooo
@NyaradzoMaturure
13 күн бұрын
Can't wait but pamanheru apa ummmm tinorota usiku😢😢😢😢😢
@NaizaBoomFilms
13 күн бұрын
Movie rinotyisa rinoda manheru maskat hamuone kutyisa kwaro
@PriscaMachimbidzofa
12 күн бұрын
@@NaizaBoomFilms😮😮musader plz
@munyagaza3683
12 күн бұрын
Naiza top notch
@DesmondMlambo-rr4ym
12 күн бұрын
Senzèni taura chokwadi
@BenMahlanganise-ej4tw
11 күн бұрын
Naiza vanhu vano actor nawo unofemerwa here kuti Tora utopia Ndabvunza kudaro nekuti vanopisa kani Pakanaka team riya relationship zvavharana Apo ndipo pezvakuto Pisa kupfura vana varipo Naiza augoneke iwe
@NaizaBoomFilms
11 күн бұрын
Thank you so much boss
@RachelWandipeni-jz1pf
12 күн бұрын
It's giving Zimbabwe
@Netflix___Everyday
12 күн бұрын
Cast is going crazy can't wait❤
@lydiamusarapasi8316
12 күн бұрын
Kutonhodzwa kwa Chauruka , Senzeni adzikamiswa ne magic bag 😂 dai angotaura chokwadi hake
@gracematsika7304
12 күн бұрын
Senzeni unonyanya iwe ❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@user-mc2zz1gn8u
12 күн бұрын
Ko pakugeza urikudii senzeni hausonhuwa hre❤
@edwinbhimha9191
12 күн бұрын
😅😅😅
@misropah
12 күн бұрын
Shame Senzeni apinda biz veduwee, keep up the good work naiza boom luv u lots ❤️❤️❤️❤️❤️❤️
@user-zp5ji7kc2b
12 күн бұрын
Clio siyana netuma plan twako ko ukapisa sisi neaini kkkkkk
@NOBIZA640
12 күн бұрын
Kkkkkkkk Senzeni hanzi apa nhasi kurikutonhora futi kkkkkkkk
@patriciamarangwanda5188
12 күн бұрын
Bag ranetsa apa senzeni anoreason hake 😂😂😂 she is busy defending herself 😂😂😂😂
@kingjakalas8699
12 күн бұрын
Icho chaputika😂😂😂❤❤
@Thandiwe-km7ip
12 күн бұрын
Cleo wapinda bizzy wangu
@amandajofisi4218
12 күн бұрын
Cleo ukunyanya kuKeeper secret udza mama or dad kuti bag harisi kubva😂😂😂😂😂
@user-jb4ix8pj4z
11 күн бұрын
NB is amazing and the one who i love to see acting is Jedza please Jedza should even act more please ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ ❤❤❤❤❤❤
@petronelamusiyiwa2960
13 күн бұрын
Can't wait
@SusanMasuka-sx9cn
12 күн бұрын
I love naiza boom so much ❤❤❤❤❤
@SmangaMaMtheDube
13 күн бұрын
I can't wait
@benjaminmambudz-gv6sq
12 күн бұрын
Naizawood zvaizvezvi
@memorymakwindi3177
11 күн бұрын
Naiza kumberi mhani❤
@user-dg2ev9hu5j
12 күн бұрын
Kiriyo udza mama chokwadi umwe agadziriswe nguva iripo😅😅
@claramutawu7151
12 күн бұрын
Bag iri kuti rakaraswa rimwana mucheche here bag irikaa ririkutishungurudza fani
@chidohaisa
12 күн бұрын
😂😂😂Thumbs to naiza boom crew🎉🎉🎉🎉
@perishgwemba6226
12 күн бұрын
Naiza manje manje ukunoona Victor chiporofita changu icho na solo
Пікірлер: 259