Jonga and black were very active ....naiza u are getting there mm mm mm apo pekudirwa poto yesadza ungati rachikwata wani mmmmm yuh u are talented guys
@sheltonshelton
Жыл бұрын
Dhafu and natsai never disappoint keep it burning gyz🔥🔥
Haa guyz chakanaka chakanaka.tge whole team.you are so amazing.you have talent.hapana kana anobhowa mu family yese.naizaboom family 😘😚.Thank you so much for entertaining us.watching all your good works in Maputo
Munogona guys keep it up fanika pachipoko apoo excellent
@precious19maringapasi13
Жыл бұрын
Marovere aita Hana yangu Pana jonga ka iii weduwe 😭😭😭😭😭 blacky and jonga manyatsondiitira zvenyu I wish dai vakabvunza mushakabvu kuti wakauraiwa Nani mwanangu uye akakuurairei zvainyatsoita ka that but notthat zvsamakaita hazvibude ... I love the way how sekuru asks ma questions in a CID way kkk and for real Mhosva hairove this is awesome guys I love you so much mukugona svunurai hokoyo. Ne police kkk svunurai ukabatwaaaa kkkk iii svunurai kkkkk kuzobvisa tsvakirai kuno manjeee kkkkk kutsvakira vanhu ah. Boss lady svinu kkk I live how you are saying it I hope police inosvika musat masvika at netsai hunhu tahuona kkkk kuzoombera Kani aiwa pachishona chaipo kkk Hanz dady kkkkk dhafh u so original unogona dear kkk unida yakawanda Mari kkkk thanx for everything team ...I always say acting is not simpe but you have managed to prove that you are indeed a great TEAM ...
@mrbeans5669
Жыл бұрын
Makorokoto tavawo na Mai Azuka vedu veku Zimbabwe Black keep it up good work
@elizabethtamerakativu5521
Жыл бұрын
Black wauraya murume, that pot o porridge looks real wena, well done Naiza
Vakomana vakatizisa vasina kusheedzera 🤣🤣🤣 here is your golden opportunity Masvingo you made my day
@nyaschobuddy
Жыл бұрын
Naiza boom you're the best currently in the Art industry ✨🌟🤩🤩❤️❤️❤️
@takudzwamurodza968
Жыл бұрын
Naiza i dont know kut ndokutenda sey nebasa rauri kubata....ndanakirwa neEditing yako papinda chipoko mune umwe munhu chichitaura nezvemombe kut mkoma ngavaripwe....Naiza wakapenga handirwadziwe well done bro...Ndanakirwa
@florencetayengwa7603
Жыл бұрын
Inini hanguka part ya black inondisvota hangu but thank Yu Dhafu dhimba Ozi Solo Netsai svunurayi ndokufarirayi hangu ##Naiza boom
@sirbantanboyka04
Жыл бұрын
Ndiyo part yake yaanogona ritoriwo lesson kune vakawanda
@leonamhuru5449
Жыл бұрын
Haaaaaa dhafu vanopedza bhora
@nyashancube442
Жыл бұрын
Ndachema weduve iiiiiii chipoko ndochida ichiiii cho actor ichoooo wow wat a episode....haaaaa Mari isiri yako kaaa yausina kushanda amheno zvairi soooo unovaviwa kkkkk...dhafu anopedza basa
@deedee5074
Жыл бұрын
So why Is it that no one is asking the ghost who killed Maka why isn’t her family asking who killed her, how can she rest in peace when the murderer is free? They wanted to kill Jati when he brought the news.
@chicupsivinesskitshumormun6140
Жыл бұрын
Asii ndikamubata svinurai ndikamubata 😂😂😂 in chapepa voice
@babamudiwa897
Жыл бұрын
Netsai's acting is superb 👌 she is good in all aspects
@nobertmatutu
Жыл бұрын
Nice wena
@stelladeredzai7792
Жыл бұрын
Naiza boom to the fullest Dhafu kaa i'm speechless ❤️❤️💥💥💥💥💥
@chloebrainah1727
Жыл бұрын
Ayewa whoever anoimba these songs is good
@ananojubani986
Жыл бұрын
Vanobatwa bit mari yaenda, thanks naizer
@emmaculatetanaka5183
Жыл бұрын
Naiza to the world 🔥🔥🔥🔥🔥
@natashazvikomboreromadawo2915
Жыл бұрын
jonga😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭jonga i really shed tears
@byronevangana8046
Жыл бұрын
Good acting blacky nemurume wako papirridge apo great job
@joylinesibanda7922
Жыл бұрын
Netsai akafanana neumwe mskana ano acter Nigerian movie so munogona naiza boom bhora mberi ❤️❤️❤️❤️
@babakimygp6189
Жыл бұрын
Haaaaa netsai is much creative😂😂😂🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰luvly
@valentinemutavusi3067
Жыл бұрын
Kkkkk Blackie dzangu rose hwa😂😂😂
@mamo3889
Жыл бұрын
blackie haana kupisa munhu zvemashuwa shuwa here 😭😭 i got scared there
@Pinkiebabe
Жыл бұрын
Me too ,it looks so real coz sadza taona richikwata😢but vagona ku actor that part
@user-rf3sc8eq7x
2 ай бұрын
Ndaonawo seamupisa zveshuwa ini
@politenyambara6237
Жыл бұрын
Netsai apa wagona ,svinurai Une moyo wekutenda good ASI hokoyo
@owentatenda2084
Жыл бұрын
Dhafu to the maximum level of experience excellence 💕💕💕💕💕💕
@tirivashemushamba5224
Жыл бұрын
Guys i tell you director Naiza boom vanosvika kure.🙏🏻🔥
@geralddube509
Жыл бұрын
Taura zvako hama
@babakimygp6189
Жыл бұрын
Haaaaa pa chipoko apo u made it naiza ummmmm izvi zvakumberiii
@flossyndlovu3563
Жыл бұрын
Thank God jati wapedza basa ,,,,,,yeu wagona svinurai ngaasungwe vese nadhimba wake
@StarlehzKeyngdiWarMachine
Жыл бұрын
Dhafu,and the villagers vamukupa mari are going to mess up everything for Dhimba and Svinurai, 😂😂😂😂😂😂
@melodiousmashaure339
Жыл бұрын
True
@yasarkhan5891
Жыл бұрын
Naiza mave kumberi uuuuum rambai makadaro
@kingfasa4149
Жыл бұрын
Yaaa naiza bom URI muhombe tamba muchitpawo.mutakunanzwa
@beecee813
Жыл бұрын
Thank you Naiza Boom for entertaining us!!!
@melodymasunda3383
Жыл бұрын
Black Hona hasha dzako woita gozi
@elandchalaz6593
Жыл бұрын
Vamatemai ei haaa makabata basa guru ummm ndabva ndafungawo hama dza Dzamara Mwari inzwai ngoni
@tinashe8123
Жыл бұрын
Hanzi kambuya mugogoda soloo wandipedza nhas
@mercysithole6
Жыл бұрын
Black unodarireiko nhaiwe😭😭😭😭
@bevinmakamure490
Жыл бұрын
Solo never disappoint 🔥🔥
@aggie2577
Жыл бұрын
Svinurai usadaro newewo here Dhimba naPaida kkkkk ndapera power kkkkk
wooooooooow NAIZA BOOM makumberi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 mukuramba muchibvira shuwa woooooow pa ghost apo mabaya chaiko 😁😁😁😁 ndiyani amerera pa ghost apo 😏😏😏😏😏😏😏
@sheltermuhove6529
Жыл бұрын
Black anobhowa hasha dzake hadzibatsire ngaadzore hasha nxaa
@ruemubvumbi5700
Жыл бұрын
Dhafu vamapa mari uyo achataura zvese🤣🤣🤣i feel sorry for madam Dhunyaz nekutruster Dhimba🥺can't wait hnty ndizvo..Mr Security Solo unopedza bsa🔥🔥sando dzenyu NB team
@faraimashiri4587
Жыл бұрын
Theft is bad .But Svinurai waz pushed into this complicated situation. Svinurai is a shinning star 🌟.
@PatsonMachengete-uj7od
10 ай бұрын
Shame Jonga is dead apiswa naBlackie. I like that part because domestic violence is not a men vactimising women but a home issue. Some men are going through what Jonga suffered resulting in premature death. ##GoodProduction
@preciousmtemeri9695
Жыл бұрын
To us vadzokorodza pa poridge scene ka 3 lets gather here ..thumbs up
@lindadumbura761
Жыл бұрын
I love the way blackie 's natural ways
@shepherdbepura6530
Жыл бұрын
15 minutes is fine , it's better to be short and precise than to stretch it longer because some scenes may end up making no sense remember there's money involved in the production
@tinashemakosa
Жыл бұрын
Great and amazing acting 🎭
@kelvinhadeyakekero9044
Жыл бұрын
Hey I can't wait for episode 15 guys but try to increase the minutes on the episodes we love you
@daphinechawora9231
Жыл бұрын
Sure maminutes mashoma
@geraldmadhonondlovu1712
Жыл бұрын
Hanty ndiyo 15 yacho hre
@noelkashaya4320
Жыл бұрын
Wakabaya kabutton here
@kelvinhadeyakekero9044
Жыл бұрын
@@noelkashaya4320 eyee ndakabaya the notification bell
@adonaimaspears
Жыл бұрын
Can't wait you lighten my mood
@tanakazinoro664
Жыл бұрын
It's funny because dhafu's preference is the real money and that's what's gonna be left ahahaha
Ku actor zvako but umm character yaBlackie yakusvota yekungo actor ari villain ever since I started watching NB handisati ndambomuona achi actor ari nice
@blessingbilliat5177
Жыл бұрын
Yaaa iri ndere mashuwa👏🏽
@icey_chadd
Жыл бұрын
Can't wait yohhhh🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@preciousgumogumo6037
Жыл бұрын
Can’t wait
@bzetrecordssa
Жыл бұрын
Bt kana mazogara Jonga aiva ari pama Ma1 ummmmm I feel like I cry😭😭😭 RIP KING
Пікірлер: 917