nyc script and actors as well you never disappoint but i think soon you will be losing more followers because your acts now zvava ne age limit like how Matsanga lost it, we used to know that even with mother in laws or relatives taikuonai asi now tavakutotanga taona tisati tapa kumhuri that means most of the time children or kids havachakeanise kuona your dramas yet vachikufarirai nekukubvunzai zvakanyanya, currently u r the best mu acting field/ ground but i wish you will revise and mix zvinoonekwa nevakuru nevadiki or else you can state age limit like 16/18+
@blessingmunyaradzi5986
2 жыл бұрын
Mataura shoko.vana wangu wanoidawo naiza but zvimwe zvacho manje ndinototya kuti wakaona ndisipo ma1
@bubybman3331
2 жыл бұрын
guys inga wani the content is good wan
@merylinemushayabvudzi5616
Жыл бұрын
True potai muchiwanza zviri suitable for kids vanokudai zvana ma rounds for our infants umm kkk
@tanishamarowanyasha1170
Жыл бұрын
Vana vacho vanema phone here ekuzoonawo neku subscriber? Kungobvunzawo zvangu...team naiza actor zvamunoda page nderenyu inini kunevanonetseka ne data huyai paden pangu wifi ndinayo but munongoona naiza boom chete nhaika?
@tanishamarowanyasha1170
Жыл бұрын
Vana vacho vanema phone here ekuzoonawo neku liker?
Vhuuu, tasvikao pano , NB rovera bhora mberi mfanami
@noberttanakamushaninga3821
2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🐍 undergrass unobiwa
@yolandabrenda6845
Жыл бұрын
22rounds yoooh dhafu😂😂😂😂😂😂😂
@selinangarande3987
Жыл бұрын
Interesting but 22rounds mwana achinzwa
@bonfacemakuku5693
2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk dhafu Na ozemwa saidhira mukadzi wako
@farisaichinogayaya8080
Жыл бұрын
Honestly nhumbu yadhafu yakutomurwarisa nenjere, akutoda brain doctor
@sabhukuchoko263
2 жыл бұрын
Naiza Boom and your team munoda shamhu 🤣😂🤣😂 kuita mimba wachembera ma1 zvedi 🙌🙌🙌🙌
@joymafukidze6297
2 жыл бұрын
Matemai mazuva ano vakura vave mutongi gava he always 😭😭(haaa Ozemwa this time uri pama1 aah nhumbu iyi iri kushusha aah ukanosungira anodzoka uyo gara watama musha aah
Пікірлер: 312