Solo angada kurova boss haaa munovapireiko doro movapireiko hwahwa hona vadhakwa vakutaura zvisina basa haaa asinga rwadziwe nasolo isa like tione
@lloydmpofulodzapower8739
6 ай бұрын
Guys ko mobvisirei padownload Isu vamwe toda kudownloader tozoona manheru tafree 😢😢😢😢
@nyariegannet1
6 ай бұрын
Taura hako toda Kuona tabva kubasa zvino iii vabvisa download 😢
@mulberryinstitute1145
6 ай бұрын
The truty is four seasons media haa apa havasvike yoh .... vachiripo Naiza Boom yakanyanya inovaremera Those who agree witu me just put a ❤/like
@thandekagurajena352
6 ай бұрын
Varikutanga kaaa nhai vedueee How come kuvaenzanisa naNaiza avamberi by faaaar
@alfamj7412
6 ай бұрын
Black the maid😂😂😂Black anozoitawo ruzhaa ah
@tadiwanashenyazenga8391
6 ай бұрын
I feel sorry for Jonga😢😢😢😢adzingirwa basa nyaya yekumbunyikidzwawo. Haana kuita achida. Besides, he agreed kuita tiktok to secure his job but at the end akazongorasikirwa naro futi, which is what broke my heart. I really feel sorry for him. Sure. Black deserved it. She is so heartless. Svinurai has learnt a lesson, kuti hutsinye hwakaoma uye kuti don't depend too much nemari yemurume uye kuterera murume chinhu chinokosha. Dhafu, i love her, zvisinei kuti haana kuzomboona mukomana wake Dhimba😂😂😂😂😂. Chapepa is a real man. He did what was right for his happiness. Solo anemoyo wakanaka. Besides kuti angaachida kudzingwa basa, he saved his boss from death. It was a beautiful movie. We learnt a lit shuwa. I respect you @Director Naiza Boo..
@TapiwaKwaramba-dq1su
6 ай бұрын
Haaa muface anonzi Naiza uyu is the GOAT makanyanya baba munofanira kuvhura University yekudzidzisa mamwe ma script writers kuti zvinofambiswa movapa ma certificate because haa makapihwa njere baba
@cathytawax2800
6 ай бұрын
Congratulations to you Solo ndiwe wega watadza kudzingwa
@ZvirikuitikaMuMaStreets
6 ай бұрын
Famba Naiza Boom Keep the good work bro 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
@dorcasmukombami215
6 ай бұрын
Can't wait to see this episode.And I'm shocked of what I see.why us it final😢.Also can't believe that today I'm the first one to commment😮😂😂😂😊.I really love your epic moves and shorts ❤❤❤❤❤ your doing good keep it up love you❤❤❤❤❤❤
@ruramaimunogara383
6 ай бұрын
😂😂😂 Black popota asi isanyanyisa kukwidza voice, kwai black cobra 😂😂
@akalatatchah
6 ай бұрын
Solo's fans let's gather here,,, the moment yapinda Solo mumba umu achimanya was so dope
@monalisakaetano8083
6 ай бұрын
Blackie anga achida kuuraya Boss kuti atore imba manje zvarambisisa..Well done Solo wamira mira
@stelladeredzai7792
6 ай бұрын
Black cobra aramba kunwa black coffee 😂😂😂😂😂keep going guyz 💥💥💥💥💥
@tinashekandemiri6491
6 ай бұрын
Ndokunzingisa kwavakaita ana Netsai kkkkkkkk kuti usare pabasa maperero aita move iri 😜😜😜😜😜😂
@foro512
6 ай бұрын
Saka pamba apa pava kutotsvagwa gardener, House help namai vemba zvose kkkkk na ambhuya😂😂😂
@TatendaTatie-en9pj
6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@denzelmatibiri4241
6 ай бұрын
Chapepa the definition of alpha male 🫡
@PriscillahMangwende-je6ne
6 ай бұрын
Muroora watorambwa iwe chirandu havadzokeri shure kana vatsamwa vatsamwa ndovaziva i hanzvadzi yangu iyi kkkkkkkkkkk
@helenmwale1987
6 ай бұрын
Much love guys you have make us smile 😂😂😂 very day keep on doing good work ❤❤❤❤
@tiko3631
6 ай бұрын
Solo na Dhafu haaaa guys these guys are on top of the rest vatori pa level ravo vega imagine dai vanga vachi actor nevheti I'm telling you even ma Nigerian anosara pasi,and big up to Naiza vanonyora ma haaaah munobika guys
@user-qc3gz7kg8d
6 ай бұрын
Well done guys l have have been watching this from episode 1 ❤❤❤❤
@3590meela
6 ай бұрын
Kkkkkk solo ahwinha kutobatsiridza like zvaaita vamwe solo kutsvaga dzvene much love ini ndokudai Naiza boom well done 👏👏👏👏
@RonnieDKiyana-wv6jw
6 ай бұрын
Black wakagona kuratidza boss zvaiitika asi pa family meeting according professional hausaifanira kuvapo uye kutaura anything. Thank you guys tadzidza
@kwanelemthimkhulu-xb9zq
6 ай бұрын
Solo solo solo voice you killed me 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@mateusfernandomuchangamuchanga
6 ай бұрын
Basa mberi naiza boom
@priscillachinzou2526
6 ай бұрын
Solo speed ye 3020 yawapinda nayo mumba dai kuri kubva mazino waisara nemavende. Thanks Naiza team
@tmdesert3729
6 ай бұрын
Svinurai is the best actor in this drama 😅😅. Enjoyed this drama indeed keep it up 👍
@sheillakadepete1778
6 ай бұрын
I never knew that Svinurai could be so heartless.❤❤
@celcinfor3534
6 ай бұрын
That's a level of creativity
@VongaiMadondo
5 ай бұрын
Svinurai here or blackie
@julianamubaiwa6708
6 ай бұрын
👏👏👏👏👏 thank you so much NB tamirira chimwe keep going family ❤
@danielchinembiri8055
6 ай бұрын
This is top shelf stuff keep up the good work guys dont give up, no matter what they say
@rodrickzengeni8718
6 ай бұрын
"murume benzi ndiye anoregerera mukadzi aita chihure" 🎉🎉🎉
@patiencemagaisa1362
6 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Mukadzi benzi ndiye anoregerera murume wake aita chihure
@rodrickzengeni8718
6 ай бұрын
@@patiencemagaisa1362 unenge bhishu iwewe🤣
@NELSONMUSHSOHO
6 ай бұрын
Kkkkkk
@patiencemagaisa1362
6 ай бұрын
@@rodrickzengeni8718 kkkkkk kana bt why is it zvichinzi mukadzi chete
@user-ot9ln9cm6w
6 ай бұрын
Blackie imbwa yemunhu
@lovenessjacob262
6 ай бұрын
Wow wow wow.....❤ thanknu so much Naiza boom u are so talented...you know how to put things together .Truly you were born to be a leader ...That's an African movie ....l salute you .Ndaive mnh aive ne stress zvakanyanya asi ikozvino kuburikidza nema movies aya ndakabatsirika xvandakaonawo ndega.... Kana wakanz na Mwari uri mutungamiriri ndizvo chaizvo u will never be a follower....
@cathytawax2800
6 ай бұрын
Black zvaiwana ngwarati yes yes hutsinye hwako hunomborwadza dzimwe nguva😂😂😂😂😂
@sidanisiwenkomo8505
6 ай бұрын
Ndanakirwa nhasi gud job naiza team mogonesa❤❤❤❤
@memoryd5233
6 ай бұрын
Obsession ya Svinu manje kuzovhunza ring light 😂😂HAHA
@tanakagurajena1258
6 ай бұрын
..whatever a man sows,he shall reap (Blacky).Thank you NB❤❤❤
@PriscillahMangwende-je6ne
6 ай бұрын
Ohhhh my goodness Blackie akuda kuuraya boss aite inherit property kkkkkkkk good lesson
@user-fq2mr4bh8r
6 ай бұрын
Plizpliz ngarienderere mberi drama iro
@gabrielmunyoro9386
6 ай бұрын
naiza naiza haaa wakapedza bsa nice one big up king man❤❤
@user-tp6sw6pz2y
6 ай бұрын
Haaa chiri kubvira and need to be continued tizive kuti zvii zvakazoitika mberi😊
Thank u naizaboom.solo was supposed to get promoted...we learned a lesson chipfambi choputsa musha 😊😊😊😊 thank u Naiza .....keep the fire burning
@CarolineMadyariwa
6 ай бұрын
Kkkkkkkkk black unopedza masports wakomana keep it up guys .Svinurai wakoita tik tok kumusha .kkkkk black zvakuwana raperawoka waiti wakangwara zvakuwana nyembe kuna solo
@conciliandlovu-vq7di
6 ай бұрын
Good ❤❤❤❤well done Naiza boom apa makarova sevanhu vakuru keep it up 👆 🎉🎉
@silvestredias6809
6 ай бұрын
Kkkk solomon grande atriz essa...ipapo oque irá fazer o genro ?
@felipenhambe7969
6 ай бұрын
Acho que o adjectivo adequado é actor não actriz, visto que actriz é para feminino.
Extraordinary acting you are great Nice movie NB films always on point the Best Channel in Zim Haaa guys makanyanya you nailed it Keep it up ✔️✔️✔️✔️✔️💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@shylenemhaka8390
12 сағат бұрын
Not ooooooop
@user-ky6ko1ki1q
6 ай бұрын
Lets clap hands for solo❤
@tadiwanashegumbo
6 ай бұрын
Blackie muhombe 🙌surrender ooh mabasa makukutu🤣
@celcinfor3534
6 ай бұрын
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk team yese zvayo yakatozvipengera. Solo naDhafuwo nekuku
@user-ko5qk1mu2t
6 ай бұрын
Naiza usadzoke shure
@modestermudambu
6 ай бұрын
Chapepa arikubvira nehasha nhasi 😂
@user-qg1ee9tw5m
6 ай бұрын
Well done solo🎉🎉
@Seamusmtepa
6 ай бұрын
Solomon wabatsira haaa blackieka kkkkkk zvakaoma good lesson to everyone
Пікірлер: 531