Ndoozvamunobhowera zvekuisa zvimashot minutes aaah apo futi muchada kutadza kuipedza zvakanaka sezvàmakaita pa the wicked daughter in law aaaah sometimes munobhowa zamaiwo kuisa maminutes akatiwandei then ngaipere zvakanaka kwete kutisiya takahanger
Paida amheno kuti uchaitwa sei na breakup guys God bless you all you do
@tafarancube
Ай бұрын
Chapepa dzoka kunachichi wako kani
@user-th2mp9ms5s
Ай бұрын
But paida bhoo hr unezigodo chairo kkk luv u chiedza❤❤
@lloydmpofulodzapower8739
Ай бұрын
ko Paida apindwawo nechisatani satani
@GladysKoketxo-bb5mr
Ай бұрын
Paida you have a bad heart you can't do this to your little sister ❤😂😂
@user-lq7rh7hl4d
Ай бұрын
Paida sure ungadaro hre mwanawamai vako aaaaa wataura yetsvina wotaura yeuroyi umm hawuyite nyama yevanhu inosimbsa hre
@TanyaradzwaFerenando
Ай бұрын
Chapepa anenge ane zvaakaronga rudo rwake kuna Svinurai nderwemanyepo chete
@ShortCircuit05445
Ай бұрын
@TanyaradzwaFernando inga in the previous episode made it clear that he was only doing it to please his mom and not that he's truly in love with Svinurayi maybe you missed it but yaa he's just doing it for show and he's not that in love with Svinurayi.😊😊
@sarusoko9785
Ай бұрын
Chapepa urikumbo tembei iwe 😂😂 kusiya mukadzi kwaye
@israelgumbo9761
Ай бұрын
Thanks naiza ini ndongo nonokerwa every time munogona guys much❤❤❤
@mimiechips1131
Ай бұрын
Inga chapepa unoera moyo wani saka moyo wako warasika papi wakanganwa chitsividzo chamakapanana here nachiedza watadza here kumboramba uchinyengerera wakurumidza kuita give up
@angelamaramwidze1574
Ай бұрын
Paida unejelasi shuwa to your on blood
@monalisagoto9969
Ай бұрын
Ndawona Chapepa wabatikidzwa na Chiedza uchida kutsvoda mukunda wamambo iweee
Пікірлер: 664