Kuzvara nyaya yake kwakunzi I wedding vhurai maziso MaZimba
@AbyMoyo
Ай бұрын
Iwe usanyepera vanhu iwe
@lindachiunye4778
Ай бұрын
Ummmm indava muchinyepa tyt arikuenda ku nyaya dzake navaMunetsi musada kutiita madofo vanochatira muno mu south africa kuti ma south africans here kana ma paper vanawo hatisi ma dofo shaa hakuna mu zimba anochatira muno vanotonzi endai munochatira ku zim ende haunyare kunyepa
Пікірлер: 21