Church yamai avo ndechifambi not church inonamatwa mwari
@teberiachitauro9305
Жыл бұрын
Mai benzi kkkk ibhishu ramai iiii zvakatooma chokwadi
@tmaktmak1464
Ай бұрын
Chi Madziva chaigona ichi
@user-gi4ov4yx5u
Жыл бұрын
Best chief
@tendaimudzy1061
9 ай бұрын
Changamire ndawafarira
@SamuelChapata-xd6nh
Жыл бұрын
Vanhu we vana tezvara musaite u dyire munozozvimbirwa mangwana.
@tmada8270
Жыл бұрын
So these fools think they will adjudicate who a woman must love. Nonsense
@clevermambwere9780
Жыл бұрын
Pamadzimambo ose, pambo awa vanotonga zvisina huchenjeri asi zvine kufunga kuti iwo vanoziva asi vasingapi munhu akutongwa mukana wekutsanangura nyaya zvizere. Plus mambo havana hukoshi hweumambo ko why vachidaidzira mai awo kuti ihure despite kuti baba vemwana chaiwo vakafa avo ndivana bamunini. Mambo uyu ndodofo pachikoro chemadzishe
@lilyosarnyakudya6176
Жыл бұрын
Bamunini ndibaba
@johnchakaza6685
11 ай бұрын
Next sound yenyu yaitewo stable please maungira two too much
@Norgetlozani-ik6gj
Жыл бұрын
Mai benzi shuwa kuratidza hungu hwakaipa kudaro mudare
@kudakwashehlupo6246
Жыл бұрын
chimai chakadyisa baba chirikumutarisa nekona yeziso kuti ukangoda kunzwa zviri kutaurwa ne dare hokoyo. plus chakanyenama. dai ndiri mambo mai vadhara makunakuna avakaita ayo. ka blaz kakadzungaira kuda kuramba kachida mukadzi ai hura kudaro karikushaiwa here munyika mune vanhu vamo
Пікірлер: 191