Werasta uyo wajairwa abuse so when you find a nice mana unozviona kunge zvisiri normal.sit and write down all the good things he does and learn to love him.mhepo dzekwenyu dzinoda kuti utenderedzwa nevarume.dont take that guy for granted he is heaven sent
@WandifadzaShupiki
2 ай бұрын
Amen and Amen Well said
@GraceMuzhuzha
2 ай бұрын
Raster racho watanga kuriona izvozvi here une shavi rekuchinjanisa varume kabishu
@MarvelousMhukayesango
2 ай бұрын
Ibishu hombe chairo😂😂😂😂
@SharonKufakomwe
2 ай бұрын
Kkkkkkkkkkk
@alicybakeki9803
2 ай бұрын
Pawakamuda ange asina rasta here
@GraceMuzhuzha
2 ай бұрын
Nhai zvako
@tearsmusekiwa3768
2 ай бұрын
Mwana haangauraye amai vake but ko kana mwana wacho akazoti ndave nenzara muchazozvigona here mainini Makatorombeswa zivai kuti soon muchatanga kudeura ropa
@BeautyMusanhi-z2h
2 ай бұрын
Haisi nyaya ye ma rasta wapindwa ne shavi reunzenza
@RayStockel-g3g
2 ай бұрын
Uyo wokurombera mukadzi we munhu hazviitwi mukadzi akanaka pachiso nechimiro hazvirevi Kuti nepabonde akanaka kwete Paul Matavire Inga akyimba wani akati matende mashava huvazva Doro
@MarvelousMhukayesango
2 ай бұрын
And achamunetsa zvisingaite kkkkkk wesi akatomushandisira mushonga
@thekisonomsa2826
2 ай бұрын
@@MarvelousMhukayesangotrue handiti ndiye akamushandisira mushonga so ngaatongoita barika 😂😂
Zvechokwadi wowana munhu bhoo saka chavanoda chii.....kana varimunhu ariserious ngavangotaura naye kana achida anogerwa
@WandifadzaShupiki
2 ай бұрын
Surprisingly inin l always dated maRasta and l love my husband coz of the locks😂❤....and this is something most ladies don't know is maRasta ane love
@michaelmaziya2930
2 ай бұрын
Ko mkunda sei makabvuma kudanana nemunhu ane Rasta wakanga usingaoni kuti une Rasta hre kwana iwe urimukadzi wechikwambo iwe tsvaka rubatsiro .
@tre642
2 ай бұрын
1# wakabira second hubby now wakuda kupama zve....ukati hauna kugadzirwa here nasecond hubby ? Kana ishavi risingade chakanaka
@michaelmaziya2930
2 ай бұрын
Ko nhai sekuru ndimi makainda kuN'anga kundotsvaka mushonga kuti akude saka chashata chii chenjera ngozi sekuru .
@natashaweaper4370
2 ай бұрын
Sis vekutanga musatendera mademon manzwa kaa inga ma bleswa nemunhu aribhoo now wakuda kutiza urimushe mushe here dea imbozvitarisawo kuti hazvisi normal pray about it ude murume wako
@SibongileNdlovhu
2 ай бұрын
Ko muudze agere rasta ratshwo zve,
@PaulineKudzwai
2 ай бұрын
1st confession please kana usingade murume uyo musiye mune zvakanaka asawaster mari yake kunoroora seems like iwe ndiwe unotoda help coz zviri pauri hazvide ugare mumba
@RayStockel-g3g
2 ай бұрын
Nhau yasisi avo vemu Rasta zvirini Kuti vasiyane Na Rasta pachiripedo
@JamiaSamu
2 ай бұрын
1st confession munobatsirika sei imi solution munayo kare yekujaira kutiza varume thinking you are getting young. Rangarirai ana sisi Dhori vakazongoona vaa ana mbuya Dhori Ndataurisa ipapa
Пікірлер: 36