Kamudhara Maramba kanopenga kange karipi makore ese aya dzimba dzaamatongo oti ndrikuda zvitorobho nxaa tune mishonga tudhara utwu
@BettypeterbettyPeter
6 күн бұрын
Ma chief dzidzai kupa vanhu nguva yekupindura not kumhanya nzwisisai nyaya kwayakabva nekwaVikaperera uyu panguva yacho aive mwana tsavagai vanhu vakuru vaivepo panguva iyoyo
@kumbirayimamombe3970
6 күн бұрын
Chief warvet varikurwara avo, please musada kushungurudza mbuya ava nezvisina basa apa. Dzimba matongo, vanhu vakadzingwa what has he to claim at this point.
@nyashabuwerimwe-sw6qu
6 күн бұрын
Atorine mweya wekuhondo uyo hamuzvioni
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
5 күн бұрын
Murikundinyaudza, dai Mwari vandiitirawo Nyasha ndatenga zvangu mota yakafanana neye yellow iyo
@kady1111
6 күн бұрын
There should be a statute of limitations to movable objects. Shuwa vanhu vakuru kutora nguva yekugarira chitorobho chemunhu akafa kuma 90s?
@Mamoyo-d8b
5 күн бұрын
@@kady1111 😅😅😅😅😅 ndazvokoniwawo neni aaaa
@ruvachazika1223
5 күн бұрын
Mambo kana pamusha pakasaigara vanhu panoita dongo musapa vanhu mhosva
@ChishongoMadhuve
6 күн бұрын
Mambo murikubhadharwa hr imi,magirazi aida kuonekwa iye ari DRC... Mambo vanotsvinya sterek ava kut pamwe vanhu amusikuona zvenyu
@tafadzwamutevhani6125
5 күн бұрын
Mutasa Mutasa, zvasiyaneiko namai pfambi vaya vaka repwa @15,War vet akapisira munhu mumba uyoo, yezvitorobho iyo chimboisiya, am waiting for Part 3
@TapiwaMadhewu
5 күн бұрын
Akauraya manhu vadiyi kuti une Nyaya Bambo MUTASA vanorasika guys
@EdmoreMawine-jn3ev
2 күн бұрын
Mhepo iripo asi sound quality hahahaha 💯 quality dai Kari ka Tich TV hapana kana chatainzwa
@briantinorwa6203
5 күн бұрын
Eish kungoti ndivo mambo wangu same village navo vachitonga the whole Mutasa area
@user-ts4uw3tz5s
6 күн бұрын
Masoja kujaira zvemahara ❤❤❤❤❤❤
@Tatenda-g7d
5 күн бұрын
Mambo inzwai nyaya smtyms ipai vangu mkana wekutaurawo
@leonardmukwewa5792
5 күн бұрын
Chief mutasa...you disappointed ☹️☹️☹️ me today...kuita sematengwa newarvet iro...
@thulanijamesmalinga9497
6 күн бұрын
Chief you are very unreasonable by asking this old woman to stand and sacarstically ask people to help otherwise she's gonna fall. You and company speak seated comfortably. Be reasonable
@kudzaimware9711
5 күн бұрын
Mambo Mutasa zvaratova basa chairo
@rhodhachiumburu
5 күн бұрын
Mambo varikutya kupotswa nepfuty nemsoja kkkk
@sinikiwemoyo8017
6 күн бұрын
Ko iye akachembera kusvika ipapa ari DRC here? Paakadzoka DRC akadii kudzoka pamba pake. Anopenga uyu. Zvitirobho zvakamunyiwa. Mamwe marangwanda ngaanotsvaga pamba pake. Tsvimbo ngaamotsvaga padongo. Ngaapengere kure nevazukuru. Tsvimbo tenga kumbare. Gego wotenga ku Farmers Scoop paGrowth point yekwaanogara. Asati temesa musoro.
@Mamoyo-d8b
5 күн бұрын
@@sinikiwemoyo8017 🤣🤣🤣🤣
@user-xv7qe7du2o
6 күн бұрын
Mambo i paying vanhu chance Uye kuteererawo
@TsitsiKamhunga
6 күн бұрын
😂😂😂 ndauya pamberi penyu mambo ndini David maramba
@user-ry5zn1sy3h
6 күн бұрын
Saka mudhara uyo arikuda zvinhu zvababa vake benxi remunhu wakadii kutenga zvako uri DRC
@shingiraimakoto2766
5 күн бұрын
Apa mambo musatongemuchituka vanhu
@ElizabethManyarara
6 күн бұрын
Zvitorobho zvirikudikanwa zva 1942😂
@JessicaMukora
6 күн бұрын
Mutasa pamwe pacho unoita varume vakuru kunge pwere ishe madzoro tonga uchiziva kuti mangwana urikubva paumambo ndi baba veimwe mhuri vauri kudzingidza kunge imbwa kuti ibva apa unogara uko wadaidzwa nani 😊 zvakaoma wakuzviwanza
Uyu muOvhet uyu is a case of someone suffering from PTSD yekuhondo which he never got any rehab therapy for. So his behaviour yekupotsa muzukuru nepfuti, kupisira munhu mumba and general unreasonable fights with his family are symptoms yemunhu atorine pfungwa dziri kurwara.
Chief vavhara vhara nekuziva kuti mufesi anopinda pa ma 1. He is a criminal war veteran futi.
@arthurmutano-c9i
5 күн бұрын
Ba Taps Camera yedu
@hopetinevimbo2197
2 күн бұрын
With all due respect Chief Mutasa erred here by not listening to the story. Captain is not the owner wemusha. It's a family home which he got through inheritance and if he Captain dies Thomas will take ownership even Amai vevakomana has a right to that home kana vabereki vakafa adzoswa anowanirwa pake pekugara. Captain varikuda kutora musha vobva vaita wawo nechisimba that's why mukadzi wake arikumiramira. Chief Mutasa either vanotya Captain being a terror or he was 'andisikuda kuti vakabhadharwa because I still respect him' but the standard he used pamuchinda wekutorerwa mukadzi nemufundisi ndiyo aifanirwa kushandisa zve apa that is if mufundisi vasina kubhadhara because Davy akapotsa muzukuru nepfuti haana kumbozviramba. Kana Davy ari kuteerwa nengozi dzevanhu vaanogona akauraya Saka anofanirwa aida kushandisa vazukuru sezvirasiro manje muzukuru mukuru akachenjera uye akuziva sekuru vake so Davy is bitter akutsvaga pekuvabatira zvinhu zvaangagarisa dare rose even Chief kugarira zvinhu zvisina kana nebasa rose. There's something fishy about the claim and to think this dare randinoremekedza raChief Mutasa ringagarira chinyaya ichi ndanyara hangu nazvo. Mari inenge irikushanda apa munhu achitsvaga pekubatira vazukuru. I'm sure zvikatsvaga pane vana vaDavy varikutopenga as we speak
@shingiraimakoto2766
5 күн бұрын
Musatuka vanhu paruzhinji mind you are a respected person
@tinamakasa7493
6 күн бұрын
1st ❤❤❤
@AshleyMukupe
6 күн бұрын
417 dhesheee 😊
@floet3498
5 күн бұрын
Mambo Mutasa chimutsvagirai imi zvinhu zvake mumupe kana mapedza momuendesa ku Chikurubhi tiregere kunyaudzwa.
Mambo why sre u.even entertaining this case this war vet was negligent with his property. Plus yr main priority is to batanidza. This family ehy do u seem to want to tear it apart.
Saka Chief Senator Mutasa murikuti data redu ropedzwa nekutonga nyaya yepamba pasingagari munhu? Mambo itai mushe ndokudai munogona kutonga but nyaya iyi dai marega henyu. Apa mangoiteererawo kuti uyo aiva musoja and anenge wemusangano. Otherwise mungadai matoti ibvai pano
@JoelocalmunyaNyamungoma
6 күн бұрын
Apa Mambo murasa marasika nyaya apo..pamwe kabag ndokakurasisai. Cde avo hapasipavo futi ndepababa wavo.mwana uyo haana kusiirwa musha
Ko Karanganda Baba Taps muri kuwandira kupi mazuva ano....
@Samaita143
6 күн бұрын
Pain yekurengwa ndaiona kuti ma1
@Svosve155
2 күн бұрын
Mambo hapana nyaya isina foundation ipai vanhu nguva yekutsanangura monzwisisa up until munhu asvika pamusoro wenyaya Cde brain dzavhiringwa nengozi the claim is so useless
@edinahchatunga5671
6 күн бұрын
Zviri kunziiko ndiri kuti zhinhu zhangu😅
@arthurmutano-c9i
5 күн бұрын
Mubag munei😂😂
@user-un6yj2ew8f
5 күн бұрын
Nhai vamwe vanoita sevachabvisiswa mabhachi naMutasa but musharukwa uyo asiiwa
Пікірлер: 128