Gamu and Sarah😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. You nailed it wooooooooo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@PropheticChannel-cl9jc
3 ай бұрын
Ini hangu ndomira na Sarah ane ma points manyama bhangu ngaagare aroora merechi haas ma funnies ma cousins🤣🤣🤣🤣
@Ray-ku9ds
3 ай бұрын
Gamu glowing. Wish u the best my friend 🙏🏾
@patiencemurahwa7221
3 ай бұрын
Mai Tadiwa you are my number 1🎉
@Lambano
Ай бұрын
Uripi these days Gamu?
@anesushadaya2299
7 күн бұрын
Kubva zvakadzokq Gamu ma skits ese ndeekupopota kkkkk Pamberi na Gamue
@akimjrmwenyiza376
9 күн бұрын
Hanzi rimai madomasi
@memorymadyegasva1725
3 ай бұрын
Alwas look forward to ur skits Gamu❤
@thespecialmamoyo5348
3 ай бұрын
👏👏 well done guys!
@JayShowboymuziq-wd7yw
3 ай бұрын
Dan ka hanzi ngatifambei kkk hamudi kuona vanhu vanogarisana
@BlessingMuronzi
3 ай бұрын
Zvaiwana ngwarati kudya irere Sara vafukidzwa kaaa nhasi wazviwana
@mamaman4730
8 күн бұрын
Nhai Gamu ungareverera murume kuti asakuroora 😁
@pedzisainyamayaro
3 ай бұрын
Mogona guys keep it up ❤
@user-sy7ku1xo5k
3 ай бұрын
Wanobvunza asi haisi yako 😢 kupindura uye when time comes you will appreciate vanotobvunza vamwe havabvunze but they will attack you spiritually MARI yonetsa tose tozviziva but mukabvunzwa there is always a good way to answer
@pluckyzunza7604
3 ай бұрын
Dan pedzisa kuroora,ii Gamu kubva wataura zvakadaro pamberi pamurume😮
@user-kv2hd2oz6t
3 ай бұрын
Gamu murume haarevererwe unochema amai ngavapihwe mari yavo
@tapiwamutesva
3 ай бұрын
KKKKKKKKKKKKKK Danny siyana nevanhu vekuKotwa taita sei hiwe, bhadhara pfuma
@fylasmandaza1928
3 ай бұрын
Kkkkkk Sarah wauya pa wrong couple
@missdee112
3 ай бұрын
Ah ende zvakaoma...asi Gamu paucharoorerwa wechi two ndipo pauchaona kuti murume haasi mwana wamai vako
@gamuchiraiduve
3 ай бұрын
😅😃😂😄
@rumbie_rumsy
3 ай бұрын
You guys are my best❤❤
@cutemazengera2031
22 күн бұрын
Nice
@shingiraikambarami1274
3 ай бұрын
Rimai madomasi kuKotwa ukooooo Mapuno
@user-mp9eb6gb7x
3 ай бұрын
Iiiiii serious yaGammusoooo 😅😅 hanzi hauna kuroorwa $80 us hr
Hmmm that’s a negative outlook on life. There are couples who are happily married just that bad news travel fast. What is the essence of marriage if you are side eyeing each other😂
@EM-sx6nb
3 ай бұрын
Ndepeiwo number dzamai vatsvuku avo mhan!
@doctorprimash6197
3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 hanzi vaenda zvikanzi eeeh ende varikufambisa seii
Пікірлер: 70