I really love Magton media guys vanonakirwawo netearm iri tirivangani
@emmanuelnzombe2774
2 жыл бұрын
Gore rino varoora muchadzidza zvakawanda nayo Magtom iyi. Hezvino ndiri pano ini muVhitori ini. Magtom Media - Transforming the society.
@rosemaseva4464
2 жыл бұрын
You can say that again!!!
@pamellatembo6207
2 жыл бұрын
Mai juju varohwa nePGS Portmore Gaza Skrill🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@ashleychichy9875
2 жыл бұрын
I love that lady uyu mai vamai Juju feya chaiyo she is very english wena vane ka that ❤️❤️
@venusnyarambi8960
2 жыл бұрын
This epsode ndadzidza kuti kana uri murora haufanire kusarudza hama dzese dzide zvakafanana hapana chavakambosiyana
@clifemundure4173
2 жыл бұрын
Apa ba juju vaseta percy 🤣🤣🤣🤣🤣Mai juju maiti ndmai va ba juju ka Ida vabereki zvakafanana🤣🤣🤣🤣a lesson
@fadzaichihamba1073
2 жыл бұрын
Yeah vanhu vangu ❤️❤️❤️❤️❤️munondigonera especially Mai juju and baba juju Yah vabereki vese vakafanana ngatiregei kusarudza varoora
@lucymashinge
2 жыл бұрын
Baba namai Juju couple irikurira payou tube
@stelladeredzai7792
2 жыл бұрын
Mai vemukadzi namai vemurume skweyaaa musasiyanisa magona apa magtom
@rosemaseva4464
2 жыл бұрын
Mai Juju ndakunyarira nhasi, shame! Mai ndimai weduwee why is there suppose to be a difference, vabereki ngava treatwe zvakafanana. What a lesson! Hanzi vanodya zviripo, tingashandira dumbu here, pakaipa.
@thompsonkaseke1028
2 жыл бұрын
To me Magtom is always the best
@rasterman4597
2 жыл бұрын
Ndripoo ipapo much love 😍😍😍😍😍😍
@bybitkaseke3617
2 жыл бұрын
Yes magetsi
@precioussawada9482
2 жыл бұрын
Even me Ungati zvirikuitika zveshuwa Slowly but surely
@rudodzingai6332
2 жыл бұрын
Mai Juju vana mai vakafanana musavasiyanisa
@babamudiwa897
2 жыл бұрын
Amai Juju iyi ndiyi inonzi good size..
@shamisomakosa6459
2 жыл бұрын
Tirikudzidza zvakawanda nemagtom , bhora mberi wena 👌👏
Mai vemukadzi namai vemurume skweyaaa musasiyanisa magona apa Magtom
@rosemaseva4464
2 жыл бұрын
Chikafu chacho chomboita marii chinobva chanzi mari ngaiende kustand. Madzimai ngatibatei vana vamwene vedu zvakanaka weduwee, this is s huge topic, and thank you Magtom for addressing it.
Mai Ju sarai mubike manhuchu nemuto 🤣🤣🤣🤣🤣....Wi should spread love not only sometime but always, the yields of Love brings Joy in Every1.....
@alphamahachi1533
2 жыл бұрын
Sisi i new face bt vanogona wena infact munhuwese adambura. Mai juju vanogona kupererwa wena. Mamito vanogeza zvimwe ndezvimwe
@chidongwarai4017
2 жыл бұрын
Ba juju 💥💥🔥🔥
@tiathetherapist2641
2 жыл бұрын
Used to think munobhohwa but after watching a couple of videos haaa ndakaspakwa y’all are very funny handina video yandisingazive
@nomatterchinyerere9288
2 жыл бұрын
Zvaiwana ngwarati mai Juju makatanga kukakama riinhi hanzi vana mhamha va va vadii vapeika munhuchu iwoyo Magtom to world
@chillybiteproductions6585
2 жыл бұрын
Kkk this time Mai juju magadzirirwa size ndimi munonyanya kuwachisa bba juju kkk this is something to learn serious coz as women tinosarudza hama dzevarume
@tinashehofisi2777
2 жыл бұрын
A lesson to be learned
@mainyakudirwa5494
Жыл бұрын
Taurai zvenyu baba Juju hukama igasva hunozadziswa nekudya love you guys nedzidziso yenyu ❤❤❤❤❤🔥🔥🔥🔥🥰🥰🥰🥰🥰💛💛💛💛💛💛🔨🔨🔨🔨🔨🔨🙏🙏🙏🙏🙏
@gsmzone1709
2 жыл бұрын
Vatsvagirei ma tissue mai Juju pane zvirikuda kuitika
@pridemsindo9504
2 жыл бұрын
Baba juju wagona mboko vanozviitisa mudzimba umu you remind me of bonjis ati amai vafa mukadzi akati ndoda kurukwa totenga zvimachanx necabagge nematemba apa varimai vake vashaya
@mmuderedzwa09
2 жыл бұрын
Ah finishi😄
@julietgwatidzo2697
2 жыл бұрын
🔥🔥🔥Mai Juju hairstyle
@blesamblesam9535
2 жыл бұрын
Nhasi ndopandatanga kuona mai juju vachipererwa varoora ida vana vamwene veduwee batai mai zvakafanana
@nyariegannet1
2 жыл бұрын
Ba juju mugona kugadzira big size wena mai juju dzashamisika kuona nyakumubereka achipinda muden
@richardshabani7123
2 жыл бұрын
Pa reayaz bho here yamurikuita iyi mai juju ....hona marebero awakazoita mpaka wachinja warohwa nenjuga . usazodaro nxt time mai ndimai wayibata
@BrightTapiwa
2 жыл бұрын
I learn something thank u magtom haa mai juju vawachiswa na baba juju tarisiro ma1 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂
@cynthiandhlovu8205
2 жыл бұрын
It's a lesson shuwa
@benzomutso7518
2 жыл бұрын
Magtom media ndochibaba chenyuchi
@Letwina
2 жыл бұрын
Chibababa
@cynthiamuyambo1167
2 жыл бұрын
Am born again from 2day onwards. Ladies let's fear God. Mai Juju ndava nyarira. Kana tichizviita ngatiregedze nhasi chaiye
@alonsoalonso1058
2 жыл бұрын
Mai Juju moda kupa amwene mashazhari here
@blessingchokuda9186
2 жыл бұрын
Mai JuJu simuka zvko unobika manhuchi sema revere awaita
@chadderndofeni6426
2 жыл бұрын
Rambai makadaro mukoma Thompson zvinokudzwa
@samsonbengesu1610
2 жыл бұрын
Firstly we like, then coment, thanks MM
@gtrspeed1784
2 жыл бұрын
Big up baba juju anoda vana mama Vani vadye mashazhare kkk
@goodmanpomerai2024
2 жыл бұрын
Zvinhu zviya zvatanga heeeee it's nice to see you guys 🔥🔥🔥
@nollietkavu540
2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk madzimai madzidza zvakawanda Baba Juju you are the best
@penniaskatsvanga
2 жыл бұрын
Haaaa baba Juju mahwina apa ummmmmm boo hre amana kkkkkkkkkk,hanz mhamha na Sisi varikuuya
@hopetirivavi3406
2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣wagadzirigwa size mai Juju
@txtxrhntida2086
2 жыл бұрын
Good lesson mai juju chenga ose manhanga apana risina mhodzi
@jescamabhena5190
2 жыл бұрын
Kkkkkk mai Junior vaifunga kuti ndivamwene vari kuuya 😂😂😂😂.I am dead zvangu.
@patiencemawunga2967
2 жыл бұрын
Kkkkkkk sara mai juju ubike manhuchu nemuto kkkkk wapedzerwa na baba juju veduwe ngatidei ana vamwene vedu woda mwana waavo usingade vamwene vako sure
Пікірлер: 326