Vadei vabereki venyu ndevenyu mese Baba juju ramba wakadero pachimuti kusvika mai vadzoka
@darlingtonmachona2010
2 жыл бұрын
Jamuka Slimy, mai havadzingwi nemuroora pamba pangu. Muroora muuyi pamba kwete kupesanisa hama no no no
@dilq_unique6688
2 жыл бұрын
I'm big fun also 😂😂😂😂 wedzerai nguva pane iyi nguva yaita Shoma apa 🔥🔥🔥🔥🔥 nguva yaita Shoma
@ruthhozheri9377
2 жыл бұрын
Mai junior wakapinda busy iwe wakambozviita mungwaru .mubereki wese akakosha kwete kuda Divi rimwechete.
@netsaidambudzo4562
2 жыл бұрын
Slimie ramba wakaoma musoro vese vana mai vakakosha munhu ngaende kumba kwavo
@matthewmatibiri3337
2 жыл бұрын
Team Magtom Media,being as far away from home as l am,you make me feel like am home already with all your talented scripts,am your big fan and enjoy every bit of your educative contents,Keep the fire burning 🔥 ❤️🔥❤️🔥❤️🔥
@tinashechonyonda7042
2 жыл бұрын
Kkkkkkk baba juju you are seriously mai ngavadzoke vakadzi potai muchibva pamafoni
@NhamoMuyambo
Жыл бұрын
❤❤❤❤❤❤ my name is Nhamo Edimore I am grade 7 ndungutungu secondary School in Mozambique
@fungiemadamombe9187
2 жыл бұрын
Amai Juju ngavachinje maitiro shuwa muchato wotoparara nezvinhu zviri simple kudaro, thank u Magtom media nedziidziso
@kundaikamgombwe5548
2 жыл бұрын
Kkkkkkk varoora vasingadi ana amwene wavo muriko hre uko kkkkkkkk haaaa baba juju vakatonga nechitororo havasi kudzoka shure yaaa very true kana ma juju asina kudzoka na amai venhu ngagare ikoko kkkkkkkkk
@innocentmash6787
2 жыл бұрын
Baba juju all the way my brother kip teaching the whole universe
@rosemaseva4464
2 жыл бұрын
Sando dzenyu Magtom Media team, I love your educative content 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
@emilymushanya2077
2 жыл бұрын
Ndizvozvo baba juju musabatirwa mai venyu ne kunze kwemaoko mai juju vari rough
@beniastanaka1598
2 жыл бұрын
skiri rePortmore GAZA Tshirt yakaipa iyo💪💪💪⚡
@wrenchmaster6543
2 жыл бұрын
Slimmie wakanyanya 👏👏👏. This is a real life lesson
@blessedmhere4438
2 жыл бұрын
Wedone slimy waratidza hungwaru god gaide you all
@pastormvhvoices
2 жыл бұрын
Good Baba Juju ngavanotorwa mai venyu kwete kuona mai venyu kunge svina vake vachibhadharirwa neBroadband and phone aaaa kwete
Woow tnx guyz l was waiting ❤️❤️❤️much love for you Magtom
@nyashanyambodza6569
2 жыл бұрын
Well done guys,keep it up nedzidziso yechokwadi
@patrickmirirayi4025
2 жыл бұрын
Eazy waspaka kkk kudzinga mai Juju
@happymorebvunzawabaya69
2 жыл бұрын
Guys you are so good for us. Pamberinemi.
@MKP2016
2 жыл бұрын
Thank you magtom crew....Tiri kudzidza ....keep up
@goodmanpomerai2024
2 жыл бұрын
Guys l wishe l could do something for these guys whatever they do seems small for me they are really good l wonder who really makes their content
@ginahnyabvedzi1390
2 жыл бұрын
@@GladieShirie90 l think you are right just to support
@taps3135
2 жыл бұрын
That makes two of us . I am really interested
@dzambiakadon6331
2 жыл бұрын
Uri pomerai yekupi ham
@goodmanpomerai2024
2 жыл бұрын
@@dzambiakadon6331 From masvingo , Reno mine ,but now lm in bulawayo
@dzambiakadon6331
2 жыл бұрын
@@goodmanpomerai2024 me too I'm from masvingo my surname is pomerai ndichier moyo
@madubemats1413
2 жыл бұрын
Ndabata pekuti vanhu hamushanyirani makuseni seni unless pane nyaya svinu. Zvekuti ndanga mu areas early in the morning bodo. Ngatibatatisisei hama. Ndatenda.
Пікірлер: 223