Nyaya yagogo panenge pane ane $power who is behind this. Now kwava neyekwasekuru Masendeke futi saka kuita murombo yavamhosva here mu Zimbabwe, it seems vasina mari can easily be pushed off just like that. Whre is the law in our country. Councils are letting us down.
@tsungaidhliwayo968
3 жыл бұрын
1st pano... ummm sekuru avo vakaroya mzukuru but God will deliver him...
@donaldikomo4932
3 жыл бұрын
Saka Lawyer basa racho nderei mari akapiwa asi hapana chafamba, zvakare Kuchinja Zita zvinei iyi imba ichideedza Gogo nemurume wavo?
@nosisamtshali5572
3 жыл бұрын
Tete Tilder can you please fork out for a proper lawyer for this gogo the way you are doing with Gutu. I'm sure you spent much more from your foundation on Tapiwa and others more than you seem to do with this woman. Of what help is it to follow stories just to update yourself on makuwa?? Action please
@amaiyeukai2310
3 жыл бұрын
Vanhu vanoroya veduwee. Munhu anokuroya ihama yako, small house yemurume wako neshamwari yako. Vanhu ava vanokuzivisisa even usinganyatsovazive bho. Heaven is very far veduwee
@vhuranjero
3 жыл бұрын
Nyora panedzimwe dzinotema munhu akarara ashandisirwa mishonga hafe akazvinzwa nekuti huroi kozoita dzinochekwa uchiziya very sorry baba tsvagai rubatsiro zvinopera hakuna chisinga pere
@chigadzamambomahwana95
3 жыл бұрын
Mai Nkala should go with gogo and report that district housing officer to ZACC (Zimbabwe Anti Corruption Commission)...
@rose3938
Жыл бұрын
Ayende Kuna sekuru kanengo or Tatsvu
@nakay5326
3 жыл бұрын
Baba imi makatakuriswa hapana mhepo apa. Hakuna mumwe mubatsiri kunze kwaJehovha Mwari. Ipai hupenyu hwenyu kuna Jesu Kristu, akatodzima rugwaro urwu kare. Munogona kupedza nguva pasina muchitenderedzwa nevanhu vasingagoni kukubatsirayi
@witnesschoto2389
3 жыл бұрын
Kune vanozvigona izvi. Panemamwe matambudziko ekuti kana akugara unotoda vabatsiri. Zvaurikutaura ndezvemunhu asati ambosangana nedambudziko chairo
@patiencemutsambwa2465
3 жыл бұрын
Shaaame, zvinorwadza, saka pavakadzi vake 5 hapana waakabvunza here kuti munoonei pavanotiza
Пікірлер: 28