Mambo vatonga tinoona maturity Kuna mambo yakasha.Mambo uyu anonzwisisa magariro yevanhu nezvinoitika because of his maturity and humble.Achitonga anotonga Sababa kwete mambo zvatinoshuwira Kuti dai mamwe madzimambo vadzidzawo. Especially chief Nyamaropa from Madziwa Bindura.Murume anohunhu hwahwindi wekumbare iye arimambo.Anotukirira nezera revabereki vake.Munhu wese anonzi iwe hapana kana rukudzo.Ndazoona mutsauko yehumambo hwekupihwa ne political party because you're more active in politics in your family.Haufe wakava mambo chaiye ukawana hwumambo ne politics
@user-zv4tg6mm3b
7 ай бұрын
Please can you remove pahasha signal at center for us to have a clear picture?
@PahashaTv
7 ай бұрын
We have challenges on those stealing content and adding their logo we will definately work on that soon
@user-zv4tg6mm3b
7 ай бұрын
You can make it transparent
@fortula.tichwagoramuog8784
7 ай бұрын
They don't need to be told,shows how unprofessional they are!
@PahashaTv
7 ай бұрын
@@fortula.tichwagoramuog8784 with your.proffesionalism create your own content
@PahashaTv
7 ай бұрын
@@user-zv4tg6mm3b noted with thanks
@user-gz1br6xc6e
7 ай бұрын
Vanhukadzi makuda kutijairira nhumbu yacho inoitirei usina kuroorwa Ko bonde moitirei musina kuroorwa Mukutemba matare ekunzi heee akandibata chi chi shit dzevanhu
@makonidanies7851
6 ай бұрын
This man anogona kuzviendesa kujeri day light
@tmaktmak1464
7 ай бұрын
Chief vedu vechirudzi vakapenga😂 Nyaya ye kudhara iyoyo Inova itsva nhasi😂 iwe ndiwe library yezvawakaita👏🏽👏🏽
@user-gj8zn3gr2t
7 ай бұрын
The guy still loves his ex
@adrian.kmagombedze6800
7 ай бұрын
The big logo pamusoro peVideo ririkukanganisa picture big time
@PahashaTv
7 ай бұрын
Noted will sort it our sincere apologies on behalf of our production crew
@mukombe15
6 ай бұрын
Murume uyu akapihwa mukadzi nevabereki saka asinga gone kugara neharanga. DA to be, vanoda kugadziriswa, hapana kwaanoenda.
@user-gj8zn3gr2t
7 ай бұрын
He is not the type to marry
@stonemuk
7 ай бұрын
Logo yenyu haiiti here kuisa mukona uye e little less prominent.
@shingiraitrevormboto2105
6 ай бұрын
Unotukwa iwe. Kkkk!! Uchanzwa bhomba raunokandirwa ipapa bt wataura chinhu chakanaka zvako coz u r paying for it. Channels are not charity organisations.
@clivechigaba663
6 ай бұрын
Munouraya vana rest in peace 🙏
@mulnykays4386
6 ай бұрын
Chief vaburitsa nyaya pachena
@addie3809
7 ай бұрын
ZvimaLogo ndezveiko nhai. Kutsvaga cash here😂
@PahashaTv
7 ай бұрын
Point taken maboss tichagadzirisa
@PahashaTv
7 ай бұрын
Point taken maboss tichagadzirisa
@IsheGumbo-vb6dd
6 ай бұрын
Chandaona apa mkomana akotora advantage yekut msikana uyu hagoni kuramba
@cronwellmukodzo
7 ай бұрын
2013 aiva nemakore mangani musikana uyo nw 28 yrs saka aiva under ageka uyo
@IsheGumbo-vb6dd
6 ай бұрын
2013 she was 19 years by that time , but only problem is both of them failed to narret their story.
Zvakaoma hazvo vanhu ava vanokundikana kuculcuter makore avo
@user-tc9pb7gl4e
7 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅😅
@vivianmasamha9111
7 ай бұрын
Regai ka vana vacalculater makore acho
@wilbrodmadzura8456
7 ай бұрын
Astounding proceedings. Why are feminists silent on some of those capricious rulings and conclusions. Is there any statute of limitations? Parents can levy penalties for their daughter's misdeeds? When do females become accountable or do they remain perpetual minors? Daughters have become the go-to cash cows for unscrupulous male relatives.
@phillthedrill
7 ай бұрын
thats what i have been asking kuti why do we pay damage pamusikana? when both musikana and mukomana vaita musikadzwa, in my eyes the boy is being punished and the girl rewarded for the same crime they did together?
@chiyenyumba7135
7 ай бұрын
We men have to be honourable why violate a woman you don't want to be with????
Пікірлер: 41