Kana vanhu vachirwisana musamanikidze kuti vagarisane cz umwe wavo anogona kuzourayiwa machief dont force marriages pls everyday mukunzwa vanhu varikuurayana bt moda kufosa let this man be
@mikemagidi5365
6 ай бұрын
Very true...harizi zera reku manikidzwa
@MiriamChoga
24 күн бұрын
Mambo,magona wise words ,ngaapedze kuroora ouya negupuro
@user-eq6zh6uh4m
6 ай бұрын
Mambo is clever,ngaabhadhare pfuma ,haundodzingi mukadzi at that age oendepi
@jaisonchapata3723
5 ай бұрын
Mambo havana nyaya ava
@evermoredodzo4183
6 ай бұрын
Mambo vanhu ndavarambane ava vachazourayana
@lawrencetinacho7161
5 ай бұрын
Wise Chief
@mabasamushandi6536
6 ай бұрын
Mambo nevadare do not force this guy.Haachada mukadzi.Gupuro rinopihwa pamberi paMambo ndizvo chaizvo asi Mambo vaharikurudzire. Hazvibetsere kumumanikidza
@fadzaidickson58
6 ай бұрын
This is a toxic relationship please don't force people to be together please chief
Vanhu havachadanana ava.let them be.ngaaripe vasiyane.izvi zvakona.
@senzeniganyani9461
6 ай бұрын
Yaaa maipedza smart
@BillyEagle1968
6 ай бұрын
Mambo varatidza kuti ndimambo zve chokwadi. This man is ready to marry another lady so he must settle what he owes the in laws and they share the property and each one will go separate way in peace.
@lucillemukunyadzi6914
6 ай бұрын
Good chief with wisdom.
@GladysRumbidzo
6 ай бұрын
Ndiani aonawo mudare ada kuedza kumanikidza kuti mai vari positive nekuziva nhema😅
@nyaraichisuko807
6 ай бұрын
Counseling done chero maresults akanaka zvinongonzi Counseling done they Counsel you first before the results
@mikemagidi5365
6 ай бұрын
Mrume uyo aita lucky kuti haasi kudare raBushu...zvake zvema funnys izvo ayzobuda atengeswa mombe....hes being a smart ass kufadza terrece
@ephraimmutsika4168
6 ай бұрын
Zvaramba zverudo❤
@fadzaidickson58
6 ай бұрын
True
@ssam1430
6 ай бұрын
Problem iriapa kusadzidza, both hiv negative yet almost 6 years no bedroom exercises 😢 what a waste of their own time, magaranzou apa marasika uou will reap the bitterness you are sowing right now
@kumbiraicliffchinodya4661
6 ай бұрын
Nyaya ngaitongwe zvakanaka kwete kumanikidza vanhu ,ndovatanga kurambana here
@Mka4315
5 ай бұрын
Mambo vagona ❤
@user-lg6ff8th8b
5 ай бұрын
Ngabvise pfuma first mombe 6 mbiri Kwa mambo plus ma cost 300us
@sifundilemhlanga1755
6 ай бұрын
this is not fair for the man and,the women does not displine her children,the chis os just hard he does not listen to the man's requests
A leader and person tasked with delivery of justice going off tangent.Zvekunyora Cambridge zvine relevance yei kunyaya irikutongwa.Ndopaunoona kuti matare Aya anemipengo zvawo.These kangaroo courts!!!! Rubbish chaiyo!
@florencemahore-fq9wj
6 ай бұрын
Maziso angu akuda magirazi handioni mushe ndoona sekuti mai vakura pana baba
@abigailpetro5955
6 ай бұрын
Anogona achembedzwa nemarriage chaiyo baba avo type inochembedza
@user-wd9ss6mz4t
6 ай бұрын
Kk
@afronews7034
6 ай бұрын
Karume akakatsambarafuta chaikogogo avo run with with yolife
@noelkashaya4320
6 ай бұрын
Kana rudo rwapera vana Mambo woye tongai zvimwe kwete kumanikidza kuti garai mese
@tafadzwamazivanhanga555
5 ай бұрын
Murume haachade saka dnt force
@lucillemukunyadzi6914
6 ай бұрын
Its true love hapachina.
@fambailangtonshasha1661
6 ай бұрын
Mambo murume uyu anoshora dare, nyaya yaapomherwa haasikuipindura.
@user-xd4ql7rw3w
6 ай бұрын
Ayewazve mambo kana munhu asisade munhu musamumanikidze plz
@tiyamati
6 ай бұрын
Baba avo vanenge Mupositori avo igweta chairo
@pelagiamuguti8693
6 ай бұрын
Sekuru magirazi nagogo all lovey dovey kumashure uko.
@percytshuma7551
6 ай бұрын
Matonga apa mambo magonesa ndiko kutonga nyaya uku
@samuelrinomhota2692
6 ай бұрын
Haaa shamu iripo hanty ndimi mukutuma kuti itai
@edwinmhini430
6 ай бұрын
My male counterpart has no tangible reason to divorce his wife, even his conduct did not respect the chief, he deserves a tough judgement.
@user-vh8bc4rc3n
6 ай бұрын
Mambo humhandara chii?matadza kutonga murikurerekera side 1, rekumukadzi chete this is injustice
@ethelsawadye4023
5 ай бұрын
Munhu anotya kufa plus murimi wefodya anoshaya key yekukiya door 😂😂😂😂
@DeekayDeky-bh2om
6 ай бұрын
Uyo murume dai angoroora waanoda ogara zvake coz chaari ku tsvaga I peace asi asinga zive kuti ano gona kuroorwa tosangana ne same muyedzo again plus vanhu vanofunga kuti vakarambwa vese vaida here
Haaaaa apo manyepa makope vanoshungurudzana ava musati murume ega udzai mbuya iyo iite semunhu akaroorwa
@ethelsawadye4023
5 ай бұрын
😂😂😂😂 baba ava vanonyepa pane munhu angauye kuzotora pant iri kurukova vachitadza kutora dziri mumba here asi manga mune pant 2 nhai baba imi 😂😂😂😂😂
@PahashaTv
5 ай бұрын
Part2 coming soon
@Bvaru-vz6sf
6 ай бұрын
Momumanikidzireiko nhaimi vanhu imi saka momubvunxirei .Iwe wanyepa iwe madzimambo ndo anotenderwa kugura muchato usada kubatira murume uyo .Kuda kumupa mhosva yei apa iweeee wakutibhowa
@brightonmatinyadza4187
5 ай бұрын
😂😂😂😂Bonde
@Bvaru-vz6sf
6 ай бұрын
Saka mambo moti iye mkadxi pa 6years haasikuwana bonde ere .Pamwe varikuhura .iro bonde romboda kuxosvitsana kumatare ere why achida kuxobvuma ava kudare asi kumba kwake achiramba .Izvo udzai mkadxi uyo anoramba nebonde
@RegisChigaramasimbe-qv6lo
5 ай бұрын
Murume anodherera
@tiyamati
6 ай бұрын
Aaah you can’t force people to stay married. Hapana chino buda apa
@evermoredodzo4183
6 ай бұрын
Imba yadai zvonetsa
@mari0rusere981
6 ай бұрын
mambo offside
@sibongilechipendo8331
6 ай бұрын
Sando dzenyu mambo wangu
@ethelsawadye4023
5 ай бұрын
5 yrs musina bonde nhai bamunini muri kudya bota kupi coz munhu wemurume hagone kugara nguva yakareba kudaro asina kudya bota
@user-pr4zc3xp7q
3 ай бұрын
Ava baba ava ummmm skuru haa
@truthnation4292
6 ай бұрын
kana vanhu vachirovana haaa ngavasiyane unless muchifarira kuenda kuma finaz
@florencemahore-fq9wj
6 ай бұрын
Gegegegege
@SamuelChapata-xd6nh
6 ай бұрын
Amai ava ihure chairo anotove nechikomba anxaa.
@samuelrinomhota2692
6 ай бұрын
After every Test anoudzwa kunzi vakachena rambai makadaro murikugona kuchengeta hutano
@liberty.tmukumba6141
6 ай бұрын
Imbotarisaiwo matongerwo anoitwa nyaya namambo chigodora ahhh zvotonakidza kuterere n follow not zvirikuitwa izvi kkkkkk secondly baba ava is childsh kkkk thirdly mutongi anenge asina kana kutombonzwawo nyaya yaari kutonga uyu kkkk then lastly mambo tsvagai vanhu vane ka vibe like vana Gucci nana ma girazi 😂😂😂
Ko dare rinomanikidza kuti vanhu vagare vese here ivo vasingadanane
@Chamu73
6 ай бұрын
Maybe I didn't understand but murume ari hiv positive according to the latest results but dare dare encouraged murume kuti adzokerane uye kurara nemukadzi ari his negative??????
@dominicdeka7771
6 ай бұрын
Mukadzi aka abuser murume futi mabo amai avo vakaita infringe the right for that man nekumu nyima bonde for 5 yeara.
@BillyEagle1968
6 ай бұрын
Mambo
@florencemahore-fq9wj
6 ай бұрын
Mai avo itsotsi chairo
@emmanuellwendys-nk6xx
6 ай бұрын
Uuuum ndokutonga kwachoso shame
@Bvaru-vz6sf
6 ай бұрын
Sungunuka mkomana kutaura zvako iwe .iye mkadxi uyu hassikushandisa murume uyu ere achimunyima bonde
@fambailangtonshasha1661
6 ай бұрын
Dare iri rinonyanya kudonongora nyaya iyo iri pachena. Zvekuverenga matests is unnecessary . Vanhu havarambani nematests ayo.Musataura zvisina basa nenyaya yenyu.
@user-jk5ls4qz8f
6 ай бұрын
Mambo uyu anotonga nedemo
@kundaimiedzok
6 ай бұрын
Saka baba awa wanotengesa fodya asi wawane bhurugwa hwani?? Saka parakatorwa bhurugwe ro waitofamba wakalembedza tsvimbo?😢
@FaithKamutsungira
6 ай бұрын
Kkkkkkk akalembedza
@florencemahore-fq9wj
6 ай бұрын
Bonde bonde bonde bonde haaaa ranetsa bonde
@user-nk9gq9xg6f
6 ай бұрын
Mmmm marriage dhololo
@florencemahore-fq9wj
6 ай бұрын
Musamanikidzq vanhu imi kana munhu asingasade haachade
@TatendaMukundwa
6 ай бұрын
Tumambo utu tori buyersed tunotaura zvese zvese y kumanikidza munhu
@daviendlovu4070
6 ай бұрын
Hapana rudo regai vanhu varambane Vakarambana kudhara pa 5years
@tendaigawe2992
6 ай бұрын
Kamurume ketsambarapfuta kane nharo kakaoma musoro
@user-vh8bc4rc3n
6 ай бұрын
Asati apuhwa chipfeko chemukati saka achachiwanepi
@emmiesmit1241
6 ай бұрын
Whether negative or positive of HIV counseling is done. You will be educated on how to maintain whatever status you have. Mupostori veduwee ka 😂😂😂
@richardgavaza3569
6 ай бұрын
Uuuum murume uyu haana kana secret he can't even protect the mother of his children its a pity i feel for this woman
Mmmmmmm Mambo avo va bhaiza varikutonga munhu kwete nyaya, mambo ava vanzwa here panzi amai ava vakati kumurume uyu wapera hausi murume zvairevei? Ngavarege kumanikidzira vanhu kugarisana ivo vasisisa danane, Kana Bible rinotendera kusiyana kwevaviri kana mukadzi anepamuromo. Nyika yagara inodzvinyirira varume 5years pasina bonde zvinobuda here akavingeyi mukadzi uyu?
@veronicagwazvo305
6 ай бұрын
Mamb0 vatonga fevha apo
@moseskapfudzaruwa6194
6 ай бұрын
This man is very rud he must pay robola on top of abusing his family and also he dont have respect to the cheaf
@user-sl8uo9wy2h
6 ай бұрын
Muchazodzana chirwere makura , baba vati handigoni kugara ndisingaiti bonde.imi amai for 6 years murikurarama neyi .apa pane chikomba chete.
@TheChekas
6 ай бұрын
Mupositori averenga clinic report hapana kana zvozikanwa.
@rachaelmuza2985
6 ай бұрын
Kkkkkkkkk hapana sure
@dominicdeka7771
6 ай бұрын
Mupositori akatsva hapana chinozikanwa haatozive kuti counceling inoitwa nyangwe usati watestwa for record purpose even uchipiwha ma results unopiwha counciling futi, mapositori kunyepera kuziva pasina zvinozikanwa, chero vakamusupporte mukadzi itsotsi uyu ina akanoudza muzukuru kuti haachadi wani murume wavo anotamba nevasikana vane aids hameno pamwe akavatesta. Mukadzi uyu kwakuita kwemunhu asangana ne reality.
@afronews7034
6 ай бұрын
Kababa akandokakauya ne aids😅😅😅
@kundaimiedzok
6 ай бұрын
Mambo is really right though , this man looks and sounds very abusive, silly and childish!!! Woman looks so depressed and fed up too❤
@VictorKambeni
6 ай бұрын
Iwe mambo why uchitonga nedemo kudai iwe usatonge nyaya wakabhema mbanje please
@TakesureVenge-hz3zy
6 ай бұрын
Your courts are pro women. Kudzvanyirira varume. I cannot say its safe to stay in mashonaland east and central if you are male.
@veronicagwazvo305
6 ай бұрын
Ko why musina kutarisa baba kuti mai vari kutuma vana kurova baba
Пікірлер: 109