Uuuuum netsayi aka truster frnd yake but guys don't trust frnds zezvakaita netsayi usatuma frnd kuno seducer muface wako kana murume wako .......lean from netsayi and Vhovo plizy.......I luv this dram keep going i luv yu guys .
@tanakamasiya7886
3 жыл бұрын
Kkkk Ozemwa shona makaidzidzepiko. Munogona imi can't wait to see Engagement ring part 7
@kudzaitichinani5841
3 жыл бұрын
Jatie it will end in tears varongerwa dende shamwari
@dorothymapfumo779
3 жыл бұрын
Ozemwa kuvanhu !!!! I like ur Shona hangu
@bridgetgweshe2905
3 жыл бұрын
Vhovho ndaona why usinganzwanane nehama dzako ahuna kuvimbika🤣.Tiridha mari waida zvakaipa mese naTedias ndazviona the founder of this makafuza mdhara wenyu Ozemwa🤣.Mother in law Dhafu magonesa.We wish ana amwene vese kuti vaite pfungwa dzenyu nyika inovakika zvakanaka💋👌❤❤❤.Jatiwero na Senzeni murikuitwa gona anagona wake murikutamba vamwe musingazive kuti murikutambwa yakakura🤣🤣🤣.Thanx Naiza thts y I love u.I learnt a lot from you.Keep up the good work and God bless you❤❤❤
@christinaarufandika2510
3 жыл бұрын
Tedious anotengesa kana mudzimai wake chaiye kkkkkkk nekuda kwenzara
@tariromukazi1812
3 жыл бұрын
Chokwadi vana vembwa havasvinure zuva rimwe chte kkkkkk mapanzwa her apa team NB
@tatendamachache6022
3 жыл бұрын
Ozemwa your Shona is lit🔥🔥
@memorymadyegasva1725
3 жыл бұрын
Tete Tildah inga mabata basa...mmm im cing tears ba Roora Day...Jati atshasaangana nehama thn the truth wil cme out kuti those are not Vovos real realtives thn Jati wil want to go back to Netsai, thn atsharamba thn Jati as usuall wil cry kkk
@khumbulanimvelase1227
3 жыл бұрын
Netsai wakanaka usina make-up,today you are looking very beautiful
@honeyhoney8400
3 жыл бұрын
How I wish to see Dhafu being interviewed nemuri yake🤓
@trixadonai8082
3 жыл бұрын
But the way zimbabaeans are... anoswera avakutukwa its good to keep your life private.. the less pple know the less they talk kak
@honeyhoney8400
3 жыл бұрын
True zvawataura but kungomuwona the real her asinga actor ndozvatirikuda chete
@greshiey-fay7641
3 жыл бұрын
Ngavamboenda live
@lovenesschirara3317
3 жыл бұрын
Ozemwa wafurirwa nevana kuita hutsotsi here chokwadi
@prospergomzy2345
3 жыл бұрын
Kunyangwe dai ndiriini ndaiidya pfuma iyoyo
@mandlandaba4775
3 жыл бұрын
Kkkk vanhukadzi vari kuti dhafu bhoraa⚽⚽ ndiri kukuona hangu. It will end in tears 🤣🤣🤣🤣
NB welldone guys ...just pray kuti musazoite zvanaBoss kedha n bhutisi or zvepengaudzoke or etc please. zvekuzospliter team
@priscillahchirenda5394
3 жыл бұрын
guys surprise us before year end nekutipa more episodes plz musanonoke dakudya Christmas nyaya ye engagement yapera
@noreenharawaartistfoundero2842
3 жыл бұрын
Ozemwa said “Musatye zwenyu Mukanya” to his son. Thought the boyfriend of her friend is also a “Mukanya”? How are they going to get married being of the same mutupo? I guess we will find out.
@fmatsveru
3 жыл бұрын
Great analysis there Noreen!!
@LindaLee3058
3 жыл бұрын
Jatiwero ihama ya Ozemwa hapana zvinobuda apa kkkk
@rumbidzomuchemwa6791
2 жыл бұрын
Ozemwa hana ku kana musoro. Muudzei akamemusoro😆😆😆😆😆😆
@tinotendatimosi5875
3 жыл бұрын
if this was a gospel song i tell u it wld drag us closer to GOD
@simbarasheadmiremunyimi4142
3 жыл бұрын
N B mnondigonera, asi sekuona kwangu at the end Jatiwero achachema muchemero wake uya kkkkk
@nyashajay85
3 жыл бұрын
Mukanya vanopona nezvekuba🤣🤣🤣🤣🤣
@rukudzomakamure8470
2 жыл бұрын
Vamwene ava vakanakisa,more love to dhafu.Hakuns kudiwa kunodarika uku veduwee
@moleenmutetwa9770
3 жыл бұрын
Vhovho Mwari ave newe 🤣🤣🤣🤣🤣
@muzambafuture
3 жыл бұрын
Naiza Boom you never disappoint. Munondi gonera team rangu handidi nemi rambai makatsikirira. Much love ❤
u guys u not actors u have hollywood in your dna ..its unbelievable i to say i love your content i will be lying infact m in dead love with it keep up the good works in a lil while i shall return with some steak
Пікірлер: 470