Ibvapo Nyamakanga hapana chokwadi chaunotaura iwe .Vaurikuti vafundisi ndevapi.Hapana mufundisi kana 1 pavanhu wavataura .Humwari hupi huna Zigo.Saka uri mu same class nana Zigo so hausi mufundisi.Joki ijoki uye gava igava .Problm yaunayo ndeyekuti hautozive vanhu vaMwari uye hauzive magwaro. Vanoparidza nhema vese makava ngava expozwe ,vachataurwa kusvika zvanaka.Gumbuka zvako nokuti uri rimwe remakava.
@EverestSimau
14 сағат бұрын
Newe
@tafadzwakasere402
13 сағат бұрын
Vhurayi magwaro kule kwete kungo kurutsa
@justinemakusha2154
12 сағат бұрын
Apostle Chiwenga's argument is based on doctrine. As much as there is an element of pride in Chiwenga, he disqualifies Pastors through scriptures and doctrine. Apostle T.F Chiwenga has exposed a lot of fake pastors and ministries.
Guys hamunyatsoterera chiwenga. We hate him caz anotaura chokwadi chinorwadza. Even tikazviramba bt chokwadi chacho chobata pamoyo
@Makarurama418
13 сағат бұрын
Akadxoka Nyamakanga.Hamuna gwaro keep quiet.Kumboti Bishop zvinorevei read your bible
@EverestSimau
14 сағат бұрын
Farai iguzubheri, rova nyamakanga ,kanoreva nhma kaya
@RobertMkungulushi-r9m
14 сағат бұрын
Vakarovera Jesu vachivhura magwaro vana Saul, zivayi zvenyu namwari wenyu zvamuri kuita kutori kutadzira Mwari futi😂😂😂😂
@EverestSimau
14 сағат бұрын
Urimambo nyamakanga rova ,farai idako kanofunga kuti ndimwari , imbavha iya chiwenga mbavha real from devil,
@cnmaths24
10 сағат бұрын
Takukumamisai manje
@ThulaniChingoda-o9u
16 сағат бұрын
Maita basa mwaita zvikomo zvapanana mhute. Ndichazofara chaizvo kana imi naTalent Chiwenga maenda kundopiwa zivo nabrother Joshua Maponga.
@kundaimutangadura4779
9 сағат бұрын
Mmm I used to respect this man but mmmmm Hakuna zvakadai mmmmmmm My God 😮😢😢😢😢Asi Muparinga avatenga 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢I’m unfollowing him now. Ko inga makambotuka Chaplin apihwa mota who attacked you Sir😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@Invinci289
17 сағат бұрын
You're just the same, mese muri makava. You made church as a business in Zimbabwe and you also lied in 2023 that change is coming with Nelson Chamisa a pure lie. Who's a true man of God because mese muri ma motivational speaker.
is it true Gambabwe only gave you $34 the last time they was a fundraiser? I gave him at least $125
@genaldkoshiwainyabonde-nz4li
4 сағат бұрын
Fasto chiwenga igava, what kind of a man who attack his grade 1 teacher because he is now a lecturer at university. Before Jesus Revelation chiwenga aienda ku Zaoga. Benzi remunhu wapedza wakutuka baba Guti.
@OnismoKadzungwa
16 сағат бұрын
Talent uri benzi remunhu nyarara
@3CERTIFIED.
15 сағат бұрын
Muriku svenga
@Michaelmushamba274
16 сағат бұрын
You're the same munongotukana mose kunyepa
@bennyrekayichimhini3475
15 сағат бұрын
Iyo language yekuudzavamwe kuti makava Jesu akachikusvikira urikutaura kudaro unga mutevera here kunoredza vanhu kkkkkk. Kuzvikudza kwacho kune hudofo hukuru. Akanzi huya ndi Muvhangeri Marufu akatya. I repeat go if you are the only man of God on the land. takakumirira. Ndopanonopararira satanism yako ipapo urutonyumwa
Пікірлер: 29