I once saw a vid Nyangatayani ariku Mozambique akarumwa nenyoka live but I'm hepy hez alive
@mesiMutepfa
4 күн бұрын
Mukoma Robert torai mhuri yekwa majumu iya pane mwana komana anonzi John arikunzi anokwira pa tower light plz.ndaoana mai vacho vachitaura na Elizabeth
@memorychirikure3470
2 күн бұрын
Chokwadi mai vatambura nemwana ivava
@OsleyKasongo
3 күн бұрын
Sekuru avo maone 🔥🔥❤️❤️ pamberi nebasa
@samkelisonkube2110
4 күн бұрын
I was waiting part 2 thanks sly
@washingtonsandi4404
3 күн бұрын
Ndi mkoma Robert not Sly
@samkelisonkube2110
3 күн бұрын
@@washingtonsandi4404 ok
@pardingtonnyakunu2598
3 күн бұрын
The best sekuru Nyangatayani
@bennymapfumo2986
4 күн бұрын
dzakadai dzoda Nyangatayani niye anoðzigona
@TendaiTivaringe
Күн бұрын
Eshii takasara sure ndevepi sekuru ava kutotanga kuvawona nhasi
@julijoymasiyemvuramasiyemv7591
3 күн бұрын
Mukoma wedu rudo hre munarwo kuti tipone sevana vezim chichemo chedu tikumbirireivo kunana sekuru pamabhadharisiro avo ayitevo zviri nani hii ini kubva ndichikura ndaiziva kuti kugadzirwa kwemisha ne zvikwambo mombe imwe kna kt $400 zviri nani chose saka tokumbiravonsevazukuru vatinzwisisevo
Uyo muti mukuru zvekurevesa hapana anosara aine dambudziko kana mubvunzo. Lola lola zvavo basa richirohwa
@OswellChipuramhura
4 күн бұрын
Mutare zvayo yakarema panhau dzehurombwa
@JamesMandizvidza-yw8cm
4 күн бұрын
Mutare nehonde iwe 😂😂
@washingtonsandi4404
3 күн бұрын
😂😂 kungoita tumiti soo vanhu vakutoita huroi
@makomborerotanhara
4 күн бұрын
Huroyi hune zera. Hu N'ANGA hune zera futi ka zvichienderana nesimba re Mudzimu weDzinza rako
@bothwellzemba5979
3 күн бұрын
Asekuru to the world
@rambochauke710
4 күн бұрын
Mutimukuru waiting ❤❤❤party 2
@TambuNechiwowe
4 күн бұрын
Ko nhasi kamdara kakatogara kunge jaya musi uya kaitaura kakavata nekuzembera chair
@Tatenda-g7d
4 күн бұрын
Kkk nhai zvako
@MaryManyunga
4 күн бұрын
Katsotsi akakakangwarisa hanzi hausi sekuru wangu
@justicemunyoro5408
2 күн бұрын
Kanovhura hombe 😂
@washingtonsandi4404
3 күн бұрын
Yaaaa apa pakaipa 😮
@OswellChipuramhura
4 күн бұрын
Ko mdhara Mpostori haana kumboyenda kwaMkotsanjera herr
@MaryManyunga
4 күн бұрын
Akaenda pakazotorwa zvikwambo mutoilet tombodziteedza weduwe but tadzidza wo
@titosziwewe8207
4 күн бұрын
Haana kumboenda
@titosziwewe8207
4 күн бұрын
@@MaryManyungakuya kunonzi kwaDuri hondevalley
@OswellChipuramhura
4 күн бұрын
@@MaryManyunga uyu handiye wezvikwambo muToilet
@OswellChipuramhura
4 күн бұрын
Zvedi uyu handiye weChiMalawi
@OswellChipuramhura
4 күн бұрын
Baba vaneGuta chairo vana vapenyu vangani
@OswellChipuramhura
4 күн бұрын
Zvedi ndazoona muchinda aneT shirt yeRed uyo akamborovera joseph idi Mkotsanjera akambouya pamusha apa
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
3 күн бұрын
Chibaba wanguda
@vhuranjero
4 күн бұрын
Sekuru nyangatayani muti munyoro wakapfava kudarika wakaoma asi ukanga kubvira haudzimike ende unoyedzisa kunze uchingobvira sekuru ndinokufarirai zvrkuti hei
@KelvinMomberume
2 күн бұрын
Mirayikudaro hurobwa hwazara kwese 🎉🎉🎉🎉😢😢😅😊😊
@TambuNechiwowe
4 күн бұрын
Tiripo tiri kuzviona hedu, at least zvaitwa kamdara kasati kafa ako.
@LindaMuzenda
4 күн бұрын
Haana kumbokoniwa asi wakaitavo zvaakagona basa guru ndoraakaita vakuuya vakungopedzisa plus panenge paidiwa futi Mari but zvese izvo vangaita mumusha umo makanzi mune ngozi dzinoda kuripwa
@rambochauke710
4 күн бұрын
Kuenda ku Tunisia nendege yehuroyi
@stellamashandudze516
3 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@stellamashandudze516
3 күн бұрын
😂😂😂😂zvakaoma shuwa😂😂😂
@AngelineBepe
4 күн бұрын
Iiii mbona bho here
@MilandaFilimon
4 күн бұрын
Kkkkkk handisi muzukuru
@EverestSimau
4 күн бұрын
Kkkkkkk
@phylliskhumalo-lp8mk
4 күн бұрын
Watching
@EnockNyamandi
4 күн бұрын
Kkkkkk
@AngelineBepe
4 күн бұрын
Ummm zvakaom
@samkelisonkube2110
4 күн бұрын
Party 3
@DerekMutero
4 күн бұрын
Mudhara anga akaroora varoyi voga
@TheresaMaps
4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😊
@MakanakaMukanya
4 күн бұрын
Mukanya munogona zvenyu
@ManyaraSalanje
4 күн бұрын
Asi chii chakadaro
@zimsarunners
4 күн бұрын
Kkkkk hapanazvechokwadiap
@nyaraichizuzu8303
4 күн бұрын
Enda unodzidzira kunyora 1st
@rambochauke710
4 күн бұрын
Sodio many
@TafadzwaMoyo-cw3gx
4 күн бұрын
Muturikiri anogona uyongapiwe mari yakawanda
@tanyamubaiwa1530
4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@albertkidah5013
4 күн бұрын
Enyeba uko. That is chemical reaction
@titosziwewe8207
4 күн бұрын
Kkkkkkkk
@EverestSimau
4 күн бұрын
No science there muti straight
@nomsanyika151
4 күн бұрын
Usatambe naNyangatayani
@RafaelCollazoJR
4 күн бұрын
Kana iri chemical reaction mikombe yese yadii kubuda hutsi.Usatambe naKule Nyangatani
@Chinogiya
4 күн бұрын
Chemical reaction inobata pamunhu one here Haaaa dzimwewo nharo kungoita.
Пікірлер: 91