Haaa guys ndazoona natural beauty pana BLACKIE , no additives #100% real . But dhafu wakakanganisa dhimba ku executa mission apa plastic rawanikwa boe er
Manje pamakundibhaizira pakubvisa jatwero na jedza
@gracematsika7304
2 жыл бұрын
Welldone black kikikiko dhimba haite uyu anowanza wooow dhimba Aaaayaas Welldone guys dhafu hana secret yowee goood one guys pamberi ne basa watching from UK London munogona♥
Ndine ka trophy ke best comedian ka ndinako kane zita raDhafu, anowanikwa kupi ndimusvitse
@fadzyification
3 жыл бұрын
Bhurugwa iri haazezi kuribvisa 🤣🤣🤣
@methiliamharadze8924
3 жыл бұрын
Kkkk
@childofgod4523
3 жыл бұрын
Dhafu soo kaa mwari ava newe kubva wafumura munhu kudaro😀😀😀😀😀😀😀
@faraimagande5404
3 жыл бұрын
Dai zvaibvira Blackie ndaikuita simbi yangu ndogara ndichizvitaura hangu kuti wakanaka shamari zvese bhoo...dhafu kubvira muchizvarwa changu you have been my best unogonesaaaa
@georgezamani2772
2 жыл бұрын
My name is Tinevimbonashe good movie
@glendanamataifelo5601
3 жыл бұрын
Dhafu my favorite
@gracematsika7304
2 жыл бұрын
Asi dhafu ka haaa akaoma chete Well done guys pamberi ne basa watching from UK please can youdo more in 20.22 🙏
@paulagladys8805
3 жыл бұрын
Naiza to the fullest hahahahahahah such a landlord 🤣🤣🤣🤣
@sindisomoyo6026
3 жыл бұрын
Ayi landlord spilling the tea😂😂😂
@LeratoChimwayange-qg3up
8 ай бұрын
The beans
@aysharmaponga9128
3 жыл бұрын
How do you guys manage to do this without laughing 😂😂😂😂😂
@jonathanmangemba5356
3 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@mugadzatawanda7244
3 жыл бұрын
nhai dhafu veduweeeee kkkkkkkk
@shamainetimarizeni5429
3 жыл бұрын
ndafaaa 🤣😂🤣😂🤭. nhaimi nhaimi😅😅😅 Dhafu is legendary... 🤗
@chiefchiwara9408
2 жыл бұрын
I like dhafu with the words aunhari wakhaita sei iwe we
Kkkkk ndirikuona pamberi Apo muchiridza ngoma 🤣🤣🤣🤣
@dorothynyashakazema3821
3 жыл бұрын
team blackkkkkkk.....kaskiri ako kanoitwa nemababe manje...... izvo manje Dhimba zvekuviga maplastic pasi pemubed anenge achimboshandisiirwa ani.lol
@marthakuvamudiki1824
3 жыл бұрын
Kkkk ndanga ndiri bzy kutsvaga comment uakadai real ko anenge achima shandisira ani sure
@dorothynyashakazema3821
3 жыл бұрын
@@marthakuvamudiki1824 apa ihwani ko mamwe aripi vakomana vacho ava
@marthakuvamudiki1824
3 жыл бұрын
@@dorothynyashakazema3821 kkkk ini zvinondishamisawo sure apa unenge watanga kupinda mumba make dat day oona ane macondom already anombo shandisirwa nani sure kuti asvike pa1 ipapo mira ndicheke kuratidza hausitori sure kuti uchinawo her or kkkkkkk pakaipa wena
@linahchiwambo9836
3 жыл бұрын
Dhimba hauite manje landlord vakupedzera🤣🤣, uri player apa kutoda kutotsonya yekedero🤭 sorry hako Blacky.
Пікірлер: 667