Madzimai ava vekuti ngatinamatei ndivo vane yese mapostori varikuromba kuti vaporofite Imi ve slymedia sei musirikuendesa vanhu varikubirwa vana kwasekuru bunzamukombe or tasvu chokwadi.chinoiswa pachena muchaoera kuurayirwa vana since vasikubatwa problem zvicharamba zvichiitika it's spiritual
@tsitsimutombo2216
Жыл бұрын
@@beautysbongilesawana8776Iyi idrewmas media maybe dai anga ari sly anga dai akaendesa kunana sekuru vedu avo
@antoniodomingo7433
Жыл бұрын
Mwana. Akabiwa namai ivavo vaiti ngatinamatei vachiitira kuti vanhu vanhu vavo vawnde nemwana plus kukupai wrong direction kuti mwana musambomuwana
Yes ipapo ichokwadi, ini ndikatorerwa wangu church inovharwa or else panofiwa then police yosunga ini nekuda kwekurwira mwana wangu, haisi mbeva ka munhu
@plaxedesmudyanadzo9314
Жыл бұрын
Mapostori dzosai mwana imi
@PatienceNatieRushwaya-xl7wx
Жыл бұрын
Munhu akafurira Mai king kuenda kuchurch kwavavarambidzwa nemurume ndiye akaba mwana .the culprit is among the church members .zvazvakatorongwa ndosaka Mai vakaita kupfurirwa kuita kwavavarambidzwa that person anoziva akavanyengera ngavamutaure .ndiye akatuma munhu kuenda kwaitamba vana akadeedza mwana chiwonder .mwana akatonzi huya utore ma sweets akatoenda vamwe vakarivara ndosaka pakaonekwa makumbo .vanhu ngavarohwe vataura muchurch umu
@Faith-vc4vc
Жыл бұрын
Kumirira 7days kuti vazotsvaga mwana ane 2yrs like really??? Mapurisa aya ndovane mwana PERIOD!!!
@ChristinaGwehama-vq2ub
Жыл бұрын
Taura hako
@tektekchihera8466
Жыл бұрын
Sakavoregedza kutsvaga nekuti mapurisa akateera ku church kuzotora mwanaka
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
Жыл бұрын
Police haishande apa zvoda sekuru kanengo natasvu or propfert kudakwashe Jose , or propfert miracle pool
Mandlovu special mntanami perfect Ndebele keep up ❤
@madamboss7216
Жыл бұрын
Saka kna muchinamata nemweya saka mweya wacho urikutii
@missipamunikwa9541
Жыл бұрын
Why can't parents of the missing kids engage police the law enforcement agencies. These are criminal cases which needs enforcement agencies PERIOD!!
@roymuza9567
Жыл бұрын
But the police were informed
@brendaziyenge207
Жыл бұрын
Police yeku Zim dzangova uniform hapana zviripo senyaya yekutanga vakatotanga vano reportr kupolice but police yakauya but hapana zvavakaita so vanhu vogara hr vakangomirira kuti police ichaita action,munotanga manyatso terera nyaya hr or munongo mhanya kuisa macomments
@veronicamapurisa7492
Жыл бұрын
Shem i hope anowsnikwa, pamasowe ipapo havasi vese vanouya kuzonamata
@rachelarnold6139
Жыл бұрын
True
@geraldsibanda3931
Жыл бұрын
Endai kwana tasvu kana zvanetsa
@precioustafirei7394
Жыл бұрын
Mbavha idzo
@pellagiamukora426
Жыл бұрын
Police department haisi kuita basa panhu pavanouya ndepane mari chete zvakaoma hazvo
@sammychani5594
Жыл бұрын
Nzou must be a senior reporter, if not then she is destined for roof heights
@loicechapunza8136
Жыл бұрын
Tadiwa une confidence kip it up girl
@abigailkasinahama7263
Жыл бұрын
Mwana akatorwa nemunhu wepachurch apo
@northernzayne
Жыл бұрын
Zim yakaora chokwadi mapurisa atina munyika. Mapurisa avasi kuita basa ravo. Basa nderekutorera ma vendor mari varikutengesa kutsvaga mari, tsvee kubata mhondi, ma rapist, mbavha etc
@lucynapwaro5725
Жыл бұрын
The mom is so young 😢sorry , l hope anowanika ari mupenyu people are evil .
@JaysEagle
Жыл бұрын
Izvi zvaidavo hurumende ipindire nokuti urombwa huri kuitwa hwanyanya ameno why vasingapondiri uye mutemo unoti hakuna uroyi ngaubviswe azvinakidzi izvi ,, so sad 😢😢😢 to the family
@lindakaringa735
Жыл бұрын
Hurumende yacho ndovarombi vekutanga so there is no way yavangasimudze musoro , remember nyaya yaTapiwa Makore inenge yaiincluder government parties
@LazarusNdavambi
Жыл бұрын
Nzou I like ur Ndebele, very perfect
@catherinekangoya8964
Жыл бұрын
Madhlovu anogona 👌
@leslymatura3526
Жыл бұрын
True
@GetrudeMarufu-j1c
Жыл бұрын
Kutaura chokwadi mwana kana pasina bhinya akatorwa nenjuzu hatitaurirane chokwadi ini ndinobva kumashonaland ndakakurira kumusha kwedu tichigezera kurwizi kunzvimbo yemarondera asi iko zvino rwizi i rworo hakuchasvikiki nenjuzu mapostori chitendero chavo chone mudanira we njuzu
@PatienceNatieRushwaya-xl7wx
Жыл бұрын
Chichakuituka chaizvo njuzu dzakuvinga vanhu mudzimba here atichazivi zvokufunga .zvinorwadza
@itayikaseke3480
Жыл бұрын
Masowe ana admire nana Rumbie
@pellagiamukora426
Жыл бұрын
Nzou kadzi inogona kutaura
@davisonzamani5197
Жыл бұрын
Ko mweya hauna kuona here apo
@ShupikaiTarausa-jm2yd
Жыл бұрын
Nhai veduwe zvamboitaseiko muZimbabwe.ngavainde kwaProphet Jose vasingabhadharise pamwe vanogona kubatsirika..or kwasekuru Tasvu kana vachida mari tongoita mudemhe mudemhe tovabhadhara tinzwe kuti chii chiri kuita chimwe
❤❤❤❤ DrewMas media taking us to another level....rambai makadaro tinokudai
@MerjuryMapurazi
Жыл бұрын
Vanhu vanyanya kuromba hurumende yedu dai yapindirawo veduwe
@billtev9846
Жыл бұрын
Saka a child gets abducted and no search dogs are brought in
@TichawanaChigama-x6u
Жыл бұрын
Kana ndichiti mapositori havone moti tokunyeperai,
@vachihoro
Жыл бұрын
Police ngaiite crs dai zviri zvepolitics vakamanya
@FebieKamunana-bq5ef
Жыл бұрын
Chimbodeedzai vechivanhu vatsvake mwana
@NzwisisaiMuzenda
Жыл бұрын
Dont trust anyone pls pamwana wako ipapo pamapostori pane varikupfeka nguvo chena vachiuya kuzoba vana pamachurch
@Jahlady
Жыл бұрын
Madzimai vakaudza vanhu kuti fambirai side iri ndiko kune mwana vakarohwa mushe vanoburitsa mwana. Sei vakapa vanhu directions vachivadzivisa kutsvaga rimwe side
@pellagiamukora426
Жыл бұрын
Woooow Mr Neshamba shumba mune chipo chekudzidzisa vana rambai makadaro keep going good work team Neshamba
@sketchersproductioncorp166
Жыл бұрын
The child is way too young to walk a long distance, therefore pane vanhu vari kuna vana. It's people they know.
@ThulaniMagwizi-z4l
Жыл бұрын
Uuuuuuum avooo mai vaidirecter vanhu vanoziva kune mwana ngavataure
@MaryMary-be4bq
Жыл бұрын
Shuwa ngavataure vanhu vasadaro veduwee
@julietshabalala3803
Жыл бұрын
Kanti bona lawo mapostoli ababoni ukuthi umtwana ungaphi ngoba bona balomoya wekubona kulapho obona khona ukuthi kule problem ngabantu ababona laba shame abanye bagalula abanye bayanyamala why likukhangelisise lapho kakhulu futhi
Пікірлер: 335