Teacher ava inhubu chaiyo he knows what is happening in his family.....apa arikungoda kutiza-tiza
@pnasheclarah
Жыл бұрын
How do you know? Vamwe vanegodo chete nokuti ticha vakaita mari dzavo, godo riripachena. Nyakupomera mvungwa dzake ndooda cancelling therapy! Zvinhu zvemweya zvingatongwa nematare asiriemweya here? These are running away from reality!
@pnasheclarah
Жыл бұрын
Mutongi manyama 😂
@freedomchitake5552
Жыл бұрын
@@pnasheclarah Mari ipi inotambirwa naTeacher muZimbabwe
@MoledgeTapiwa
Жыл бұрын
Zin,anga riya rekunetsa mukadzi maichuma akazara muhuro
@MadubeDube-k9u
Жыл бұрын
VaChigodora amundirasise mkuru wangu nayoooo
@pardyshingy4874
Жыл бұрын
Maybe makaisa zvinhu zvacho through satanism baba vanhu itai pfungwa mhani 😅😅😅😅😅
This sounds like witchcraft not satanism. Bernard the main complainant is a traditional healer? Unogwara shame😅. The poor woman suffering after all her efforts. These boys will regret.
@florenceflorence409
Жыл бұрын
Haaaa kwachigodora kuseri
@samuelngirazi9636
Жыл бұрын
Headman Chigodora chimbouyaiwo kumaraini kwedi kune vanesa vathakhathi
@ruvimbomachokoto7529
Жыл бұрын
Kkkkk yadzoka zvakare mudaroo😂😂😂😂😂😂😂😂
@ChipoCharekerachihera
Жыл бұрын
Baba magirazi varipi ko nhas
@lawrencewilson7994
Жыл бұрын
Wanga wandoita work up
@memorychidavaenzi9896
Жыл бұрын
Ko hat hadzibviswe kanhi mudare
@Usithandile-i1x
Жыл бұрын
Haa chigodora inemadrama ndabvuma😅😅😅😅😅
@samuelngirazi9636
Жыл бұрын
Headman secretary wenyu akawanikwa here auye tivake musha kuno
@givelashlychaluka4665
Жыл бұрын
Kwachigodora kune nyaya
@cynthiadzuda9582
Жыл бұрын
Mukomana uyu again anenge akudawo zvekubuda payoutube
This family is just jealous for that man and his wife,zvino durawalll ikadai kuzoti zvihombe vanomponda
@mildredmharira8764
Жыл бұрын
Do you know them personally?
@sansue-r6o
Жыл бұрын
Mwana arwara uyu
@ollymangena
Жыл бұрын
Baba vema glass vaendepiko nhasi
@mildredmharira8764
Жыл бұрын
Iwo ma teachers ne satanism ma1😢
@sheillahchakanyuka1260
Жыл бұрын
Kwachigodora huchi
@ChipoMunyayi
Жыл бұрын
Headman dont waste tym with that Bernard guy he is too much of himself,just jealous mhen nxaa
@Mayabhewemoy1
Жыл бұрын
Road to 10k let's go ❤❤❤
@margarethmaroso3150
Жыл бұрын
Pinga chiiiii ndarasikawo
@dellonmzala6222
Жыл бұрын
Jerenyenge
@dellonmzala6222
Жыл бұрын
Jerenyenge
@tanyanyiwaq
Жыл бұрын
Whats pinga
@fortula.tichwagoramuog8784
Жыл бұрын
Busy fighting and accusing each other of witchcraft vamwe busy being positive and aggressive vamwe regressing.Aaaaaah regai varungu vakumbunyikidzei nekuti you lack unity of purpose.Ngationei zvinobetsera kwete kuswerotukana!
@Gonawapotera1
Жыл бұрын
Uyo Mudhara mu satanist hake hazvirambiki
@tthex6484
Жыл бұрын
N man and eomen spending hors dealing with a psychiatric man. Take him to a hospital?
@nomusasiwela9621
Жыл бұрын
I'm sure you don't know chivanhu those vanoita kunge vanopenga either midzumu or kushandiswa nezvikwambo or ingozi problem families are ok achipenga coz it's to their benefit
Пікірлер: 115