kkkkkk mainini imi hamugute hre mumba menyu gutsikanai kana marorwa cy ana mhofu muchidyirwa usavi
@user-ve9xv1sw8j
9 ай бұрын
Kkkkkkkk pakaipa
@trynesstryness5609
9 ай бұрын
Halala
@jenniferkimpiobi8905
9 ай бұрын
Halala meat
@muchineimusona4744
9 ай бұрын
kamukadzi hako hari kutonakirwa hako.kari in good mood
@chiyenyumba7135
6 ай бұрын
😂😂😂 Pakayipa
@fortunatemakapevere6605
9 ай бұрын
Sei kunzvimbo uku kuchinhotongwa chihure nhai nhai 😢 I think kunoda awareness campaign ini or vanhu ava kana vakafunga Mari vanongoita deal nemukadzi wake kuti varipwe😅.
@tmaktmak1464
9 ай бұрын
Muisirei ina…4…. 🐄 🐄🐄🐄
@davisonchagwambare1802
4 ай бұрын
zve mjolo izvi muchazvirega henyu
@user-qm2cc7qq7s
9 ай бұрын
Muripisewo nevakadzi mahure manyama
@TakuTabooo
6 ай бұрын
Dare gadzirsai noise hapana zvnzwikwa apa
@user-hl1wj6sn4p
9 ай бұрын
Order in court please
@matildamatare1415
9 ай бұрын
Only noise is too much
@janethchirandu3423
9 ай бұрын
Dare rine noise iri haaa
@innocentfarayijambaya6633
9 ай бұрын
Back ground noise yakanyanya
@user-yl9de6em5q
9 ай бұрын
Vana vanodei mudare inoise chete
@catherinemurambiwa4203
9 ай бұрын
Ahh ende mudare umu mune noise isingaite
@juliamhurirotapera1322
9 ай бұрын
haaa uku kunohurwa uku yoooo
@SelbyKanyimo-iw6jo
9 ай бұрын
Sound ku background irikubhowa ma videos enyu aakubhowa kuona
@user-lp7tf8iw2l
9 ай бұрын
Dare iri vanhu vakunyanya kuita noise hey hameno why
Пікірлер: 81