You must pray and call on a name raJesu kana wakurwiswa nezvakaipa zvinotsva nezita iroro.Chero nemumoyo unosheedzera vanouya Ishe kuzokubatsira.Kana usingaroyi unovengwa nevaroyi
@ommsmunyaz8046
3 ай бұрын
Haaa une zvivindi iwe ummm tenda Mwari wako anokuchengeta.
@cecilliakanhukamwe7472
3 ай бұрын
Mamuka sei vedare tiripo tiripo nadzo nyaya
@JamiaSamu
3 ай бұрын
Saka gogo vakazongonyarara or vachiri kuzama nanhasi
@ruthrunyararo
3 ай бұрын
Mwari vakanaka Ava my sister. Continue to pray wangu vanoramba vachikurwira.
@chibwarisvo4154
3 ай бұрын
Sisi ava vaitofanira kuramba kudya nyama iyo nekuti wanga wakuziva kuti gogo ava avasi munhu ari right
@GraceNkomo-jp5ki
3 ай бұрын
God is good only trust in God
@lizbertify
3 ай бұрын
Tinoita husimbe hwekunamata chokwadi. May God help us. Amainini have you ever shared with your husband what you've experienced with his grandma?
@MiriroManatsa
3 ай бұрын
Zvakangooma hazvo
@shupikaiziwange3079
3 ай бұрын
#1 unogonzi ma hand caft awakasungwa nawo . zvinonzi hazvi make sense sei izvo zviri pachena kuti wakasungwa na gogo. Wakadyiswa nyama yemunhu. Uchinyanyawo kuve secretive wakatadza nei kuudzawo mumwe munhu
@miriammafuruse105
3 ай бұрын
Thank you sesy,now tave kuziva kuty vanhu vanofa vachibuda furo vanenge vakadzipwa nezvinhu zveusuku then voshaya help nekukasira
@fadzaidickson58
3 ай бұрын
Ah you ate meat from your enemy eish
@adbelnyanzira9589
3 ай бұрын
Akomana ka heyiii🙆♀you dodged a bullet, Mwari vakakurwira
@user-qe9uf4wf3p
3 ай бұрын
Mamukasei mhuri yezimbabwe
@sindy308
3 ай бұрын
Wakadya nyama yevanhu my sister that Gogo she is a witch 🧹.
@samkelisonkube2110
3 ай бұрын
Lenyama owayzwa imnandi Waze wacela njalo yinyama lomuntu ugogo wayefuna u join into zakhe ukuze lizwane on night juti
@ashleymakope2298
3 ай бұрын
Vakadzi vazhinji varikusangana nemaproblems akawanda cz vari kubvuma kuitiswa in the name of kunyara better zvemarriage zvirambe pane kuitiswa zvisingaite seuye wekutsvairiswa makuva 28 woke up ladies in better Kutiza pane kubvuma zvinozokupa maproblems
@menoverse
3 ай бұрын
Nyama? RAMBA KUDYA NYAMA YEMUNHU😅
@rutendomarufu2929
3 ай бұрын
Kana usati waroiwa you don't understand.
@joy-ur8ct
3 ай бұрын
Imagine munhu atoratidza kuti hakufariri, kuunza umwe musikana pameso pako straight wakunopiwa nyama kubedroom wodya cz gogo vanozotii, Saka dai vakatoisa mushonga wemakonzo wakatarisa waidya hako kuti gogo vafare haa vasikana musadaro, makadya nyama yemunhu sis, zvakavhirika hazvo zve life but you need to vomit nyama iyo, if you can remember mashoko akataurwa waidya newe now I think you know what it means
@tsitsimutombo2216
3 ай бұрын
Umm,newewo hidey unewo zvivindi how could you trust munhu amboratidza kusakufarira.Wakatodyiswa nyama yemunhu iwe🤮 kuti vakujoinidze muhuroyi hwavo.Ramba uchikudza Mwari.
@MinecraftSword97
3 ай бұрын
But sister we actually 3 shadows I don’t know if you know. Zviniotonzi if you don’t have 3 wakatobirwa 1 yacho
@Nokutenda774
3 ай бұрын
But you guys you are very naive. Once you don’t connect spiritually, you will never bond no matter what.
@user-ih2nt3zv6j
3 ай бұрын
I find this comment very unhealthy
@Nokutenda774
3 ай бұрын
@@user-ih2nt3zv6j please explain yourself
@preachingflamesthepreacher3894
3 ай бұрын
@@user-ih2nt3zv6j, yeah, it's quite toxic; more like ED speaking.
@fadzaidickson58
3 ай бұрын
I have a similar story.may i have your email mkoma nashe
@cecilliakanhukamwe7472
3 ай бұрын
Mukoma Nash potai muchiisa phone number dzenyu pese pamuno Isa nyaya kunyanya pa KZitem takumbirawo please
Пікірлер: 35