Vatete vakakutorera njuzu yako ivo vakakuisa jambwa. Udza baba vako kubva pazwakatangira kurukova
@samanthamkono5076
10 ай бұрын
Sis ve 1st confessiin ukushanduswa ne spiritual spouse zvazvinoita ukaona uchifarira kuona porno and kuita mustabartion i sign ye spiritual husband saka if u want to fight it chekutanga avoid pornographic stuff and try by all means kusaita mustabatuon but ihobdo chaiyo coz there is something behind ..ukaona wakunzwa kuda kuzvibatsira pray hard panguva iyoyo and kana uchinamata fighting spiritual husband kutoshinga chaiko zvonoda kunamata uchitsanya and using some verses emu bible uchimuka kuma 12 kuma 3 husiku wonamata and tarusa tym yachonyanya kukushanyira then mazuva iwayo ibva washinga its not easy though hachi surrender zvekumhanya nokuti anochituma ane ari mupenyu ...vamwe zvinoda kuvashandisa paya paunoda kuenda kunguva yechikadzi vamwe madays e pay saka be strong dea zvinopeta tailking from experience
@omegabwanali9632
10 ай бұрын
Thx
@kudzaichinyeruse7843
10 ай бұрын
Kk{(
@kudzaichinyeruse7843
10 ай бұрын
O
@ruthmakwara1974
10 ай бұрын
Haunyepi hama
@darlenemagebede2273
10 ай бұрын
Let you something munhu ane shavi njuzu ndiye oga anokwanisa kuona njuzu then munhu aneshavi renjuzu haana chaanonzwa kana achirara nemurume ende vatete vako vanozviziva Kuti urinjuzu njuzu ine lucky that why vachikuisa kumberi pazvese zvavanoita Iwe ukatengesa une njuzu zvinhu zvinotengwa zvese ichasvika nguva yekuti uchanzwa Kuti urikurara nemurume wako
@luciamakaya5948
10 ай бұрын
Mainin vadzosei vanhu ivavo vakayenda UK vakaku shandisai. You have powers to bring them back or kuti zviva dhakire ikoko
@user-tx4sr1bs5v
2 ай бұрын
Tell ur parents from the scratch , Tete vako ndonjuzi yawakaona kurwizi pawakadonha vatambanudza ruoko ndopavakakutirera chipo chavakaona kuti uncho ndiwe waifanora wakaenda UK kutaura kuno vaudze Tete ivavo kuti now I know
Go for deliverance at PHD ministry at Waterfalls kwa Prophet Magaya. That will be a thing of the past.
@mattamronmasimba6650
10 ай бұрын
Yaaa now i understand kana zvichinzi unoroiwa newe dzinza. this is a sad story dai Mwari vakubatsira. asi zvinonzi hapana chisingapere naivowo zvichavawana zvichapanduka rimwe zuva.
Musikana wenjuzu. Vatete vakasvinuka ndokufamba kuti vatore chipo chako iwe wotora chavo. Ndosaka vaitungamidza iwe mberi. Nanga ndiyo yakaronga z ose izvo🎉 Saka iwe tsvaka vechechi vakubetsere. Chipo chako chinodzoka (Joel 2;25)
@virginiamaposa6579
10 ай бұрын
Ndarwadziwa vana Tete Sei vachidaro mmmmmmm atidzidzei kutaura zvatinenge taona tibatsirike
Last confession udza vabereki vako ends kunobatsirwa kwasekuru Tasvu
@sueeland5675
10 ай бұрын
Yes plis on utube he's there too..SLY media
@fadzaidickson58
10 ай бұрын
1st confession rape might have caused nerve damage hence the lack of feeling.subconsciously you feel it better kusarara nemurume you need some counselling for you to heal
@leahgurira2516
10 ай бұрын
Hapana chiri kuitika 😂😂 most men don't know what they are doing pa bonde so most women pretend.
Musikana wekushaya shungu nebonde nemurume wake panemweya wetsvina urikukushandisa wakarara Enda Kwa sekuru Tasvu wanokubatsira zvinopera
@KevvyKelvin-tx2fr
10 ай бұрын
2nd confession .tete vako varikukushandisa find help ufunge
@magatshenimagatsheni1044
10 ай бұрын
Go tell your parents they will go with u kunevanopatsira tell them everything mayGod of Abraham help u ur aunt is using ur lucky my dear
@sibongilemutamba5244
10 ай бұрын
Chipo chamwari hakuna unotora the devil is a liar
@ruthmakwara1974
10 ай бұрын
Chinoshandiswa chete hachitoreki
@PortiaNgoshi-mz8jk
10 ай бұрын
Dai wabatsirwa kune kwakafamba tete vako vakanzwa kyt unehusvavi hwedzinza ndokukubira batsirwa dear kana kudzokera kunzvimbo iyoyo nevabereki vako asi tangai mafamba
@folitiavhovho621
10 ай бұрын
Taurirai vabereki venyu zvese
@michaelmaziya2930
6 ай бұрын
Urimukadzi wechikwambo tsvaka rubatsiro fonerai Slymedia or Drewmass media vanokupa munhu anokubatsirai
@lizbertify
10 ай бұрын
1st confession it's every woman's problem. You just have to let your man know and be patient wazive pekukubata kuti unakidzwe. Your husband just has to be patient. Women take much longer than men. Ku pretender kunakirwa I think every woman does that especially when the man is not good at what they do in bed. Zvekuzorarwa kuhope izvo is not normal.
@user-eq3uz3qw9d
10 ай бұрын
Iii shemu tete vane zvavakaita asi luck unaro zvako pakushandira varungu apa isu vamwe tava nemakore tinotodawo kushandira varungu asi vemadzinza vanoramba shinga kufambira nyaya yekuti ukabata mari mhepo isatore mari yako zviri zvepay zviri kose basa remumba iri vanhu vose havadi kubhadhara vashandi vamwe vanotohora ma2000 hayikwiri mari iyoyo
@patricialpasipamire789
10 ай бұрын
😊
@lizbertify
10 ай бұрын
Sisi wevanhu weku Germany, ingoudzai vanhu wenyu kuti I appreciate zvese zvamunondiitira but paye pamunonditengera hembe ndinokumbira mundipe hangu iri mari nokuti vabereki vangu vari kutambura.
@stembisochibasa
10 ай бұрын
1st confession,, zvirikuitika pa mwanaskana uyu ndinonzi spiritual husband, paari kurota achiita bonde spiritual husband inenge ichi toita bonde naye
Sisi vekupihwa chipo neNjuzi avo batsirwarai zvakasimba especially nevanoita chivanhu....mudzoserwe chipo chenyu chamakabirwa nehama yamunoti tete
@monalisarumbidzaidiza4471
10 ай бұрын
Sisi ava vane zviri pavari so kana vachikwanisa ngavatsvage vanhu vanobatsira bcz right now its like ..zvinhu zvacho zvakavharwa hazvisi kukwanisa kuvashavira bcz pane zvinoda kugadziriswa
@paulinemckenzie9594
10 ай бұрын
Ooh my Lord first comes, murikunakirwa nechikwambo kudara your husband. Mainini, seek help, or you guys don't play with each other musati maita bonde
1st confession urikushandiswa nezvikwambo .and ukaona uchifarira kuita masterbation ndozvazvinoreva..Dai wasiya zveMasterbation and ubatsirwe because zvinogona kuzopedzisira zvakusiiya imba
@emeldahmhuka2487
6 ай бұрын
Second confession ndaiuye kuinbox Kwangu ndikubatsire
@danleymotsi
10 ай бұрын
tete vakaoma moyo ava
@user-qr4od4zj6n
7 ай бұрын
Tete vakaita hutsinye Wakatorerwa chipo mningina wangu Rega ndichaudza Nashe kuty uyitesei kuty chipo chako chidzoke Zvakaita Tete zvichavaperera n if ey want to contact you dont entertain them
Sex issues sorry hako, its trauma, you need counseling. But find a way to talk to yr husband so the counseling journey can be easy as you also need his support.
@perseverance9096
10 ай бұрын
Umm ma secrets ose awa ano rwadza ose zvawo
@DeekayDeky-bh2om
5 ай бұрын
Udza tete vako chokwadi kuti sei vaikutungamidza kumberi kana vachienda ku n'anga
@tamaremakwavarara2743
10 ай бұрын
First confession l think tangai maita romance and after tell him to take time kuti ufarirewo bonde
@lizbertify
10 ай бұрын
I agree. Because masturbation zviri kumuitira wani. So she still have nerve endings dzinotodaira kunakirwa.
@cynthiamuyambo1167
10 ай бұрын
That's the other thing it helps romance first
@user-qc1go9sn5c
4 ай бұрын
Iri idare rechivanhu rotoda anaTasvu
@lovemorezvemoyo5764
10 ай бұрын
Panoda rubatsiro zvakanyaya tete unotore mari nemhepo
@SaruGoba-jx7lp
10 ай бұрын
Ummm
@mutsachokururama6187
9 ай бұрын
So as in njuzu yakakupa zvipo zvika torwa na tete ❓
@user-ox9jp8tj6f
8 ай бұрын
tete ndovakatoromba newe wena
@lovemorezvemoyo5764
10 ай бұрын
Ndopakapedzerwa time muchishandiswa simba renyu ndopenyu hako very zvimwe zvinoda kuramba chete
Vatete vanenge vakabata pakuru vakakushandisai eish. Back to sender haiite here pakadai vazodura vega zvavakaita? But amainini vafonerei vabvunzei tete ava kuti chii chavakaita coz it's not fair. Vakatora zvavaida pamuri ndokukurasai kunge marara. I'm hurt. Let's not hurt others like this it's not fair. Dzifambireiwo amainini vatete wenyu vasangane nezvinhu zvavo.
@charitysibanda7306
8 ай бұрын
Àvo mainin vebonde ndozvandiri dear hapanà chandirikunzwa ndinozozvibatsira neruwoko after sex end ndinenge ndichipretender às if ndirikunakidzwa since l was born andisat ndakirwa nebonde
Last confession, iyo tsvaga vanoita zvematare echivanhu vakupiningure , vanatete vako vaka ona chipo chako vakachishandisa ita zvandakuudza izvo then you thank me later
Zwichaita as times goes on you will enjoy sex kana waswika Kuma early 30 .and try to find a position ichakuitira and you have to forcas kana muchiita bonde.
@user-sh1lq5bt3e
7 ай бұрын
Get help and tell your parents it's not too late God is still alive pray and get help crying doesn't help
@preachingflamesthepreacher3894
10 ай бұрын
Go to churches like New Life, AFM, Baptist , etc
@masigodo8341
10 ай бұрын
Hidey vakabirwa chipo chako sorry hako
@user-ym9ss7qs6k
2 ай бұрын
Mainini dzokerai kurwizi uku then masvika edzai kuchera mvura sezvamakaita then muchaona Kuti juzi iye ino Buda . Yokuudzai zvekuita after
Пікірлер: 110