Nhai nhai, afer waona lunch box nekuziva zvaaita u should have run for dear life. U are not a cat!!! Even kiti yakaurayiwa ne kirizozo wani. Aya ndiyo atinoti mazvokuda!!
@user-wb4zn1yb8f
7 ай бұрын
Kkkkkkk kudya iro chairo
@Dadirai-xg3no
4 ай бұрын
Kkkkkk haa nhamo yatinayo vakadzi unomboonesa kudya tsvina apa unenge uchiti murume wangu Ane Mari yakadaro idyai mega Mari dzenyu
Inyaya yekunyepa iyi ,wamboona munhu achiridya , mangwana wodzokerazve Nhema dzacho so
@nokueganya6258
7 ай бұрын
Nhai zvako or else vanotodya vese,nxaaa
@user-in4zb5nk3b
4 ай бұрын
Vakadzi munoda mari, mari ndiyo yawakagarira chawaidzokera kumunhu anodya tsvina chii.Saka zvema all white party zvinoitwa nevanhu vakaromba?
@abigailuzizo6798
7 ай бұрын
Newe uchinyanya. Wangoi a kt munhu akaromba wak away with your life before asati aona kt was iona.chawairamba uchinan'anidza wo chii apo first duzvi wanga wariona.ndopawaifanera kuita Stade ipapo wogumira ipapo uchi gomuka uchienda zvachose manje wakada kuona zvese kusvika wabatwa.manje kupabuda apo potoda ana tasvu atherwaye unonyura
@esterdube8894
7 ай бұрын
If kusakwana was a person. Kune vanoita rufu rweku zvitsvagira havo
@annahmudzengerere6038
7 ай бұрын
Mmmmm yaaa uri pama1 munin'ina,, pray hakuna chinokunda simba raMwari
@mjenami
6 ай бұрын
Leave that guy.there is nothing to fear.you won't die.If you stay he can still sacrifice you.
@alphamangwiro6429
6 ай бұрын
Ummmm iwe musikana chawaivavarira chii wamboona duzvi mulunch box hapana help apa waizvida tibvire kure
@lillianmbaserah5995
6 ай бұрын
Ko iwe why did you go back there the next day after what you had seen the day before?
@user-dw7zd2qi7q
6 ай бұрын
Waizodzokera kunodii ikoko nhai veduwe 🙆
@Moniquechiqous8052
7 ай бұрын
Une zvivindi yoooh after dhodho wodzokera futi wonoona zvikukutu futi muuum ndakutya
But I think something was wrong with you after seeing everything kuparty yooh that's why kare vaiti rooranai vematongo guys kudanana nemunhu wasingazive it's a risk this days
@Mikelamushamba274
7 ай бұрын
Eish zvakaoma
@user-wl7hq6mj9v
7 ай бұрын
Heyi nyaya yacho ma1 wena l feel for you,,, vanogona batsirai hama yedu iyi
@jasminemazike9800
7 ай бұрын
iyi inyaya yeku nyepa unoda kukisa munhu anodya tsvina, then go back kumba ikoko, umm manypo chaiwo. vivid imagination
@user-wx7mw7ky1x
7 ай бұрын
Musoro wenyaya huye don't
@mbospady6062
7 ай бұрын
Iiiih mainini makatodzokera futi kumba kwake after maona achidya tsvina???
Haaaaaa une zvivindi mwanasikana kuramba uripo pamunhu anodya dhodho nekurara mumba mune nyoka Wadii watiza and seek help.hako or start praying hard ukunde dhitabhori
@user-tq6qf3ji1v
4 ай бұрын
Blabla
@choicendoro7937
7 ай бұрын
Ukanzwa kuti all white party, ziva kuti Satani ariko Kuwhite party kunotorerwa munhu raki rake agofa kana kusvuzva nenhamo.
@user-or6kl6oc8h
7 ай бұрын
Ko kungoti tsvina nhai
@user-wx7mw7ky1x
7 ай бұрын
Taurai zvenyu shuwa
@shupikaiziwange3079
7 ай бұрын
Iwe wakavhurirei warambidzwa
@simbamoyo9802
7 ай бұрын
Ummmmm ndasema puuuu dhodho
@luciahmerinyo6163
7 ай бұрын
Lies
@cathrinemusinazano277
7 ай бұрын
Zvese zvauri kutaura zvaiitwa kuparty uko zvinoitwa in satanism.inonzi spirit cooking inoitwa by high level witches and wizards.pavanenge vachiita izvo vanenge vachiwedzera masimba and they kill ppl.kwauri chasara kwauri kuurawa if you dont join.hapana zvemkadzi akambobatwa ane girlfrend zvawaiudzwa izvo its a lie.
Пікірлер: 39