Good observation mambo. Ngavapanane zvigaro n respect voshanda pamwe.
@TheresaMaps
53 минут бұрын
Nhimbe woyeee❤
@AllanChatindo
45 минут бұрын
Mahindra irikupi group 7 have a serious issue to answer
@FadzisoTendere
Сағат бұрын
Kwazivai mese
@JamesMukodza
Сағат бұрын
Mudhara chamboko namarindwa Boyz rangu ko chii nhai
@aphiasbushe4687
20 минут бұрын
Mambo mutasa yes murikutaura zvinoitwa for sure burials are done though sabhuki ,ishe or mambo not committees unfortunately these people were given the mandate naishe which now complicates this issue bcz same ishe nasabhuku now report to you when they are the ones who misguided these people kuti vaite zvedzinhamo futi
@yukonmutetwa6959
Сағат бұрын
Hapana mhosva asi kusaziva kubva kuna mambo
@brendamsudu
2 сағат бұрын
Zviro zvacho
@Rebhara
Сағат бұрын
Anoona zvemaburial order hadzisi hama dzemunhu here.
@Mbwido
Сағат бұрын
ndizvozvo chaizvo asi inofanirwa kuzoiswa signature naSabhuku kuti ive valid.
Пікірлер: 11