This guy is very strong vanhu kusangozviona havo. Pana Simba ndiye akaita kuti afambe. Murume ane chipo anongodawo kusimudzirwa. Ngazvirambe zvakadaro muchimurangarira ane chipo vanhu vangamutarisira havo pasi asi pamatenda anopedza
@user-up6uv7hg2n
22 күн бұрын
Karanganda simudziraiwo baba avo vanoona havo❤
@dianambuwayesango9017
21 күн бұрын
Hongu asi zvakaxodxoka futi zvekugwesha
@justicemunyoro5408
20 күн бұрын
@@dianambuwayesango9017dai vakapihwa mukana wekugara naye sezvinoitwa kwaTasvu ndoona sekuti vaikunda
Sometimes kutonga kwaMambo Mutasa unoshaya kuti varikumhanyirepi, he is too quick to judge as well, ngavape vanhu nguva yekutsanangura. Shuwa munhu anokuvadzwa mambo vachizviitisa haaa no mhani. Mambo please take your time
@MiriamKanjanda
22 күн бұрын
Chokwadi vanowanzoshanda neside 1 or point yavanenge vabata vasina kunzwa maside ese
@LovelyDarts-ic1fi
22 күн бұрын
Ini ndinofunga kuti vanovandirwa nebasa pamwe vanenge vatarisa list yevanhu varikuda kubatsirwa woona yakareba woti the best kuti gwagwagwa
@user-ok4to6ym9w
22 күн бұрын
This madzibaba is excellent ❤❤
@tinashenyangari282
22 күн бұрын
Husband is very supportive 🎉
@Olcool
22 күн бұрын
ndookuti murume ka uko. kumira nemukadzi wake.
@Dzaruu8877
20 күн бұрын
Mutorwa akafa imwe ngozi
@wekwamazorodze8660
22 күн бұрын
To be honest Chief Mutasa was very disrespectful when communicating with this possessed lady. He couldn't care less
@portiakk
22 күн бұрын
Maybe deep down he doesn’t believe in the bs 😂
@margarettakundwa6333
22 күн бұрын
Very true he was browsing,achimumhanyisa ndakazvionawo shuwa
@oniassithole9335
22 күн бұрын
Shuwa haaaa akakundikana
@blessingmurozvi6059
22 күн бұрын
Ini ndiri kuona kunge pasina ngozi
@user-kg5pq5ul6x
22 күн бұрын
Mishonga yakadzivaidza chief zvataurwa apo .ngabhadhare kuuya nemushonga padare
@user-ug4kc8eq8o
22 күн бұрын
Madzibaba Munyebvu well done, Manicaland tane vanhu wedu baba Munyebvu naMukonzanjera muri kubatsira keep it up
@nocuturrachimoyo6101
20 күн бұрын
Todawo number dzavo pliz
@tafadzwajosephnyika3770
6 күн бұрын
@@nocuturrachimoyo6101 dzabuda wani pascreen 😮
@Karanganda
22 күн бұрын
Woshoora
@tavengwaeddison8607
22 күн бұрын
Sofarese sofarinespring
@siphidube9811
22 күн бұрын
Hayi angisoli
@LilianaVieira-lk7wr
22 күн бұрын
Yaa anobata basa murume uyo
@tendai4043
21 күн бұрын
Baba Taps please tipeiwo nhamba dzaMadzibaba Manyepfu
@tmatz6467
21 күн бұрын
@@tendai4043unodzidii number dzacho
@user-ve6ef5cw3i
21 күн бұрын
He is my Pastor, kudos to you Man of God
@haisonmuzungu753
22 күн бұрын
i am a man but ndinokuza effort yaiswa nemurume wasisi avo varere apo. he is being very active in all works. thumps up bro
@user-qs1bu3jd5x
22 күн бұрын
Chokwadi madzibaba ava vanogona ndivo akatanga kurerusa hosha yaiva panasimba
@user-ps5fy4rj6w
22 күн бұрын
Sure neniwo ndakazvoona kt nyaya iyi sei yarerutswa kudaro padare
@MiriamChiwarakata
22 күн бұрын
Kananiw mambo ngawasunge pa dare Pachiwanhu Panoiswa zvino itwa Chete pano waraidza munhu wagaashatirwa Totenda basa rabatwa shuwa
Watching from Somalia hangu Karanganda motigonera zvedu we diaspora hameno ikoko 🙏🙏🙏🙏... Karanganda taking us to another level through the dark tunnel..Madzibaba awa wanofanirwa kubatsira wari pa dare ra Chief Mutasa....get Blessed 🙏
@Anashe254
22 күн бұрын
Iwe mainin Ava ndi stepmother hre or mukadzi wemunin'ina wababa vaigara nemwana wemunin'ina emurume
Pakatambidzwa waibudirwa Mari yematenda ndaaa ndopakatambwa bhora rekutsipika
@justicemunyoro5408
20 күн бұрын
@@roderickmushaya8296Dzaakufambirwa nyaya dziya 😂
@CharlesDhliwayo-fj4nn
22 күн бұрын
Mambo Mutasa avana kuitonga mushe nyaya ya Tonde pafaya😢😢😢😢😢
@linnetgambura9943
22 күн бұрын
Aah vanga vatogarwa nemugara n’anga wa Rose ende ngavamuripise kuita huroyi msikati machena
@user-oe9rw8os6w
22 күн бұрын
Its true mambo hawana kuita serious nenyaya iyi ,nyamba wanga watosotwa? Saka kuzorowesa mroora nezvishiri Maida kt ife yakaloader?ndakatombo bvunzawo kt munhu akauraya otorarama hake freely
@user-hw9xu8wl3w
22 күн бұрын
True with other matters like this where umuntu wafa etshaywa he always calls police but this one the MUTI over powered him even the way he was addressing the NGOZI it was like playing with the maumbwe. We like CHIEF MUTASA but with this matter something was not right.
@emilymushanya2077
22 күн бұрын
Nyaya dzakadai dzinoda chigodora anotoziva kt kune vanouya ne migara n'anga bcz chief mutasa kamutongero ke nyaya iyi kanga kakaremba kunga pasina nyaya ine huremu hwakadai kumarerutsira Rosy
@trymorepfumbirai6231
22 күн бұрын
Thanks Baba Taps nerudo rwenyu. Murambe mwakadaro ❤❤❤❤
@user-me3ru2fz8e
22 күн бұрын
Madzibaba ava vanogona zvavo ,ndivoka vekubatsira Simba wengozi yekugwesha kut atange kudya nekufamba well done madzibaba
@user-zk7zq7ox2u
22 күн бұрын
Sk vanogona basa rawo
@kapfidzepatricia
22 күн бұрын
This is sad
@user-wj9ei4br7x
22 күн бұрын
Ndayeuka wekuitisa mhiko
@Jahlady
22 күн бұрын
@@kapfidzepatriciauri wekwazvimba here
@CassieNkosi
22 күн бұрын
Madzimai ava vakataura chokwadi kuti haasisire Tonde,but havana kuda kubuda pachena kuti Rose anga aine mshonga but vakazviona .
@kudakwashenobertmakwiyana2051
22 күн бұрын
True vakataura kuti hauchazi mweya waTonde pava nezvimwewo zvakutorwarisa munhu , uye vakataura kuti ndakundikana dai matsvaga umwe. But I see a lot of comments vachivati vane jealous, yet akabuda pachena kuti tsvagai umwe
@mo_ink1452
22 күн бұрын
@@kudakwashenobertmakwiyana2051matendwa
@tinashenyangari282
22 күн бұрын
She said it kuti zvave zvimwe , vanga vatokurirwa paya , wanhu wanoroya yoooh 😊
@SarahChavani
22 күн бұрын
Tonde ngaamborova Rozi uyo mhani
@florencedzinodya2757
22 күн бұрын
Anoda mboma
@sophiasamhere9567
21 күн бұрын
Kkkkkkkk kuseka nhamo serugare
@user-fo1tm6hs8t
20 күн бұрын
Taura hako Rozi ngakinditswe anojaira haana moyo anodherera apo akutogara nemari kubvuma mhosva pese pamobuda tonde coz arikuziva nyaya yake
@user-je4gv5tk7n
20 күн бұрын
Well done baba Taps ndainga ndatoti mwanawo uchafa. Prophet Munyebvu vanogona chaizvo
@rhoynemrwidzai4566
22 күн бұрын
Ndivo vekutanga kubatsira Simba ka ava
@lorrainemazhawidza6790
22 күн бұрын
BaTaps thank you so much for this 💖
@user-up6uv7hg2n
22 күн бұрын
Murume ane rudo nemukadzi wake uyu big up my brother
@legitconnections6828
22 күн бұрын
Mambo Mutasa nyaya iyi havana kuibata mushe. The way yavaitaura naTonde yanga isiri nyc. Idzo ihasha dza Tonde idzo. Haasikufara
Thank you mukoma i like kastyle kekugara kamakaita
@jeffreygopito8401
22 күн бұрын
Ko imi baba VA Tonde kuda mukadzi here kushinga kugara nemhondi, muroi anoshinga kuraya mwana vako.mupei red card adzoke kwake ngozi yacho inonetsa kumusha kwake.muno tsvagai mumwe hayi last born ye Africa
@NhereraYenyika
22 күн бұрын
Vanenge vakatodyiswa hona ka anga akuda kutouraya umwe ,muroyi chaiye
@timothyganyani7261
22 күн бұрын
Shuwa mambo aka tsika tsika nyaya iyi
@FaithDhori-sw8hu
22 күн бұрын
iii ndafara kuona makhoti avekutaura nekufamba shuwa
@nazarenetv
22 күн бұрын
Watching from Vanutua madzibaba isimbi
@user-cl9mu2dj2u
22 күн бұрын
Mambo apa chokwadi makashandisirwa mushonga kutonga kwawo panyaya iyi handiwo matongero awanoita
Пікірлер: 790