Ukangoona wabatwa nepfungwa dzekubata King Ryan chobva warega zvekuti heeeeee babe rangu ndoritemba or heeee mface wangu ndomutemba. Paunongogaya zvekufonera Ryan chitongoziva wega kuti zvato shaker and pane zvikuitika, and be rest assured Ryan anopedza, haaa ma pena akadai Ryan anokanda haaajaidze. Zvinopera.
@BossThabz-jo9sy
Mkomana akunzwa seakutsva oryt hachagoni 😂😂😂
@nyariegannet1
Haaaa malon apa wauya uchiti musikana anokuda chiona manje zvawakuitwa hanz zvawakaita hazviite pachishona trikut hauite kudanana newe 😂😂😂😂😂😂
Пікірлер: 115