People, don't invest your time and effort in a relationship. Seek God building your future, a right lady or man will come, that will value you, don't look at the material or beauty.
@bernardvirimayi9491
Жыл бұрын
This is good job but please do counseling with those broken to minimize the rate of suicide
@mercymupondiwa9426
10 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Pa 3 girl's rako roshaika futi 😂😂😂😂 iwe mukomana uyu haasi serious
😅kwazi mira ndimbopopotao ko iwe wauchimboendei ikoko
@maviskaseni
Жыл бұрын
Shame arwadziwa mwana uyu
@chidomushaninga7405
Ай бұрын
Hanzi do it papa😅😅
@blessingmapiku9831
Жыл бұрын
Vanorwadziwa vana ava nekuti vane ziso rekutsvaka, ukaona wada munhu worwadziwa ne heart break it's not only about love but unenge waona future ye mukoma wako kuti anobva ku family yakanaka,,, shame zvinorwadza kupesaniswa ne wawange watoona wapinda musvitsa naye, I can't imagine how a player this guy is, dating beautiful girls for pleasure haaaa anofanira kunge achibva ku family yakarongeka, beautiful girls are flocking on him wow😮! I hope you didn't give yourself to him meaning hauna kumupa bota, kana wakamupa bota zvoreva kuti moving on yacho ma1 cuz ndiani achada kuroora munhu akamborohwa bota. My advise is don't get desperate kusvika pakadai concentrate on books rather than marriage, uri mukadzi marriage will definitely knock on yr door 1 day,,,, 19yrs haaa uchiri mudoko rarama ne masturbation kusvika wapedza zvidzidzo.
@marvinmatthewblackarrow2294
Жыл бұрын
Qq
@cairoclint3052
11 ай бұрын
😭😭😭 apa mwana imvura zvayo yaredzwa
@JoylineHundiru-so
6 ай бұрын
Prophet manyama hooooooooyo❤❤❤❤
@PuoniserNkulumo-ij9ni
11 күн бұрын
hanz u dont give ?🤣🤣🤣aaa zvazvaitika prophet
@eniaphiri
Жыл бұрын
Haaah apa une uchinzi ndiwe wega uri wechi4 zvko ....sorry hk lil sis
@MitchelleAdiel-sp4wc
Жыл бұрын
Hanzi mira ndimbopopotawo kkkk boys musadaro amana😅😅😅😅😅
@blessingbilliat5177
Жыл бұрын
Do it papa 😂😂😂
@joshuagutu9086
Жыл бұрын
Ndipewo nhamba dzebaby iro king Ryan skits
@michaelnyamudzongwa5575
Жыл бұрын
hanzi aaaaah muri munhu waMwari here imi🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@nyarichanayiwa713
Жыл бұрын
Yooo 4 umm boo hre guys. Musadaro
@bkasiwani
Жыл бұрын
Papa chegedeee brigadia haaaa ndimi rekeshe
@paulinemukawu9920
Жыл бұрын
Kkkkk hanzi mira ndimbopopota
@lovenessphiri5285
Жыл бұрын
Ummm vakomana musadaro henyu 😢 y kutipedzera nguva kdai zvakaoma hazvo asi denga muchaita rekugugula😢
@securityzeekoevlei5408
Жыл бұрын
Famba younger nebhora
@valentinemachaka8240
10 ай бұрын
Kkkkkk hanzi muri munhu waMwari here imimi
@nicodimusmazire9796
11 ай бұрын
😂😂😂😂 Aaaaah muri munhu wanwari here imi 😅😅😅😅
@felix2295
Жыл бұрын
"Chii" in Panshe's voice!!
@baldwinhlatywayo
Жыл бұрын
Ndpei mwana uyo ndiroore
@selah29
7 ай бұрын
😂😂 Ryna hanzi handina kan next option chitongo itai option yacho mukana uyo mdra kkk
@professorodzaman2456
Жыл бұрын
Ummmh am so sorry my sister that guy iyiii ma1 uyooo
@TrishyMutovoni
2 ай бұрын
Very beautiful girl don't why u'l find anokuda achakuroora
Пікірлер: 300