Drewas media yasina nana Sly tv wanozoteera panobviswa zvikwambo, vanongoda nyaya chete. Anobvisa
@bernarddingindawo1462
9 ай бұрын
Sekuru vakanyanya ndayiramba kuti ndiri muzukuru we ng'anga asi pang'anga iyi ndiri ndino bvuma ma sekuru wangu makandiwa ahasisiri papa wangu
@evernicekambudzi5636
8 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@lenainock3982
10 ай бұрын
Hope part 3 hamudzokorore.... Plus tikuda nyaya yemombe dzairima dzega zvimwe izvo hazvina basa
@EricChauke-yf1vi
10 ай бұрын
Kkkkkkk izvi hazviko hadzisi idzo mombe dzekurima chinjayi topic muti kubatsirwa kwe nharaunda coz toda kuona zvakanyorwa pa topic.. Muna pedza data rewanhu 4 free mandela
@SylviaMuringazuva
9 ай бұрын
Mumusha mangu maGuti umo ndiri mwana waZhenjeni maita basa Sekuru ngazvifumurwe vana vabudirire
@cleopaschariga3306
10 ай бұрын
Pachivanhu ndivo vanonzi ana Chipandamatare. Vanodedemura nemo nemo
@madamboss7216
10 ай бұрын
Tiritese Drewmas ❤❤❤
@mancuesokolate9989
10 ай бұрын
Pakaipa aaaa sekuru manyama
@user9mrsbvunza
10 ай бұрын
Dremas madzokorora seiko haaa😢😢😢
@mosimanegapemotlhatlhedi7444
10 ай бұрын
Sei muchutionesa munhu
@AquinataKatabvu
7 ай бұрын
Tino kumbirawo namba yasekusvi
@Chisha88
10 ай бұрын
Sekuru Ava bhoo here
@EvelynKambezo-sr8rd
10 ай бұрын
Regaika kuita zvekupaumba kudaro.huro inoneta
@patiencemusimhi4635
10 ай бұрын
Repeat
@joyceparwazenga7545
10 ай бұрын
Ini ndiri kuda kuona sekuru vari pamusha pamombe dzekurima dzega vachibatsira toona kuti vari kuita basa kwete kungodeedza mazita evanhu zvoperera ipapo
@patrickmaponga4139
10 ай бұрын
Haaa sekuru avo vanofamba nebasa
@nyasharichardson9249
10 ай бұрын
Sekuru ava ma1
@tawandavulande9349
10 ай бұрын
Tawapo
@bothwellgondora2179
10 ай бұрын
Sekuru Gusvi ngavandidedzererewo ma teams ebhora achahwinha eku Betting ndione kutamba betting kkkk sezvo vakapawo vamwe number dze airtym ini ndoda hangu number dze Lotto or team dzichahwina kubettting kkk
@moreblessingchiper6374
9 ай бұрын
Kkkkkkk haaaa
@Seamusmtepa
10 ай бұрын
Pakaipa
@mangwengweangel
10 ай бұрын
sei madzokorodza
@masibandamhazishumba2241
10 ай бұрын
Ko zvemombe dzairima dzega hatisi kuda zveairtime
@wellietangadzani2554
10 ай бұрын
Musadzokorora
@wellietangadzani2554
10 ай бұрын
Toda baba vemombe dzokurima
@madamboss7216
10 ай бұрын
Drewmas madzokorora wani
@NomatterMakoni-wo2vp
10 ай бұрын
Tovaonepiko sekuru avo
@EvelynTsitsiSatumba
10 ай бұрын
Batai vaNeshamba
@lindytv3075
10 ай бұрын
Ko ka sekuru kemombe dzekurima dzega karip
@EvelynTsitsiSatumba
10 ай бұрын
Karikuramba kuuya 😂😂
@linnetgambura9943
10 ай бұрын
Dzakasimba zamu kuita rekasikana
@constancemarifiye6658
9 ай бұрын
😂😂😂
@Margaret404
10 ай бұрын
Are we together
@urielchance8692
10 ай бұрын
If you want to gain more followers ita sezvinoita Sly media,enda kumatare asekuru vachibetsera vanhu that’s more interesting than zve news
@itiswell3316
10 ай бұрын
That’s not true, look at their views, drew mass media has more views on their videos compared to sly media, because they bring real and raw stories that are happening in communities without suspicions. And as for sly media, most of their videos vari kumatare haana kana ma views akawanda because most of them doesn’t look genuine, people acting 🎭 mumatare. Mybe if they can work on that to go muma communities and bring genuine stories that are not biased they will get more views like drew mass media.
@Chisha88
10 ай бұрын
@@itiswell3316 muchimbo vacanmm compare rere chii,munoparadza isa imi
@esthermujiche1783
10 ай бұрын
Ravepo
@cdechirume2979
10 ай бұрын
What's wrong with mobe kurima dzeka? There is robotics tractor s😂😂
@vimbaibhokoro5439
10 ай бұрын
Kkkkkk heyi 😅😅😅😅
@EvelynTsitsiSatumba
10 ай бұрын
So U say it's normal hr nhai
@cdechirume2979
10 ай бұрын
@@EvelynTsitsiSatumba technology is not normal. Especially African technology which dates thousands of year. I wish that guy could teach others how to get their cows to do the job remotely. Kkk that could help africa
@shingiraitrevormboto2105
10 ай бұрын
Saka mombe dxinopindawo muclass iyoyo yerobotics futi?
Пікірлер: 51