Kumakomo tv....proffessionalism at its peak .....unonyatsonzwa nyaya yese ...well done guys ..kwete vamwe vanoti tisataure mazita soo😢
@georgevhudzi8192
3 ай бұрын
😂😂😂😂
@violetmatsapa9065
2 ай бұрын
I need to donate to that man,ndoita sei
@violetmatsapa9065
2 ай бұрын
Need to donate to that mutare prisoner
@norahchingaira755
2 ай бұрын
Zviuya hazviwanani be strong and I think and see you are a good man . Who works very hard
@johanahnyamande6794
2 ай бұрын
Problem in this world hakuna anokwanisa kumiririra kodzero dzevanhurume.May the Lord see him through
@evelynmposha3901
3 ай бұрын
😭😭😭😭ndimi Mwari wenyasha, musimudzei wo afambe, mwana wenyu baba munzwei wo kuchema kwake JEHOVAH🙏🙏🙏
@elandbull9419
3 ай бұрын
Vari kwaMutare endayiwo munowona muchinda
@ltm454
3 ай бұрын
Vanobatika papi baba ava, I was in the same situation as well asi mwari vakandiitira nyasha ndikabuda ndawanikwa ndisina mhosva but I had been remended in prison for 6 months on false allegations from someone I thought kuti mumwe wangu
Ihure mukadzi uyu asi kuti murume haasati aziva chete
@geraldziveyi1733
3 ай бұрын
Ukabuda homie usanogara ne mkadzi uyo ahakude
@user-dg9ew6zy1t
3 ай бұрын
@@unitymaqedaputsai4315 I think ndozvaunoita kumurume vako side 1 kudiii inzwai tsitsi imii 😢😢😢
@unitymaqedaputsai4315
3 ай бұрын
U don't need to force me kufunga zvaunoita. I consider both sides of the coin. My mindset is not limited. Unofunga kuti judge anopenga kumupa mazimwedzi hobho ekuti u can pay fine. Musungwa haatauri zvese anotaura zvakamunakira
@sausage9806
3 ай бұрын
He is going straight back to her, he loves her too much
All will be well my brother...Mwari wenyasha achakusimudzawoo ufaaambee
@beniahdzikamaimakoni8
3 ай бұрын
mhosva yake ndeyekunetsana nemunhu waakatora kumba kwawo . shona yaVasu chaiyo .. what a sad story hmmm be strong my brotherukabuda siya hako mukadzi uyu
@user-bw4nr7br4j
6 күн бұрын
God bless this man
@user-vv3vi2xd4k
3 ай бұрын
Very sorry baba, Mwari varikuzvinzwa, vachakusimudzai when the time is right
@namataimatsveru9306
3 ай бұрын
So painful
@user-fs1wr4ji9s
3 ай бұрын
😢😢😢 so sad mukadzi uyo haadi murume wake may God give you strength my bro
@user-sg3dc3ir3g
3 ай бұрын
Mukadzi ngaaende hake kumba kwake hakude uyo pliz
@tanyaradzwatonha8003
3 ай бұрын
Mwari ndiye muridze weupenyu dont worry vanokurangarirai mukoma
💔💔 unenge wakaroora demon. The other thing ukaona mukadzi asisina respect newe anenge akudanana neumwe. Anenge akutsvaga a way of getting rid of you. Such is life hanzvadzi stay strong,God is for all🙏
@richardgame3359
2 ай бұрын
Oh shame my brother, God be with you. Mwari akuitirei zvakanaka mkoma wangu, this is sad.
@tennysonnhenda5650
2 ай бұрын
May god gives you strength br
@austinempinga3904
3 ай бұрын
Uchibva kujeri ikko mukoma ngaagare aenda kumba kwavo ...jeri rorwadza ndikarifunga 1960 ndripa Robin Island apo kaaa pkaipa
@angelinaballerina5203
2 ай бұрын
❤❤❤May God bless you my brother 🙏
@skahmaphosa1587
3 ай бұрын
This is heartbreaking💔😢
@JohnManyore-fw8fc
3 ай бұрын
😢😢
@djpropersavevo5353
3 ай бұрын
So sad 😭
@carringtonkasuntha9945
3 ай бұрын
It is well my brother
@giftmavhura1046
2 ай бұрын
So sad , nyaradzwai mumoyo mkoma wangu
@violetzvarova7532
2 ай бұрын
The last part made me cry zviisei mumaoko aMwari mkoma
DVA is not withdrawn at station level since 2020....
@samuelpolicia119
2 ай бұрын
Avakuita zvechihure Mkadzi, Saka akakuvharira kuti usawone
@pellagiamukora426
3 ай бұрын
Mukadzi uyu ihure ndi satan sorry My brother jeri rinopera
@terry-je5zt
2 ай бұрын
Ndarwadziwa shame vakadzi denga havarione
@ZvikomboreroMunaku
2 ай бұрын
All will be well my brother, mwari vachakunzwa
@CleopasKokera
3 ай бұрын
Mmmm ndarwadziwa
@crispenmuriro9410
2 ай бұрын
Its true pfungwa dzekudziuraya wasvika pakadai dzinouya, especially when you know kuti you were doing good things for your family. Vakadzi denga muchariona asi kupinda hamupinde
@christophermureyani1565
3 ай бұрын
Team Buhera
@JohnMarimbire-me4do
3 ай бұрын
Sad story
@user-pw4dg4gq3f
2 ай бұрын
I don't understand saka how can this man found guilty munhu akamusingisa asina kuuya ku court mutemo weku zim i rubbish
@vanzskies89
3 ай бұрын
Uyu akatodyiswa nemukadzi anoda kurutsiswa, it’s very sad.
@GiftSaidi-vt3hb
2 ай бұрын
Mukoma Samson kana mabuda ikoko please itai maiguru avo vaende ihure iro once been in a same situation in south Africa
@ZvakenziMukombwe
2 ай бұрын
Havarambi vakanyarara Mwari,all is well my brother,
@braindanieltachiua3869
3 ай бұрын
Maningue nice!
@queensaru6444
2 ай бұрын
So sad shame😢 dai Mwari aku batsirai mkoma
@ayandavalerienyoni
2 ай бұрын
Some wives don’t realise that they have good husbands. Wives thrive to make a better version of your husbands everyday , we are called to be their helpers. May God see you through my brother.
@theresataderera4833
2 ай бұрын
Musazviuraye homie. It is well 😊
@emmanuelmahove9989
3 ай бұрын
Very sorry brother
@nyashamnangagwa2018
2 ай бұрын
Eish ndarwadziwa
@selinaalfred
2 ай бұрын
😢
@faithjumo9109
2 ай бұрын
Its painful how innocent suffers while murders are living peacefully 😢
Пікірлер: 363