Vanhu vekwa Rakabopa tinogovanzwa kwa Chigodora. Havanzwe
@user-sc3wx4qn5n
2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 true
@user-wk2sz8kj7j
3 ай бұрын
Munhu anosungwa wese anopedzisira oimba 😅
@amandafish3022
2 ай бұрын
Stress wangu 😂👐🛌unototi uimbe
@user-wk2sz8kj7j
2 ай бұрын
@@amandafish3022 kkkkkkk Taura hako
@user-tc9pb7gl4e
3 ай бұрын
Mbanje dzacho kuwanda .Futi mai webenzi hawana mufaro
@user-ux4jh8kf6u
Ай бұрын
These type of people will never repent...language speaks
@darylgwatidzo9545
2 ай бұрын
touching gospel song
@emmanuelmurandu8627
2 ай бұрын
Ngwere kkkk
@St-G2
3 ай бұрын
Mfanha sazvinyepere you were addicted to drugs. Unotsomwa iwe but unesasi hako asi 🔨🔨🔨
@St-G2
3 ай бұрын
Watotaura wega kuti wainyanyorowa akawanda
@clotildachamhuna1448
3 ай бұрын
Ndabatikana mwana mudiki asi arikupa vana madrugs ka ngaatiitirewo nyasha
@reginadzapasi9668
3 ай бұрын
Just Imagine unenge wakazvara Mwana Mukomana umwe Obva Aita Mbavha.Mwari Tibatsirei😢
@tendaimichaelsakarombe6100
3 ай бұрын
Uyu haachinjiba kamutauriro kake aka hakana kana meaning type iyi its a great loss chaiyo maari munenge muri kumunakidza achiri kugona kutaura slang uyo
@lionessmasie6284
3 ай бұрын
Kumakomo tv tokumbirawo mubvise your settings tetichida download at work pa Wi-Fi tozoona later kumba
Mmmmmmmmmmm I got some news that these Rakapoko brothers have no parents they are just in and out of prison. Kunzima umphakathi wako Headman Chigodora in Zimunya awusize please
@user-eq1yp5xx3y
3 ай бұрын
Dai wakaitazvako zvekuimba izvi chipo chiripo
@nomoremakosa702
2 ай бұрын
Kkkkkkk...kubvarura here mfana...kkkkk...ita mushe iwee
@FPLNEEGA
3 ай бұрын
What was his sentence
@Hungwe
Ай бұрын
Like 18 years😂
@user-ee1in8gm7m
3 ай бұрын
Zvakaoma 😢
@cleopastana5574
29 күн бұрын
😂😂😂😂mupatrol makashata
@tawandakororo2756
3 ай бұрын
Masinhi edu 😂
@tatendahmadzviti8913
3 ай бұрын
Mbanje mujeri dzirimo asi😢
@marlonrusvava9875
3 ай бұрын
Unowanikwa kupi iwe ndoda kuti uuye uzame kuita zvauri kutaura izvozvo kwandiri ugoona kuti chii chinoitika. Wakajaidzwa mupfana iwe
@charlesmlambo8489
3 ай бұрын
Titsanangurire zvizere zvakaitika, learn to unpack what really happened from your interviewees, otherwise good job
Пікірлер: 64