Anehutsinye tangai renyu we will support you guys 😢😢😢😢😢
@MelindahTshuma
11 ай бұрын
Nyaya yakanaka kunzwa both sides before you judge.
@blessingmashandureblessing9650
11 ай бұрын
Pane paangazviti akashata here
@kudzainyamande9594
11 ай бұрын
@@blessingmashandureblessing9650 Like Melindah said, mirira both sides , because une 1 side chete
@generalhuni3521
11 ай бұрын
Kana chiri chokwadi Naiza boom is dead😮😮😮😮😮😮😮
@geesibanda1036
11 ай бұрын
But vese vakapera kutengerwa mota naNaiza wani
@ralphchimbaira1755
11 ай бұрын
I don't see him dead. Dynamos chaiyo yakambotizwa nema players akaenda kuShooting Stars Chunga akatanga ku trainer tuvana. Nhasi we still have Dynamos. Apa shamwari nyaya haisi pakuona kwatinozoita vanhu vave on stage. It's about the creativity
@freddymaoneke
11 ай бұрын
Mmm haa naiza anokujairirai boys , kuti inzi naiza ndimika team racho. Ndarwadziwa nemi boys
@TriniDady
11 ай бұрын
You might be lacking understanding here,who made who? Naiza made and groom Ozemwa,he should be greatful for the work Naiza did.If they think they have grown enough why not go and build your own?
@bechaneandalande995
11 ай бұрын
Iwe tseki unongo supporter zvisina bsa duzvi
@dumisaninhliziyo1072
11 ай бұрын
Subjectively i think jati, netsai, vovo na ozemwa combined are a strong force. They can start their own thing link up with others like magtom, nigel, uncle saint, etc then create something bigger.
@albertmaronga2610
11 ай бұрын
They will still end up splitting!! Money is the root of all evil😅
@nomondezondi5680
11 ай бұрын
I think kuita zvake zvake ndo the best
@ralphchimbaira1755
11 ай бұрын
@@albertmaronga2610True
@ralphchimbaira1755
11 ай бұрын
Kana vave ma director vachaona kuti 2yrs dzakareba sei
Naiza ndakagara ndamuona kuti inhunzvatunzva i can tell from facial expression yaOzemwa kuti hz hurt but we support u Oze tangai chenyu chinhu tofollower Matsanga arikurova basa wani zvakaoma kudaro asi arikutoenda vhurai page vakomana ndimi Naiza imi musanyeperwe tinemi ❤
@mashashaveeh3746
11 ай бұрын
Bigup Jedza wakakurumbidza kuzviona
@spearstv9890
11 ай бұрын
Tomira nemi vhurayi ma page enyu tikusapoteyi naiza kuti asimuke tisu saka tomira nemi
@jabulanimgomesi7950
11 ай бұрын
Hey! Zvakakosha kunzwa mativi ose asi matsananguriro aOzemwa this is ‘believable’. Pane zvakanakawo zvaataura pamusoro pa NB zvinova zvinotipa mukana wekubvuma zvizhinji zvaataura. Wish you all the best guys!
We will subscribe to your works Ozemwa just do your own thing 😊
@sanelencube1204
11 ай бұрын
The problem with Zimbabweans is that they have acquired Zanu Pf greed. Naiza Boom you have destroyed something good because of your greed. Go and officially join Zanu Pf.
@tboyttboyt5013
11 ай бұрын
tangai zvenyu mega inga matsanga akasiya wani nhy nhy aaaa batanai nevamwe like magtom media muchitendda will supoort you ndakazvion ini kuti naiza ari rough haan mukamwa
@melodymusasanya6247
11 ай бұрын
Matsanga akambozvitaura izvi
@Dam415
11 ай бұрын
Kkkkkkkkk akagona akakura
@kelvinnyakurikambura8695
11 ай бұрын
Yah akakasika kuonera
@ThiagoELVIS-t4j
11 ай бұрын
Jatwero Ozimwa Netsai Vovo🎉🎉
@TatendaClive
11 ай бұрын
I saw this coming hanku ,moira uyo watch out kkkkk
@proleathersupply
11 ай бұрын
I'm going to unsubscribe Naiza Boom now
@tinyikontsako6387
11 ай бұрын
Nekuda kwemunhu 1 here😅
@bechaneandalande995
11 ай бұрын
Tichatobuda takawanda ipapa
@MelindahTshuma
11 ай бұрын
Kwaaa why ,,,, apa hauna kana kunzwa both sides u already judging
@MBIZIDUBE
11 ай бұрын
R1000 pamwedzi nendimi dzaOzemwa😢😢😢
@modestermudambu
11 ай бұрын
Kkkkk
@SilvestarMunanzvu
11 ай бұрын
Ozemwa, netsai,Vovo,jatiwero 🎉🎉🎉❤❤❤❤
@badgeneral-m5o
11 ай бұрын
Naiza is a good example of mabosses anoshandisa vanhu mahara .....
@prudencemaemba4629
11 ай бұрын
Uuuuuuum ozemwa unogona iwe ita zvako wega mwari vanokuitira zvakanaka
@tshibukutewebhibho4337
11 ай бұрын
Usamlfurira anodya mutupo
@TriniDady
11 ай бұрын
It's not about kugona kwake,it's about understanding, what did he do with the money when it was still paying, with all kugona kwake what did he do on his page? The should have used Naiza to build their own wealth but greedy got them before hand.
@celcinfor3534
11 ай бұрын
@@tshibukutewebhibho4337 tell them. Kune dhongi riya rakazopinda muJerusarema rakatsva naJesu raitofunga kuti vanhu vari kupururudzira iro. Ngarichipindamo futi rir rega rione kuwadza kunoita chamboko chewaya kkkkkkkkkkkkkkk
A typical case of where the Ministry of Arts & culture should come to the rescue. At the very least, these youths are using their talents to create their own employment and are not a menace to society.
Kana chiri chokwadi rongedzai muzvitangire zvenyu not kutsvaga sympathy paplatform ino. Mistake maifanira kunge makanyorerana contracts of employment. Kune vanhu vari kugadzirira macompany lots of money but being paid pittances. Mistake makaona seproject yenyu mese which wasn't it. Anyway here's to wishing you all the best in your future engagements. Make sure you have contracts detailing the smallest of labor related issues to avoid this from happening again! ❤❤❤
@juniorfreedom8775
11 ай бұрын
Chihure nebasa hazvidyidzane,Mari yakupedzwa naMoira night
@profqda3464
11 ай бұрын
Hoyooooo
@CharlesRanga-h3e
11 ай бұрын
You guys ndimi vanhu vaitofambisa basa nekti zvatavekuoneswa zvaakubhohwa
@runaidanancytobias285
11 ай бұрын
Haa in life munhu munhu. Naiza chigadzirisa errors ako ini l cant comment and will not judge. Only God knows and blesses so l dont take sides. So heartbreaking kana zvakudai guys.
@lloydmpofulodzapower8739
11 ай бұрын
Yakufa NAIZA BOOM iye
@RuvarasheMlambo
11 ай бұрын
Budai muite zvenyu guys tajakumurirai
@byronmatukuta3419
11 ай бұрын
Ndakagara ndazviona kt naiza imbavha mupfana uya anopedza vanhu career
Naiza itsotsi kubva kare achinyepera vanhu Kuti Ari kuvatengera Mota Matsanga akazvitaura
@professordhewa298
11 ай бұрын
I wish Ozemwa uchaona comment yangu uri Dako mufanha iwewe ndiwe wanyengera vamwe vese iwe uri nonsense iwe ukuda hukuru
@charleszengwatv3323
11 ай бұрын
Beche rakee naiza
@BossKedha-gq1vj
11 ай бұрын
Aaaaaaa musiyei guyz akadhakwa naiza ko discovery ndeyani yanzi Jatiwero
@milidzindlovu962
11 ай бұрын
Ndosaka Jedza akasiya paye vanhu vakamuti anopenga ndiyo nyaya yacho
@MoreblessingMashizha-gc2rt
11 ай бұрын
musiye ka naiza wacho muite zvenyu cz makuzikanwakare
@michaelmudamburi8819
11 ай бұрын
Batanai naMatsanga naJedza mupushe maWorks
@waltermuponda9171
11 ай бұрын
END OF NB
@callensiachikalanga3600
11 ай бұрын
mmmmm chawora ichi
@winnetkambarami8038
11 ай бұрын
I love you so much my brother,leave him kana zvanetsa anofunga kuti ndoaneyese isu kutoona Naiza I’ll be supporting you siya my brother ngaasare neNaiza yake
@R-mv3ul
11 ай бұрын
Guys let's learn to appreciate kuti tikuzivei it's Naiza boom,, no_one is perfect amana,, dai mangobuda makanyarara.... mukuda kubuda munaiza mamudonhedza
@teclazobel1589
11 ай бұрын
Kuti iye Naiza wacho azikanwe ndivava maActors iwaya, we should never forget that. They don't owe him jack. He did them wrong, period!!!
@bosschance9283
11 ай бұрын
Ava ndivo naiza boom.......wakatanga kuziva Ava before kadirector kenaiza boom
Ko mota dzese dzamakatengerwa naNaiza mese maive nadzo here,,hamutende imi
@alicechirambadare7177
11 ай бұрын
Naiza akutadzq basa...ngavataurirane vapushe basa panwe chete pliz
@TatendaClive
11 ай бұрын
Shaaa arikurohwa mari na moira night uyo look @ tht lady i money vulture uye tarisa kubva paatanga kudanana na moira kunhonga marutsi a calaz kwaakaita
@blessingbondera-x3k
11 ай бұрын
Naiza idako itai zvenyu guys tokudai
@taipagibonhuchu2256
11 ай бұрын
Mukoma Ozema zivai kuti you were NOT a shareholder BUT an employee. If you are NOT happy budai then WE will also follow you. You are now established and he is kicking you out because you are now challenging him in his own business.
@wedumusic
11 ай бұрын
Rather than complaíning wankue ita zvako
@Thedogboy1994
11 ай бұрын
Ini ndakamboti matsanga achitaura izvi zvikutaurwa ini but now i believe kuti naiza haasi boe
@johnnyams1457
11 ай бұрын
How is it Dhafu haana mota???¿?
@patronellachigaramumba3672
11 ай бұрын
Musha vaparara uyo
@jr2011f
11 ай бұрын
Ko kungomusiya muri mese moita mega then moshare mega pasina Naiza coz combination yenyu yakanaka yakadaro bvisai Naiza muenderere mberi
@blessing6410
11 ай бұрын
as long as zim economy is like this hapana kwavanoenda acting must not be like a permanent job must be part time u can blame naiza but also economy
@anywaypangai
11 ай бұрын
Aaah ndicho chimuseyamwa paZim ...😮
@Dee18c
11 ай бұрын
Inside life
@PanganaiMutandana-kp1jr
11 ай бұрын
Start your own things you guys munechipo chenyu imimi
Пікірлер: 339