Anoparidza hake Chambwera asi kunzi muVhangeri kana, kuzviremedza ne title hake. Unto whom much is given , much is expected but apa hapana zvizhinji hapo. Ko kungogarawo zvakowo mu uswa wosiya threshing floor kune avo vanotenderwa kugeza nguwo dzedu nokuti ukango dzereteta chete unenge wabata dziro rakanangana neimba yangu Ndatoparidza so
@princematanga8777
4 жыл бұрын
hapana chamataura baba apa
@runganomuzakwaya9747
4 жыл бұрын
God is great
@butholezwempala8714
6 жыл бұрын
this is the true gospel
@princematanga8777
5 жыл бұрын
izvi apostle chiwenga havazvizive
@princematanga8777
5 жыл бұрын
@Rumbidzai Vashoma i listen more than what you do
@princematanga8777
5 жыл бұрын
@Rumbidzai Vashoma in fact ndakanzwa achiti Evangelist Chambwera havaparidze zvaMwari
@rumbidzaivashoma128
5 жыл бұрын
@@princematanga8777 ndatomutsvagao Chambwera after l heard Apostle Chiwenga saying Chambwera anovhurisa maverse and haafarirwe pagomba because he also preaches the true gospel,l have heard him twice saying that then l decided to listen to Chambwera. I also listen to other preachers that he criticises kuti I chokwadi here lm not just a yes person
@princematanga8777
5 жыл бұрын
@@rumbidzaivashoma128 so he contradict himself go and search"Chiwenga the false apostle! pamaminutes 14.45to 15.03" on you tube
@ChatswithConnie
5 жыл бұрын
Have you listened to Apostle Chiwenga? I bet you have that is why you are saying that.Chambwera uyu haasi kutaura revelation yacho.Ngaataureka tiinzwe yaainayo.He i trying to copy Apostle Chiwenga but manje hazvibude because hazvibve kune Anoda kana Anomhanya!He has not even said any verse since he started talking.Tipe maverse iwe mudhara.!
Пікірлер: 26