Pane vanhu varikuwona here kuti nyaya iyi izere maburi. Chekutanga, hapana nyaya apa. Ngaatengese mota yake pane ku pemha. Chechipiri, ngaamborega zvekutenga ma handbag ne jahwi rema wigi!!!! Zuva's pririorities are messed up, anokoshesa ma lipstick nema wig. Vanhu vakungouya pa soshali kuzopemha ivo mari dzavo vachigadzira nzara ne kugadzira ma eye brows!!!
@EdinahMhlanga
3 күн бұрын
True
@Zuzile-g1o
4 күн бұрын
Zvombonzi Nyarai aishanda mubhawa redu, zvozonzi Nyarai anoshandira lawyer?!!! Batai mazwi. Nyaya iyi ine maburi akawandisa.
@RoyalHighness625
3 күн бұрын
Akatanga achishanda mu bhahwa then now akushandandira lawyer so chikunetsa kudzwisisa papa chii?
@MiriamMagadzike
2 күн бұрын
@@RoyalHighness625 Taura zvako ...
@samanthamudarikwa1100
3 күн бұрын
This has made me cry 😢. It shall be well with you and your family Zuva ❤ 🫂
@yourhealinghome
3 күн бұрын
tears refused to cooperate Zuva....
@jaycee533
3 күн бұрын
Liar liar pants on fire !!! Zuva unonyepa taura chokwadi wakabatisa imba kuchimbadzo now vanhu vakuda mari dzavo . Dont get scammed
@Zuzile-g1o
3 күн бұрын
Anofunga kuti akangwara, her story is full of holes. Apa ane mota, adini kuitengasa and those 350 wigs dzake???
@Dadirai-xg3no
2 күн бұрын
Hezvo
@auxilianherera1845
Күн бұрын
Mashura😅😂😂😂
@NancyNcube-ny2hv
3 күн бұрын
Ko manje munochemerei. Akuna chinhu chakaitika kare chinochemedza muridzi wenyaya akunha . Isu vatereri tisu tinofanira kuchema . Vanhu munogona ku acter
@GraceMuzhuzha
2 күн бұрын
Waitorara zvako wadya pa tym yacho waona kt chihure hachichabhadharakaaaaa😂😂😂😂
@wilithancube9388
4 күн бұрын
😭😭😭😭 ndarwadziwa Kani mhai mwari where are you sorry Zuva but this Nyarai thing hanyari shuwa god will do something for you guys
@acquelinedutchess6130
3 күн бұрын
So Daddy moved out,the divorce is final,Nyarai arikuda imba?Mama worked for this house and now she wants to relax pobva paita izvi.Parikuda $15 000 apa plus lawyer
@PaulineJackson-h3r
4 күн бұрын
Nyaya iyi yandirwadza zvisingaiti. Dai ndine mari ndakupa shuwa. Varume please dzidzai kugutsikana nevakadzi vamunavo
@chiwo4889
3 күн бұрын
I think dai ambotangira pama DNA to make sure vana varikumhanyirwa mhanyirwa ava vaNyarai ndeva baba vake zveshuwa here
@AshyChidaz
4 күн бұрын
I know your pain gal .dai mwari akubatsira
@S24-x1u
4 күн бұрын
Nyarai, Nyarai, Nyarai. Yout time is coming. Sorry hako Zuva
@angelinejeriwa9886
4 күн бұрын
I can feel it kune vakadzi vasina kana ganda on this planet bt each dog has its own day hutsinye hauna kunaka eish
@KatlegoMmope
Күн бұрын
Mai vako vakadiyi kutengesa imba votenga imwe ine Zita remwana nyarai Dai now oshaya pekutangira
@gaudenciajaravaza6208
4 күн бұрын
Zvokuramba uchiti my ddy is old izvozvo zvirikubhowa nehu old hwavo ndovarikukonzeresa ma problems
@stopit8048
4 күн бұрын
Too much begging pamedia
@Zuzile-g1o
4 күн бұрын
@@stopit8048 And nyaya iyi inemaburi. Listen carefully as she is telling her story. There are so many inconsistencies!!! Batai mazwi as she is talking. She should sell that car she is sitting in, 1st & foremost.
@thokozanihlatshwayo6497
3 күн бұрын
Kumba kwedu kuMkoba 6 sorry sister life vabereki kana vasirivese vana vanowona moto😢
@tmash6732
3 күн бұрын
The story is too long uchingotenderera just go to the point kani Zuva. I feel sorry for you but your story telling is boring to follow repeating and repeating
@Gadgetguru477
3 күн бұрын
VaChivayo pindiraiwo apo 15000 tozokupai pliiizzz help we need you right now
@tmash6732
3 күн бұрын
It sounds like Zuva wacho atove neserious mental problem. She can not even tell a story zviri straight repeating and repeating zvimwe zvisina basa. You have said a million times that your step day is old and that Nyarai is working for lawyers
@account2548
2 күн бұрын
I’m not surprised nyarai is in an affair with the lawyer and will take all A . Step father vako messed up because after divorce parties split property
@Zuzile-g1o
4 күн бұрын
Tarisai muone, hapana kana misodzi irikubuda. Maziso akachena kuti mbuuuuuuuuuu!!!!
@Smhairbeauty
3 күн бұрын
Apa hapatodi chirungu zuva iti Baba my dad my dad pakadai
@pedzisaipairamanzi3485
4 күн бұрын
Nyarai it shall never be well with you
@MiriamMagadzike
4 күн бұрын
Mwari pindirai nyaya iyi inorwadza..
@runyararomtandi2237
2 күн бұрын
Varume ndozvavari ladies be wise ukawana murume anemba yake dnt invest in that house enda unotenga imba yako inezita rako
@tracyraquelmaponga4306
3 күн бұрын
Ndarwadziwa ummmmmm mukadzi rudzii asina moyo ma small house ndiko saka vachizo gadzirwa
@mutsawashe1369
4 күн бұрын
You want lawyers from outside Gweru.
@gracemabiza8648
4 күн бұрын
Ndosska masmall house achizoroyiwa anodherera Nyarai uyu Zuva bata Bhozho akupe number dzevanosorta
@tmash6732
3 күн бұрын
Very sad story but kuramba uchingodzokorora , madata anopera
@Lin07Q
4 күн бұрын
Yes you are right
@kurrieoriginale3613
2 күн бұрын
Sooo after all is said and dòne soooooo 🧛♂️
@kurrieoriginale3613
2 күн бұрын
In short you are asking for money. Period
@abigailuzizo6798
4 күн бұрын
Mama urimbwa iwe
@billtev9846
4 күн бұрын
The town of Gweru is full action movie.
@CristinaBvumbe
4 күн бұрын
You are wasting your voice for saying dady dady
@siphilanzimashumba8637
4 күн бұрын
Its really painful
@benitakuyeri9642
4 күн бұрын
Bata mai Munangagwa
@nyaradzokamutero4334
4 күн бұрын
Shame Zuva mwari vanopindira
@HealthyPromotions
4 күн бұрын
Varume vekuzimbabwe maone.
@mutsawashe1369
4 күн бұрын
That lawyer need to be sued because of something to do with interest. Ko vana vekuuya nababa vako vaya varikutii. Nyarai uyu muroyi chaiye manje akapinda mumba imomo achadzinga baba vako.
@MarthaMurapiro
4 күн бұрын
Haaa Zuva ndokuziva kuZaire kuMkoba ndoo kumba
@tendaiMufandaedza-ku4gr
4 күн бұрын
Sad story
@EvelynTapfumaneyi
3 күн бұрын
Taura hako nechishona wanzwa
@julianachiweshe2857
4 күн бұрын
Saka nekudada kwese kwaunoita kuya washaya 15k, tinenge tichiti mugerezve muchiuya and boast pano here, isu tiri buzy kwa saint tv hedu na shema vari kubatsira vanhu chaivo
@ChipoMponde
4 күн бұрын
Pane nguva yekufara ,pane nguwa yekuchema ,kana umwe mkadzi achirwadziwa usaise salt pachironda semkadziwo ,kana zvisina kukubata just skip
Пікірлер: 77