Akatokundikana uyu nekuda murume plus Mari haatobvipo kuda kutihwa uku ukaona uchiri kuudza vanhu uri mukati mezvinhu zvacho uchiri kuzvida asi unoda kuhwa vanhu vanoti kudii angadai akatosiya pakapora bamu.nini asina kumbomirira nhoroondo kubva kumurume
@Dadirai-xg3no
3 ай бұрын
@@AnnahChipiroyeah kuda Mari kkkkkk haaa vakadzi kuseka hedu isu masingle asi ivo vamwe vakadzi venyoka nemakudo kwaaaa
@khotsomakokotlela8002
6 ай бұрын
Amai amai, makashinga moyo, rovai pasi as in much as in you love your ,marriage but this situation is unbearable, the best thing is to leave this person and let him face and dance to his own , ,music that he played. And subscribed for.
@alfinanyoni5611
6 ай бұрын
Yendanevana..Valo..siya.Gudo..
@fadzaimacharaga98
6 ай бұрын
Ummm vanhu vatadza kuvimba namwari ...izvi ma1
@pearlmambinge451
6 ай бұрын
Mari yakaoma sure, mota kufambiswa negudo. Room yaSekuru Gudo, taiti ingano asi zvinhu zviri kurarama muhupenyu. Sure kurarisa vana negudo nekuda mari here? Richati ratanga kukudyai. Mari yacho ichanaka here? Zvakaoma hazvo
@handirovichavhunduka9936
6 ай бұрын
Siyayiii imbaa ,u are highly contributing the dangers to the majority innocent people.leaving him is an ethical means
@Dadirai-xg3no
3 ай бұрын
Havasii nekuda good living unonzwa ndogwadziwa uri kuita Action yei uchiramba uripo
@jasminemazike9800
6 ай бұрын
how about consulting with his parents and relatives
@user-bx6uz6bo4g
6 ай бұрын
Bata sky media timboonya nyanga Dzepa KZitem dzichiita something
@alphamangwiro6429
6 ай бұрын
Kurikuda mari here amai or kuprotecter marriage ummm tizai nehupenyu hwenyu
@esterdube8894
6 ай бұрын
I know people love to keep their marriages. But in these situations leaving is the best option. Makazvigamuchira henyu but in the long run its destructive to u and yr kids yoo
@Dadirai-xg3no
3 ай бұрын
Vamwe vakadzi mune zvivindi shuwa munotogara. Nevarume vakadai kuri kuda Mari here ummm better ndigare ndiri single asi ndine peace of mind ummm Saka zvawakazviziva wakarambirei uripo wazviziva akaromba muchafira kuda Mari ikoko nekuda kunzi Mai nhingi
@user-uj2nl8sp6h
6 ай бұрын
Yiiii pakaipa
@raychibvongodze5283
6 ай бұрын
I wonder kuti sei vanhu vasingade kushanda nesimba ravo zvisina mushonga other than sacrificing mhuri nezvakawora zverima izvi. Mwari ndivo vanopa ropafadzo dzose
@thegreatmakoni
6 ай бұрын
No no hazviiti
@crustpeninasecurity
6 ай бұрын
Enda kwasekuru Tasvu zvinonopera uye imba yahoo haiputsike
@mailee3105
6 ай бұрын
Saka baba mudiki vakatii pamakafamba muchiudzwa nezve kurwara kwavo
@allinadaysworkhakunamatata9187
6 ай бұрын
Iiii amai imi kushinga kwenyu kunondityisa
@carolinegozo6541
6 ай бұрын
Makaita dzungu ko kudeedza Hama dzemurume
@tatendagwata9768
6 ай бұрын
Hie Aunt Mamoyo nemi vedare❤❤❤🙏🙏🙏🙏
@michaelmaziya2930
6 ай бұрын
Gudo iroro Cc vangu richasvika pakundouraya pamberi apo musarivara tsvakai vanobatsira nguva ichipo mungati makaroorwa hre kana kuti mune musha wamunorara negudo kwanai mkunda
@mickeybank
6 ай бұрын
Yoweee kurahwa nasekuru gudo nekuda kwemari. Amuzwiri ana amavekurarisa nasekuru gudo tsitsi ere. Iye nyakuromba vacho ngaakwirane negudo rake. Anhu ityai Mwari
@user-br2lw8yn4l
6 ай бұрын
Iwe sister uri mutorwa ita zanhu rekuenda to the strongest godobori pachiri padhuze
@esterdube8894
6 ай бұрын
She accepted it going to another godobori will just add petrol to the fire
@user-lq5bw2nu1j
6 ай бұрын
Saka munofunga kuty munorarama kusvika rini negudo mumba inga makaoma n hamutombosi kurwadziwa nekuparara kwehupenyu hwevana venyu
Amai imi ka kwanai .saka murume akafa ndimi zve munosara muchichengeta become murimazviri.zvinhu izvi zvichanetsa vana venyu.kurikuda murume here.wat a stupid woman u are
Пікірлер: 46