Pamaverse mfana uyu chiwenga hamuna zera naye zvamanje manje. I dont go to his church but has verses to stand on and am yet to see a challenger
@yllabis
Күн бұрын
@TakesureMarembo Kuziva maVerse hakusi kuziva message yeBible. For example cramming science notes and understanding science are two different things. Haazive chinhu uyu Chiwenga. Let me show you. Zigo talked about the fact that if you insult Jesus you will be forgiven of your sins. Instead Talent Chiwenga went on to read a verse of Herod who was worshipped as God and instead of giving the glory to God he took it for himself. Now let's compare Muparinga and Herod. 1. Both committed a sin according to Talent Chiwenga. 2. According to Talent Chiwenga, Muparinga insulted Jesus (who is God) and whilst Herod did not utter and words he took God's glory. 3. Herod violated the 1st and 2nd commandment but Muparinga did not. Talent Chiwenga does not want to admit that he is wrong. Anoregerara vanhu ndi mwari and Jesus has already told us which sins are forgivable and which ones are not that is basis of this argument. Can God forgive Muparinga for his utterances or not kwete zvemaVerse izvi. 1 hour yese ye nonsense uchituka because you don't want to be called out when you are wrong?
@NicolletteGariyawo
2 күн бұрын
Zvipo zvakasiyana Chiwenga ano paridza mungataura zvenyu.Chiwenga ano ziva magwaro
@SimbarasheHanyani-em6sc
18 сағат бұрын
@@NicolletteGariyawo both of them they're all good for preaching except you like who or favour who?
@TinasheMagabz
Күн бұрын
Apostle Chiwenga vari right,,iwe muparinga urikuramba zvawakataura ,,chero after 10 years mwari vanongokukwatura muparinga urigava
@clevergwenzi3697
Күн бұрын
Hewooyi. Hanti ndimimakuudza mwari zvekuita?
@taipagibonhuchu2256
Күн бұрын
Zigo I thought you were right, BUT apa Apostle has corrected us. You cannot blasphemy against the Son of God
@ShilohAdams-u9o
Күн бұрын
Apostle chiweenga is right
@shepherdchibatamoto8222
19 сағат бұрын
Apostle Chiwenga was sent.I thank God for his attitude boz its a barrier for those who are not written in the book of life.
Do you know kuti apana kana 1 anozivirana magwaro nasatan pano panyika
@NicemanMachenjera
Күн бұрын
@@richardmashingaidze1012 saka toterera nyambo basing on this point of yours
@3CERTIFIED.
Күн бұрын
I've always been saying this same thing like what Apostle Chiwenga said .. zigo is so based .
@troykupinza1226
2 күн бұрын
Pari paIntellect vakomana ava havana zera naApostle 😂
@RumbidzaiVindolo
Сағат бұрын
I used to lesten to Muparinga but hmmmm aftr lestening to Chiwenga,i feel he has the true word. I love the way he explained thrue scriptures. More respect to Apostle Chiwenga.Thankyou
@multitechsolutions3168
Күн бұрын
Zigo cant understand Chiwenga, that's the only true man of God
@nqobizithanormansele
Күн бұрын
To all who oppose Chiwenga you are not meant for salvation. Chakauraisa va Apostle vose ku Rome kuparidza against Zvitendero zvevanhu Chakauraisa Jeso kuparidza against zvitendero ,saka Chiwenga is inline with the True gospel of God
Vana ve Makava ndovanoramba chokwadi Apostle chiwenga is right 💯 %
@EdsonMarufu-ho8tj
Күн бұрын
@@TanakaChikara rehab is waiting for you dai wakurumidza kuenda
@TanakaChikara
Күн бұрын
@@EdsonMarufu-ho8tj kkkk anoda rehab iwe neni ndyn unotenda ku SDA ii church ndosaka muchitorregwa vakadzi nekusafungq uribenzi ungachengeta sabata iwe uri mu gentles hauoni kuti unorwara njere
@RuramaiNyanguwo
Күн бұрын
zigo uri hwai wanzwa her , Apo Muparinga akabhaiza shuwa
Muparinga went offside hake...he needs to swallow his pride and admit he was wrong on that example.
@poterasimba1733
2 күн бұрын
hahaha haaa ndaimbosaiza Chiwenga, haaaa muhombe
@kenwardmarambahwenda
Күн бұрын
He is the true man of God
@tauraimao9805
Күн бұрын
Muhombe pachii just to attack everyone one even musicians
@poterasimba1733
Күн бұрын
@@tauraimao9805 chiwenga anotaura chokwadi and haaparidze heresy anenge ane mascripture to prove zvaane achitaura...
@TinasheMagabz
Күн бұрын
@tauraieheemao ehee iwe gava
@tauraimao9805
Күн бұрын
@@poterasimba1733 ngaatsiure vanhu zvene humwari even now on this video he goes to say Mparinga ngauye nemaputu ake arikumeso that's personal not biblical,that's why you see people like Pro Makandiwa,Pro Magaya thy dnt even respond even kuda kuita clash naye,for what reason team rese raanotuka riri pamusoro pake iye ndiye aripasi that's why he is bitter
@albertokwalila3220
2 күн бұрын
Zigo imbomira iwe na muparinga amuna chamoziwa pa shoko uyo anonzi chivenga bhaibheri nema verse ndiye muridzi
@EdsonMarufu-ho8tj
Күн бұрын
@@albertokwalila3220 imbwa yemunhu
@albertokwalila3220
Күн бұрын
@@EdsonMarufu-ho8tj uridofo Audi chokwadi ini andiende Ku church Kwa chivenga but ndoterera ma verse uyo chero uchida usingadi ndiye ega
@EdsonMarufu-ho8tj
Күн бұрын
@@albertokwalila3220 ko zvemota zvabva kupi zvawakutaura
@castontigere2210
2 күн бұрын
Pastor Zigo muriko here? kandai ma verse ka.
@troykupinza1226
2 күн бұрын
Apostle Chiwenga is right apa
@munyaradzijeche1825
2 күн бұрын
Chiwenga is lying .Jesus was called Son of God pakawanda bfr afa .the demon legion rakati Son of the most high God .transfiguration he was named Son of God ,Baptism he was called son of God.saka anga akamuka here apa.Chiwenga s argument is baselesz
@TerenceMukoora
2 күн бұрын
@@munyaradzijeche1825 ingawani ukutii demon kana takutaura demon hazvizi zvepanyama bcz mademon even Mwari chaiye anomuketa nekuta Mwari mweya,,,saka kana makufunga mafungiro enyu ayaa ndeenyama mufunge ,,,
@MatuzviMuchandiwona
2 күн бұрын
Mabla Zigo😂😂😂😂😅 unovatangirei kana vakanyarara wakuwundurwa manje 😂😂😂😅
@Accordingtoscriptures
2 күн бұрын
Anoterera asina kudzikama zigo wedu uyu😂😂😂
@multitechsolutions3168
Күн бұрын
Muparinga akanyepa zviri pachena😂😂😂😂😂pachena
@ronaldlunga9807
Күн бұрын
He is a motivational speaker cum comedian zvomupa kurasika
@AbleMlambo
2 күн бұрын
Kutorotomoka ikoko itori punishment iyoyo .mparinga is already serving his punishment
@naturezw3655
Күн бұрын
Chiwenga is just too pompous for nothing...the fact that he doesn't want anyone to challenge his sermons makes him a charlatan. He is good at criticising other preachers but he is afraid of being scrutinized based on the bible. It's a shame that Chiwenga claim pastors run away from him yet He was invited for a bible discussion with Evangelist Marufu and he never showed up only to hide behind personal attacks.
@emmanuelmuzanenhamo6182
Күн бұрын
UNE shave inzwa magwaro ukadzikama udzidze
@kenwardmarambahwenda
23 сағат бұрын
He has responded wani teerera clip yakaiswa na JCTV Africa ... ana evangelist marufu vana vadiki
@jorammatizira9794
2 күн бұрын
Zico you 100% correct usanyeperwa hauna kukanganisa chero ka1
@cnmaths24
2 күн бұрын
Asi unopenga
@tapiwasamapenda6556
Күн бұрын
Zigo ngaamboita zvejournalism
@kenwardmarambahwenda
23 сағат бұрын
newewo futi wakubatsira kumhura Mwari inga unezvivindi, kana munhu akanganisa ngaanonzi akanganisa
@admondmachanja3796
Күн бұрын
If there is a gift talent gas , it is that of insulting. The scriptures zigo read are true scriptures not his own scripts.
@kudadengura2030
Күн бұрын
But pakuzoti umwe munhu hauna capacity yeku debater neni , fill kuti ivo apostle Chiwenga as a man of God vari kutizvikudzawo
@kenwardmarambahwenda
23 сағат бұрын
listen to his sermons uchazviona kuti ichokwadi
@TawandaMurindi
23 сағат бұрын
Same aplies to you chiwenga you are a lover of yourself my guy
@mosesmuringwa4255
22 сағат бұрын
Ministers apostles pray stop being celebrated at social media gaining popularity and money. Vachauya kwandiri voti ishe inga takadzinga madgimoni muzita renyu wani, and he will say "get back where you were doing your work" evil doers
@mosesmuringwa4255
22 сағат бұрын
Be blessed Mog, love God and God alone he does not change.
@NyashaRukwava
2 күн бұрын
The truth ndiyo ikutaurwa nemurume uyu zigo Son of man wapabata hre baba
@LucyDudu
2 күн бұрын
Inini hangu l love Evangelist Muparinga..
@kenwardmarambahwenda
23 сағат бұрын
you are blind
@georgekadotso5823
22 сағат бұрын
ndopane kurasika ipapo, that makes you vulnerable and biased against the truth of God's word, ida Mwari kwete mufundisi, u can love him all you want but chokwadi chinongo buritswa pachena neshoko raMwari, the choice is always yours zviri pachena semutyairi we tarakita izvo
@gilbertdzuda7447
2 күн бұрын
Evangelist Muparinga wanoparidza -- ASI KUZOWANA MHOSWA MHOSWA PANA JESU MWANA KOMANA WAMWARI NDINOPOKANA NAZVO
@munerimuwandi9396
Күн бұрын
It doesn't matter how much you want to prove Vachiwenga you are not a preacher
@olymoremangwenda4381
14 сағат бұрын
@@munerimuwandi9396 zvakaoma kungomuvenga zvenyu
@StanleySabumba
2 күн бұрын
Chiwenga is from satan straight and muparinga is heaven send,,, he is talented stay blessed ndimi mune chimuti vanorwadziwa ngavarutse 😮😮
@jorammatizira9794
2 күн бұрын
Ndochokwadi ichii
@WiseKing-wp6im
Күн бұрын
Uyanya wena
@kenwardmarambahwenda
23 сағат бұрын
eeeh haaa live in darkness indeed
@jullietmuroiwa1490
10 сағат бұрын
Shoko rinoti gakava harina maturo chine maturo kuziva Mwari as your personal savior ♥ muponesi nemudzikinuri nokuziva mutemo ine gumi finish and klaar
@its_skywalker.775
13 сағат бұрын
I will admit, I was educated hear. God give us understanding.
@KudakwasheHandsen
Күн бұрын
There's no need for the Pastors to defend themselves. Preach the gospel and stop this nonsensical debate
What is so special abt abt you talent..hauna chaunoziva ...you destroying souls of pple..language yako. inosemesa.yiu wll get yo package in full.hatidyi mahvoko ako ..chirungu Chisina basa.vane nhamo vanokutevera.Muparinga is a true man of God.
@MkonhereMakudo
Күн бұрын
Iwe hausi duzvi here iwe unoziva chii
@tapiwasamapenda6556
Күн бұрын
Why are you so attached to man that you cannot see the truth. Muparinga made a mistake the scriptures are clear Jesus never borrowed a donkey
@TinasheMagabz
Күн бұрын
Urigava
@TavongaAlpha-bi1cl
Күн бұрын
Iwe unoziveyi iwe
@kenwardmarambahwenda
23 сағат бұрын
heya hameno henyu nehupofu hwenyu ihoho
@joycemakomva9804
Күн бұрын
I. Like listening to the word acordibg to what God wants me to hear Vaparidzi vane ma characters avo and their difference are not my business Lets give our quality time to God. The devil can keep us busy on zvinhu zvisinei nesu
@ordinaryafricancitizen4558
Күн бұрын
I think someone must call Chiwenga to order. He does not represent God, neither is he God. He can not accuse anyone of any flaws because he is chief amongst us. He is full of hatred and a desire to see evil prevailing in other people. Chiwenga does not represent God but his pride and ego. To Chiwenga everyone is lost except him, meaning to say he is judged by his own words against others. He speaks ill about Muparinga's face and says a lot of unchristian words against other people. The false positioning that he is better than everyone and his cheeky mouth that pronounce curses on other people is not the gospel of Christ. To stand up and accuse Zigo of drunkenness is a sure indication that he drinks together with Zigo no wonder why his thinking is warped. Zigo, if possible Zigo please give me an opportunity to address Chiwenga and put him where he belongs, a charlatan and unrepentant self professed man of God.
@lastalicious
Күн бұрын
Chiwengwa has faults that he may need fix on his character but when it comes to the gospel you can't win against him his argument are scriptural and can not be contested
@tapiwasamapenda6556
Күн бұрын
its the nature of his assignment... he needs to be radical to expose falsehoods
@tinashe3753
Күн бұрын
I hope Zigo you learn when you quote Mathew 12 vs 31. Make a video acknowledging that you have learned
@CharlesEdson-lw9wb
14 сағат бұрын
I think no one should add or subtract when it comes to the word of God. It's where most of us go wrong trying to impress followers for your own benefits
@doug-u1y
Күн бұрын
Zigo vadenha mutunhu unemago if you are a journalist dont defend Muparinga you are too young for the gospel 😂😂😂
@TinasheMagabz
Күн бұрын
Muparinga na Zigo makava
@tinashe3753
Күн бұрын
Zigo Zigo siyana nezve gospel 😅😅. Muparinga akanyepa zviri pachena worse he is defending himself.
@fredmakuvise
2 күн бұрын
True you are blessed Muparinga
@AnywayMasochaGama
Күн бұрын
Is chiwenga god himself or
@Nico-t1s
Күн бұрын
😂 and everyone is watching Zigos channel while he does marketing for those two fellas 😅
@KuzivaMagaya
5 сағат бұрын
Ndovanhu ve zera rake chiwenga not talking abt SDA church .
@talentmudzingwa7934
9 сағат бұрын
Zigo waimboti pachannel pangu Apostle Chiwenga ndiye wandinoisa mavideo ake. Mazuva ano wakumuvengaka nekuti akukutsiura. So at base you are a journalist sir.
@Godiswithus2024
Күн бұрын
Can Apostle Chiwenga show us the verse where the donkey was returned as per his promise.
@tapiwasamapenda6556
Күн бұрын
did he even make that promise of returning the donkey
@WiseKing-wp6im
Күн бұрын
It was never borrowed
@tapiwasamapenda6556
Күн бұрын
Scriptures should be handled with care. Apostle Chiwenga preaches the truth and its good that he is exposing the so called nice preachers who preaches in the name of gain
@multitechsolutions3168
Күн бұрын
Read the verses, there was no borrowing at any point
@kenwardmarambahwenda
23 сағат бұрын
there is no verse Jesus promised to return the Donkey wena , Apostle is right
@ultimatetvcmachiha3619
2 күн бұрын
its an achievement for Zigo.... Apostle acknowledged Zigo. big up bro u are a celeb
@FlorenceTshuma-e7t
2 күн бұрын
@@ultimatetvcmachiha3619 ngumbuzo mhlobonike loyo
@forexkingmaster5680
Күн бұрын
Shuwa kugara varume vakuru kadare kudiscusser munhu, tsvee zvekuparidza Juse take take nekutukana
@munyaradzimajoni1981 You are very correct brother! Mfanha uyu muregerei, iko katsika kekutukirira nekuramba kuti sorry when you are wrong is a sign of immaturity. One hour uchitukurira neku end off topic!!!
@AnthonyTumazos
13 сағат бұрын
Mistakes iripo hapana ari kuziva ku chvi chisirererwi ndechipi uye kuti chinonzi kutadzira mweya kudii you can not judge zvinhu zvemweya but iwo w ndiwo unoziva zvemweya Chete
@tapiwasauramba
Күн бұрын
kkkkk imi apostle muchaparidza zvababa arikumusoro rini,coz you were and you still focusing on other preachers.tipei shoko tigute apostle chiwenga
I just wann understand Zigo’s malice aforethought posting the video after such indoctrination🤷🏻
@jeoffrey40jm
2 күн бұрын
Personal attacks not good, mapundu kumeso kudii ah not necessary, muri munhu mukuru, Inga mahwina wani pama scriptures acho
@tondetanditonny802
2 күн бұрын
Handizozive hangu kuti kutsiura uchizoti face yakazara mapundu ndizvo zvacho zvinofanha kuitwa here
@georgekadotso5823
22 сағат бұрын
this is an issue of life and death, if you understand issue iyi, if i was Apposttle cChiwenga i would have said it heavier than that , muparinga was so wrong and jst because he kept defending himself instead of jst saying he made a mistake 'whats difficult about acknowledging a mere mistake if you are a true man of God', zvinopisa hasha if you are someone who realy has the truth of the gospel on your heart
@tondetanditonny802
13 сағат бұрын
@@georgekadotso5823 saka unobva wamutuka nezviri paari zvakasikwa naMwari wacho nhai i ddnt know
problem yatiinayo is we are not critical thinkers,Chiwenga is preaching the gospel according to his own understanding,it doesn't make him right if we're to critique him but he knows that the people he's preaching to do not have the intellectual capacity like his
@tam_zw
9 сағат бұрын
If intellectual capacity was a prerequisite in the body of Christ, all these earthly professors & academias could’ve understood the mysteries of Jesus easily_its the Holy Spirit that giveth revelation to thee I hope you got helped🤦♂️
@AckerProgress
Күн бұрын
😂😂 zigoo is a journalist 😂😂
@AnthonyTumazos
13 сағат бұрын
If you deny the holy spirit duties that's blasphemy not Jesus or god
@arnoldmusiya2689
2 күн бұрын
If Muparinga was wrong, why attack his personality.
@TerenceMukoora
2 күн бұрын
@@arnoldmusiya2689 this is not attack mukoma,,,kunonzi kutsiurwa according to Ephesians 5:11 (KJV) And have no fellowship with the unfruitful works of darkness, but rather reprove them.
@tondetanditonny802
2 күн бұрын
@@TerenceMukoorahoo saka kuti face yakazara Mapundu kutsiura nhaika
@tondetanditonny802
2 күн бұрын
@@TerenceMukoorasaka mukuti Muparinga akakumbira here face yakazara mapimples kuna Mwari zvaanotsiurwa achinzi face yakazara mapundu
@lincolnkachere-cl2oi
2 күн бұрын
Even Chiwenga wacho arikutotadziravo mwari nekuti arikutuka, zvese nekushora zvisingadiwe namwari nekuti munhu wa Mwari haungati munhu face inemapundu
@TerenceMukoora
2 күн бұрын
@@lincolnkachere-cl2oi saka pakanzi herod naJesu uri gava saka zvareva here kutii Jesu haasii waMwari,,,saka pakanzi vanhu muri vana venyoka najohani mubhabhatidzi anga asina kutumwa naMwari here zvazoshamisa nhasii nekutii nhema dzikufumurwa
@DjKLCMasara
2 күн бұрын
@@TerenceMukoorachokwadi chorwadza vana vemakava
@clevergwenzi3697
Күн бұрын
Hanzi mapundu ivhangeri? Godo Talent
@tinashemakado544
19 сағат бұрын
Chiwenga is right but ane pamuromo hake haagone kutaura zvakanaka zvine hunyoro nehumwari mukati. Akagona kusatuka vanhu nekushora vanhu anenge akura.
@fredmakuvise
2 күн бұрын
Stay blessed baba Muparinga
@edsonmapuranga716
16 сағат бұрын
To gain followers you are cleaver to go in between the two,though you know the reality and the truth
Handinga sopote chiwenga hangu pakurasika kwake asi Muparinga voo pakudaku correct Jesu apo arasika zvake asi Chiwenga anogara akarasika
@smh20home68
Күн бұрын
Vachiwenga you are wasting time kutsoropodza munhu instead of preaching the Bible to the people. Shame on you
@Brighten-pn9el
2 күн бұрын
True analysis these people they are living with granges
@Accordingtoscriptures
2 күн бұрын
Zigo wakunzi chidhakwa now 😂😂 hant unobuda nechi cup uchinwa pama video ako mazuvano....😂
@tatendatozivepi8074
9 сағат бұрын
Arikuti 2001 or 2021 muparinga maths maths😢
@TafadzwaChibhuracho
Күн бұрын
Chiwenga is right
@TomasMarcosMunenga
2 күн бұрын
😂😂😂😂😂 long time Zig o ko wazodii😅😅
@henrymagada
Күн бұрын
Mwari anotsamwa after 5yrs ,😂😂😂😂😂😂😂😂Muparinga huchi
@evangelisteddy5717
2 күн бұрын
Matthew 12vs31 are not Zigo's words but it's the word of God
@munerimuwandi9396
Күн бұрын
ZIGO to the world zvamanje manje ku journalism ndiwe une chimuti zvimwe zvese izvi ratoo drama 🔥🔥🔥
@ronaldlunga9807
Күн бұрын
Lets talk facts first,zvechimuti zva zvimwe who is right pamascripture
@TakudzwaNzou-pl7ff
2 күн бұрын
Wakupetwa nageneral chiwenga 😂😂😂
@tatendamaengedze4167
2 күн бұрын
Wavakuvhiringidzwa 😅😅zigo
@IsheMambo-g4j
Күн бұрын
Why make muparinga handsome though 😂
@Brighten-pn9el
2 күн бұрын
Correction reach each others
@kevenmakuyana802
11 сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂 Denga zvarichava nebasa,
@SimbarasheHanyani-em6sc
2 күн бұрын
Chiwenga akatumwa kuzoshoropodza vanhu haana kana power ndosaka achitadza deliverance anokundwa power nemademons
@libertykmahanzu8561
Күн бұрын
Zigo you’re very wrong our gospel does not go that way, you may favor Muparinga but here is the thing, you said Muparinga anogona kunge akaregererwa naJesu, my question is Muparinga made a statement in public and obviously his followers and others who watched the video believed his lies about Jesus meaning he thrown a lot of people out of the way publicly don’t you see that for him to be forgiven he must apologize publicly since this was all made public and misled a lot of people, mukuverenga bible ripi akomana imi?
Saka all pastors vakasiya kuparidza Chiwenga anoparidza chii Seems most of his sermons angori ekuAttacker mamwe ma pastors
@LeeTaite
Күн бұрын
No, not all his sermons are about attacking others. They are all over KZitem if you have time to listen to them
@Mo.e._10
2 күн бұрын
Zigo is a journalist 😂😂
@NyundoJuma
Күн бұрын
Seka urema wafa ,Chiwenga.
@artherrunesu
2 күн бұрын
"Evhangeri yenyu takainzwa ichiparidzwa asi iyo mwoyo inoramba yakaoma," Mai Charamba "Vamwe vakati kuna Noah kuvaka ngarava tinoda asi kaaa Mwari wekudenga sei vakaudza iwe wega," Baba Charamba
Пікірлер: 318