My uncle vaipinda vadzidzi so1 day ndakaona kapaper kakanyorwa kunzi Abraham aive mbavha akaba gondowe remunhu sei kwegwedzi aive mhondi aida kuuraya mwana wake isaka ndikaenda nako ndikati ko makazviwanepi vakati ndozvakaparidzwa ku church last friday hayas vanhu ava vakurasisa vanhu vanoti musaverenge bible ivo voverenga votadza kunzwisisa votaura zvemusoro yavo
@savedthruChrist2136
7 ай бұрын
😂ende fut
@scholasticsango3053
7 ай бұрын
Zvakaoma saka tichifanira kuzviverengera shoko ramwari (Bible)
Mapenzi arikudzidziswa nebenzi uko ndokurasika chaiko
@savedthruChrist2136
7 ай бұрын
Aaaaaaaaaah satan aripabasa. Kuparara kwemweya yevaunganidzwa nekushaiwa zivo. Not.reading the word. 😢 at this century people are still being deceived by this cults😢
@judithmwatauseni5157
7 ай бұрын
I don't BLAME you ZIMBABWEANS ndosaka mwura kusina gore rino WHY muchizvidza mwari imimi....
@ProudRubaya-vk2lf
6 ай бұрын
Your end is near...
@sssniperwolf180
7 ай бұрын
Heresy ,don't play with that ,kana tikaombererwa nevanhu tofunga kuti tafanana na mwari
@christophermanjese5912
7 ай бұрын
The Son of God is Jesus Christ whom God gave as His only begotten Son that whosoever believeth in him shall not perish but have everlasting life
Пікірлер: 44